Dzimwe Nyaya

Chikamu ichi chine nyaya dzakasiyana-siyana kusanganisira dziya dzinowanzobuda papeji yekutanga yejw.org. Shandisa nyaya idzi nemavhidhiyo kuti zvisimbise kutenda kwaunoita mazano atinowana muBhaibheri.

RAMBAI MAKAMUKA!

Kusateerera Mutemo Kuri Kuwedzera Pasi Rese—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Inzwa kuti chii chiri kukonzera kuti vanhu vasateerera mutemo pasi rese.

RAMBAI MAKAMUKA!

Ko Unhu Hwakaendepi?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Mazuva ano vanhu havasisina unhu zvachose. Bhaibheri rinotsanangura chikonzero chacho uye kuti chii chingatibatsira kuti tive neunhu hwakanaka pangava pakutaura kana pamaitiro.

Bhaibheri Rinotii Nezvemabatirwo Anofanira Kuitwa Vanhukadzi?

Mwari anoda kuti vakadzi vabatwe zvakanaka. Ona kuti nei Mwari achivada uye kuti achaitei nenyaya yekubatwa zvisina kunaka kwevakadzi.

RAMBAI MAKAMUKA!

Kurwisana Kuchapera Riini? Bhaibheri Rinoti Kudii?

Hondo dzava kuda kupera. Bhaibheri rinotaura kuti zvichaitika sei.

MUSHANDIRAPAMWE WEKUKOKA VANHU KUZOYEUKA RUFU RWAJESU

Jesu Ndiye Achapedza Kuparwa Kwemhosva

Zvii zvatingaita kuti tiratidze kuti tinotenda zvatakaitirwa naJesu uye zvaachazotiitira mune ramangwana?

Jesu Ndiye Achapedza Urombo

Jesu Ndiye Achapedza Hondo

Zvii zvatingaita kuti tiratidze kuti tinotenda zvatakaitirwa naJesu uye zvaachazotiitira mune ramangwana?

RAMBAI MAKAMUKA!

Kunze Kwemari Yakawanda Yakashandiswa, Ndeapi Mamwe Matambudziko Akonzerwa Nehondo?

Inzwa kuti nemhaka yei upfumi hwepanyika husiri kuzoshandiswa kutsigira hondo uye zvichaitwa kuti matambudziko akakonzerwa nehondo apere.

Bhaibheri Ringakubatsira Sei Kuti Usimbise Ushamwari Nevamwe Worega Kusurukirwa?

Ona mazano maviri emuBhaibheri anogona kukubatsira kuti upedze dambudziko rekusurukirwa.

RAMBAI MAKAMUKA!

Vanhu Havachavimbi Nevatungamiriri Vezvematongerwo Enyika—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rinotiudza kuti tingwarire vanhu vatinovimba navo uye rinotiudzawo kuti matambudziko achanyatsopera sei.

RAMBAI MAKAMUKA!

Pasi Rese Pachaguma Paitika Hondo Here?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rakagara rataura nezvehondo dzatiri kuona mazuva ano uyewo kuti zvichapera sei.

Mwari Anoona Sei Matsi?

Mwari ari kuita kuti vanhu vasingakwanisi kunzwa vakwanise kubatsirwa nechokwadi cheBhaibheri. Ona kuti vari kubatsirwa sei.

Kuwedzera Kwedambudziko Rekusurukirwa—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Inzwa kuti vanhu vanosurukirwa vanogona kuita sei kuti vanzwewo kufara.

RAMBAI MAKAMUKA!

Zvaungaita Kuti Uve Netariro Muna 2024—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rinotibatsira kuti tifare iye zvino uye titarisire ramangwana rakanaka.

RAMBAI MAKAMUKA!

2023 Raiva Gore Rekushushikana Mupfungwa—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rinotsanangura zvinonyatsorehwa nezvaiitika mugore ra2023.

Vanhu Vakawanda Vari Kusurukirwa—Ungaitei Kuti Usanyanya Kusurukirwa?

Ona mazano maviri eBhaibheri anogona kukubatsira kuti usanyanya kusurukirwa.

RAMBAI MAKAMUKA!

Nei Panyika Pakazara Ruvengo?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Dzidza kuti nei tichiti ruvengo rwatiri kuona mazuva ano rwune zvarunoreva uye kuti Mwari achaitei narwo.

Bhaibheri Rinomboti Kudii Nezvekunetsa Kuri Kuita Mvura Pasi Rese?

Hurumende yaMwari ichaita zviri kutadzwa nehurumende dzevanhu; ichabvisa zvinhu zvinokonzera dambudziko rekushomeka kwemvura.

RAMBAI MAKAMUKA!

Nei Vanhu Vari Kutadza Kuita Kuti Panyika Pave Nerugare?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Inzwa zvikonzero zvitatu zvinoita kuti vanhu vatadze kupedza hondo.

Huldrych Zwingli Akatsvaga Chokwadi cheBhaibheri

Mumakore ekuma1500, akanzwisisa zvakawanda zvinodzidziswa neBhaibheri uye akabatsira vamwe kuti vazivewo zvaakanga adzidza. Tinodzidzei nezveupenyu hwake uye zvaaitenda?

RAMBAI MAKAMUKA!

Ndiani Achachengetedza Vanhu Vasiri Muchiuto?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rakagara rataura kuti Mwari achagumisa “hondo munyika yese.” Achazviita sei?

RAMBAI MAKAMUKA!

Hondo yeAmagedhoni Ichatangira Munyika yeIsrael Here?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Zvinotaurwa nebhuku raZvakazarurwa nezveAmagedhoni zvinotipa mhinduro yacho.

Chokwadi Chichiri Kukosha Here?

Bhaibheri rinogona kukubatsira kuziva chokwadi munyika izere nenhema.

Umambo hwaMwari Huchaitei Nematambudziko Ezveupfumi?

Waiziva here kuti Bhaibheri rinotaura nezvehurumende ichagadzirisa matambudziko ezveupfumi?

Umambo hwaMwari Huchaitei Nevatungamiriri Vehurumende Vane Uori?

Ona kuti Umambo hwaMwari huchaita sei kuti tive neMutungamiriri akavimbika uye asina uori.

Umambo hwaMwari Huchaitei Nekukanganiswa Kuri Kuitwa Nharaunda?

Ona kuti Umambo hwaMwari huchaita sei kuti hugadzirise kukanganiswa kuri kuitwa nharaunda.

Umambo hwaMwari Huchaitei Nezvirwere Zviri Panyika?

Ona kuti Umambo hwaMwari huchaita sei kuti tive neutano hwakanaka.

Umambo hwaMwari Huchaitei Nehondo Dziri Kuitika Panyika?

Ona kuti Umambo hwaMwari huchaita sei kuti vanhu vagare murunyararo vakanyatsochengeteka.

Kusadya Nyama—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Kana vanhu vakarega kudya nyama zvichagadzirisa matambudziko enyika here?

Bhaibheri Rinoti Chii Nezvekushomeka Kwezvekudya?

Haasi Mwari anokonzera kushomeka kwezvekudya, asi akagara atiudza nezvazvo.

RAMBAI MAKAMUKA!

Mafashamo Ari Kuparadza—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Inzwa kuti mafashamo ari kuitika mazuva ano ari kuratidza kuti tiri kurarama panguva ipi.

RAMBAI MAKAMUKA!

Nzara Kwese Kwese Panyika Zvichibva Pahondo Uye Kushanduka Kwemamiriro Ekunze—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rinotipa mazano anoshanda uye rinovimbisa kuti zvinhu zvichanaka mune ramangwana.

RAMBAI MAKAMUKA!

Kunze Kuri Kupisa Zvakanyanya Muna 2023—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rinoratidza kuti Mwari haasi kuzombosiya nyika ichiparadzwa.

Bhaibheri Ringatibatsira Sei Kuti Tiremekedze Maonero Evamwe?

Magwaro aya anoratidza kuti Bhaibheri rinokurudzira sei vanhu kuti vave nerugare uye varemekedzane.

RAMBAI MAKAMUKA!

Nyanzvi Yezveutano Iri Kuti Social Media Inogona Kukanganisa Vana—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Inzwa nezvemazano 3 anotaurwa neBhaibheri anogona kubatsira vabereki kuti vachengetedze vana vavo.

RAMBAI MAKAMUKA!

Hurumende Dzepasi Rese Dzakashandisa Mari Inopfuura USD2 Trillion Pazvinhu Zvehondo—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Uprofita hweBhaibheri hwakagara hwataura kuti nyika dzine simba kupfuura dzimwe dzaizokwikwidzana dzichida kutonga pasi rese. Izvozvo zvaizoita kuti dzishandise mari yakawanda.

RAMBAI MAKAMUKA!

Artificial Intelligence Ichatibatsira Here Kana Kuti Ichatikanganisa?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rinoratidza kuti nei vanhu vasina chokwadi chekuti zvinhu zvavanogadzira zvichashandiswa zvakanaka

Batsirwa Nechibayiro chaJesu

Zvinhu zvipi zviviri zvatakadzidziswa naJesu kuti tiite kana tichida kubatsirwa nerufu rwake?

RAMBAI MAKAMUKA!

Tava Mugore Rechipiri Hondo yekuUkraine Yatanga—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Verenga nezvevimbiso yeBhaibheri inotaura nezvekupera kuchaita hondo.

RAMBAI MAKAMUKA!

Nhamba Yevana Vari Kuyaruka Vari Kubatwa Nezvirwere Zvepfungwa Iri Kuwedzera—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rine mazano anobatsira vari kuyaruka vane zvirwere zvepfungwa.

RAMBAI MAKAMUKA!

Kudengenyeka Kwenyika Kwakakura muTurkey nemuSyria—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rinonyaradza uye rinopa tariro kune vaya vakawirwa nekudengenyeka kwenyika muTurkey nemuSyria.

RAMBAI MAKAMUKA!

Nyanzvi Dzesainzi Dziri Kuti Vanhu Vava Pedyo Kuparadza Nyika—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Kunyange zvazvo Bhaibheri richitaura nezvemugumo, rinotipawo tariro.

RAMBAI MAKAMUKA!

Zvapupu zvaJehovha Panguva Yakaurayiwa Vanhu Zveutsinye nevaNazi—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Vanhu vakawanda vanotya kuti kuurayiwa kwevanhu zveutsinye uku kunogona kuitika zvakare.

RAMBAI MAKAMUKA!

Zvinoita Here Kuti Vanhu Vemarudzi Akasiyana Vabatwe Zvakaenzana?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Mamiriyoni evanhu ari kudzidza kubva muBhaibheri zvavanofanira kuita kuti varemekedze vamwe.

RAMBAI MAKAMUKA!

Nei Zvematongerwo Enyika Zvichiita Kuti Vanhu Vasabatane?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Vanhu vari kuwedzera kupesana nemhaka yezvematongerwo enyika. Bhaibheri rinoratidza kuti pane mutongi anokwanisa kubatanidza vanhu vese.

RAMBAI MAKAMUKA!

Chii Chinoita Kuti Tive Netariro Mugore ra2023?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Vanhu vakawanda vanotanga gore rimwe nerimwe vaine tariro. Mashoko akanaka ari muBhaibheri anogona kubatsira kuti munhu ave netariro.

RAMBAI MAKAMUKA!

2022: Gore Rakanga Rizere Nematambudziko—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri chete ndiro rinokwanisa kutitsanangurira zvinorehwa nezvinhu zvatichangobva kuona zvichiitika.

RAMBAI MAKAMUKA!

Makwikwi eWorld Cup Anokwanisa Kubatanidza Vanhu Here?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

World Cup yaita kuti vanhu vafunge zvimwe zvakawanda kunze kwebhora chete.

RAMBAI MAKAMUKA!

Hurumende Dzinokwanisa Kushanda Pamwe Chete Here Kuti Dzigadzirise Dambudziko Rekuchinja Kwemamiriro Ekunze?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Bhaibheri rakagara rataura zvinhu zvinotadzisa hurumende kugadzirisa matambudziko.

Vashanduri Vaviri Vakadzorera Zita raMwari muTestamende Itsva

Nei zita raMwari raifanira kudzorerwa? Zvine basa here?

Kunyaradza Vakafirwa

Patinofirwa, tinogona kunzwa sekuti hapana munhu anonzwisisa marwadzo edu. Asi Mwari anotinzwisisa uye anogona kutibatsira.

RAMBAI MAKAMUKA!

Uchasarudza Mutungamiriri Upi?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Kunyange mutungamiriri anoita basa rake zvakanaka ane zvaasingakwanisi kuita, asi pane mumwe Mutungamiriri anogona zvese.

RAMBAI MAKAMUKA!

Vezvematongerwo Enyika Vanoyambira nezveAmagedhoni—Bhaibheri Rinoti Kudii?

Zvombo zvenyukireya zvichakonzera Amagedhoni here?

RAMBAI MAKAMUKA!

Bhaibheri Rinoti Kudii Nedambudziko Rekusanaya Kwemvura?

Dambudziko iri richapera here? Pane tariro yekuti zvinhu zvichanaka here?

RAMBAI MAKAMUKA!

VaKristu Vanofanira Kurwa Hondo Here? Bhaibheri Rinoti Kudii?

VaKristu vari kupindira muhondo vari kuteerera zvakataurwa naJesu here?

RAMBAI MAKAMUKA!

Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvekupfurwa Kuri Kuitwa Vanhu Pasi Rese?

Kurwisana uku kuchazombopera here?

RAMBAI MAKAMUKA!

Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvekuparadzwa Kuri Kuitwa Nyika?

Vhesi imwe chete yeBhaibheri inobudisa zvinhu zvitatu nezvekuparadzwa kuri kuitwa nyika.

RAMBAI MAKAMUKA!

Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvekukwira Kwemitengo Yezvinhu Pasi Rese?

Sei zvinhu zvisina kugadzikana panyaya dzezveupfumi? Bhaibheri ringatibatsira sei?

RAMBAI MAKAMUKA!

Bhaibheri Rinotii Nezvekupfurwa Kwevanhu Muzvikoro?

Nei zvinhu izvi zvakaipa zvichiitika? Kurwisana kwakadaro kuchazombopera here?

RAMBAI MAKAMUKA!

Hondo yekuUkraine Yakonzera Kushomeka Kwezvekudya Pasi Rese

Bhaibheri rakagara rataura kuti kwaizova nekushomeka kwezvekudya asi rinopawo tariro nemazano ekuti tingararama sei kunyange zvinhu zvakaoma.

RAMBAI MAKAMUKA!

Vanhu 6 Miriyoni Vakafa neCOVID—Bhaibheri Rinotii Nezvazvo?

Bhaibheri rakataura kuti kwaizova nezvirwere zvinouraya zvinopararira, rinotinyaradza patinowirwa nematambudziko aya, uye rinotaura kuti matambudziko aya achagadziriswa sei zvachose.

Uori Hunoitwa Muhurumende Huchazombopera Here?

Inzwa zvikonzero zvitatu zvinoita kuti uve nechivimbo chekuti pachava nehurumende isingazomboiti zveuori.

RAMBAI MAKAMUKA!

Bhaibheri Rinotii Nezvekunamata Zvifananidzo?

Mwari ane basa nazvo here kana tikashandisa mifananidzo kana kuti zvidhori pakunamata kwedu?

RAMBAI MAKARINDA!

Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvemachechi Ari Kupindira Muhondo yekuUkraine?

Vatungamiriri vemachechi kuUkraine nekuRussia vari kuita zvinopesana nezvakarayirwa naJesu kuvateveri vake.

RAMBAI MAKARINDA!

Dambudziko Revapoteri—Mamiriyoni Evanhu Anotiza muUkraine

Bhaibheri rinotaura zvinhu zvinokonzera kuti pave nematambudziko aya uye kuti achagadziriswa sei.

Russia Inorwisa Ukraine

Kana zvakadaro, Bhaibheri rinotaura here kuti zvichaguma nei?

Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Here Kana Wakapindwa Muropa Nemadhiragi?

Zvinhu 4 zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kukubatsira kusiya tsika yakakupinda muropa.

Zvinotaurwa neBhaibheri Nezvemamiriro Ekunze Uye Ramangwana Redu

Musiki ane hanya nenyika nevanhu vanogara mairi here?

Bhaibheri Rakagara Rataurei Nezvekudengenyeka Kwenyika Kukuru?

Ona mienzaniso mishoma yekudengenyeka kwenyika kukuru kwakaitika makore achangobva kupfuura uye zvinotaurwa neBhaibheri zvava pedyo kuitika.

Upenyu Huchadzokera Pahwaiva Here? Bhaibheri Ringakubatsira Sei Kurarama Munyika Yachinjwa neCOVID-19?

Mazano 6 emuBhaibheri anotibatsira kuti tive nemaonero akanaka uye tikwanise kutsungirira zvatiri kusangana nazvo.

Machechi Anofanira Kupindira Mune Zvematongerwo Enyika Here?

Pasi rese, vanhu vakawanda vanozviti vateveri vaJesu Kristu vanotsigira zvakasimba zvematongerwo enyika. Ndizvo zvavanofanira kuita here?

Pachazombova Nehurumende Inoita Kuti Vanhu Vese Vawane Zvavanoda Pakurarama Here?

Pane hurumende inokwanisa kuita kuti zvinhu zviri panyika zvishandiswe zvakanaka, zvichiita kuti pasava neurombo uye vanhu vese vawane zvavanoda.

Kusagadzikana Kwemamiriro Ekunze—Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Here?

Bhaibheri rine mazano anogona kukubatsira njodzi isati yaitika, painenge ichiitika uye kana yapera.

Ugandanga Huchazombopera Here?

Kutya uye ugandanga zvisati zvabviswa, pane zvinhu zviviri zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kubatsira vanhu kuti vanzwe zviri nani pavanenge vavhiringidzwa neugandanga.

Nyika Yava Pedyo Kuguma Here? Chii Chinonzi Apocalypse?

Kunyange zvazvo Bhaibheri richi nyika ichagara nekusingaperi, pane chimwe chinonzi nyika chichaparadzwa.

Ngwarira Mashoko Enhema

Nhau dzenhema, mashoko enhema uye mashoko ekuchera vamwe zvazara uye zvinogona kukukanganisa.

Paunofirwa Nehama Yako

Inzwa mazano anogona kukubatsira kuti usaramba uchinyanya kunetseka paunofirwa nehama yako.

Zvinonzi neBhaibheri Zvakanaka Uye Zvarinoti Zvakaipa Zvichiri Kushanda Here?

Ngationei zvikonzero zviviri nei tichifanira kukoshesa zvinotaurwa naMwari.

Zvaungaita Kuti Usanyanya Kuzvidya Mwoyo

Mazano api nemavhesi eBhaibheri anogona kukubatsira kuti usazvidya mwoyo?

Tariro Yechokwadi Yeramangwana Rakanaka

Nemhaka yei zvinhu zvinovimbiswa muBhaibheri zvakasiyana nezvinozvimbiswa nevanhu?

Machechi Aripo Kuti Angoita Mari Here?

Vakawanda vanoenda kumachechi varombo asi vafundisi vavo vari kurarama upenyu hweumbozha.

Zvinhu 7 Zvinobatsira Pakuchengetedza Zvekudya Uye Kudya Zvine Utano

Upenyu chipo, uye tinoratidza kuti tinoukoshesa nekuchengetedza utano hwedu nehwemhuri dzedu. Ona kuti ungazviita sei.

Ndiani Achachengetedza Nyika Kuti Isaparadzwa?

Nyanzvi dzinoona nezvekuchengetedzwa kwenharaunda dzinoti iye zvino vanhu vava kunyanya kuita zvinhu zvinoita kuti dzimwe mhuka nezvimwe zvisikwa zvatsakatike.

Kupararira Kwezvirwere—Zvii Zvaungaita?

Kana paine chirwere chinenge chapararira kwaunogara, ungaitei kuti uzvidzivirire, usanyanya kunetseka uye urambe wakasimba pakunamata?

Bhaibheri Rinogona Kubatsira Varume Vanozvidya Mwoyo

Vanhu vanozvidya mwoyo vari kuramba vachiwedzera munguva dzino dzakaoma. Bhaibheri ringakubatsira here kana uchizvidya mwoyo?

Waneta Here neCovid-19?

Kana tikasakurwisa, tinopedzisira tisisade kutevedzera mirayiridzo yekuzvidzivirira pachirwere cheCOVID-19.

Zvichazomboitika Here Kuti Vanhu Vatongwe Zvakarurama?

Bhaibheri rinoratidza kuti kururama kunobva kuna Mwari, uyo anokoshesa upenyu hwemunhu wese zvakafanana.

Kubudiswa kweShanduro yeNyika Itsva Yakadzokororwa muchiSpanish

Shoko rimwe chete muchiSpanish rinogona kureva zvakasiyana-siyana zvichienderana nenzvimbo. Vashanduri vaigona sei kubudisa Bhaibheri rinonzwisiswa nevaverengi vechiSpanish pasi rese?

Zvaungaita Kana Wava Kunyanya Kurwara

Mazano api ari muBhaibheri anogona kukubatsira kana utano hwako hukangorekana hwatanga kudzikira?

Zvaungaita Kuti Urarame Kana Uine Mari Shoma

Munhu anogona kunetseka kana ava kuwana mari shoma, asi mazano ari muBhaibheri anogona kumubatsira kuti akwanise kurarama nekamari ikako kashoma.

Ungaita Sei Kuti Uzive Pekugumira Pakunwa Doro?

Zvinhu 5 zvinogona kukubatsira kuti unwe zvine mwero, kunyange kana uine zviri kukunetsa.

Rubatsiro Kune Vaya Vari Kushungurudzwa Mudzimba

Ziva kuti haisi mhosva yako uye Mwari ane hanya newe.

Zvaungaita Kana Uchisurukirwa

Kana uchigara wega uye wakanzi usabva pamba unogona kunzwa kusurukirwa uye kushaya tariro. Asi pane zvinogona kukunyaradza.

Johani Mubhabhatidzi Aivako Zvechokwadi Here?

Munyori wenhoroondo Josephus aiona Johani Mubhabhatidzi semunhu chaiye. Saka nesuo ndozvatinoita.

Zvinyorwa Zvekare Zvinoratidza Kwaigara Dzinza raManase

Zvimedu zvehari zvakawanikwa kuSamariya zvinoratidza kuti zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi.

Zvidhindo Zvekare Zvaiva Zvakaita Sei?

Nei zvidhindo zvekare zvaikosha uye madzimambo nevatongi vaizvishandisa sei?

Zvinotaurwa neBhaibheri Nezveupenyu hwevaJudha kuBhabhironi Ndezvechokwadi Here?

Vaongorori vanobvumirana here nezvinotaurwa neBhaibheri nezvemararamiro aizenge achiita nhapwa dzechiJudha muBhabhironi?

Mufananidzo wekuEgypt Unotsigira Zvinotaurwa muBhaibheri

Verenga unzwe kuti mufananidzo wekuEgypt uri kuKarnak unotsigira sei zvinotaurwa neBhaibheri.

Mitemo Yakapiwa vaIsraeri naMwari Panyaya yeUtsanana

VaIsraeri vakaramba vaine utano, nekuti vaitevedzera zvaiva muMutemo waMwari.

Chirwere cheAnemia—Chinokonzerwa Nei, Zviratidzo Zvacho Ndezvipi, Uye Chinorapwa Sei?

Chii chinonzi anemia? Inokwanisa kudzivirirwa here kana kuti kurapwa?

Zvakawanikwa Paicherwa Matongo Zvinoratidza Kuti Mambo Dhavhidhi Akamborarama Zvechokwadi

Vamwe vanoti Dhavhidhi haana kumbobvira avako, dzingoriwo ngano. Chii chakawanikwa nevanochera matongo?

Chinyorwa Chekare Chine Zita raMwari

Ona uchapupu hunoratidza kuti zita ramwari rinowanika ‘muTestamende Itsva.’

Nzira Dzekuverenga Bhaibheri

Ungave uri kuda kuverenga Bhaibheri zuva rega rega, kunzwa nyaya dzakaitika kare kana kuti uchidawo kuverenga Bhaibheri kekutanga, purogiramu ino ichakubatsira.

Upenyu Hwakatanga Sei?

Vanhu vakawanda vakadzidza uye nyanzvi dzesainzi havagutsikani netsanangudzo yekuti zvinhu zvakaita zvekushanduka-shanduka.

Zvaungaita Kuti Uwane Magwaro muBhaibheri Rako

Aya ndiwo marongerwo akaitwa mabhuku 66 eBhaibheri mushanduro dzakawanda dzemaBhaibheri. Kunotanga zita rebhuku, kwouya chitsauko kwozotevera vhesi.

Vakakoshesa Bhaibheri

William Tyndale naMichael Servetus ndevamwe vevanhu vakawanda avo vakaisa upenyu hwavo pangozi uye vakanyadziswa vachidzivirira chokwadi cheBhaibheri pasinei nekupikiswa uye kutyisidzirwa kuti vaizourayiwa.

Vakakoshesa Bhaibheri​—(William Tyndale)

Kuda kwaaiita Bhaibheri kwaioneka nebasa raaiita, ratichiri kubatsirwa naro mazuva ano.

PEJI YEKUTANGA

MUSHANDIRAPAMWE WEKUKOKA VANHU KUZOYEUKA RUFU RWAJESU

Jesu Ndiye Achapedza Kuparwa Kwemhosva

Zvii zvatingaita kuti tiratidze kuti tinotenda zvatakaitirwa naJesu uye zvaachazotiitira mune ramangwana?

MUSHANDIRAPAMWE WEKUKOKA VANHU KUZOYEUKA RUFU RWAJESU

Jesu Ndiye Achapedza Urombo

Zvii zvatingaita kuti tiratidze kuti tinotenda zvatakaitirwa naJesu uye zvaachazotiitira mune ramangwana?

MUSHANDIRAPAMWE WEKUKOKA VANHU KUZOYEUKA RUFU RWAJESU

Jesu Ndiye Achapedza Hondo

Zvii zvatingaita kuti tiratidze kuti tinotenda zvatakaitirwa naJesu uye zvaachazotiitira mune ramangwana?

Bhaibheri Ringakubatsira Sei Kuti Usimbise Ushamwari Nevamwe Worega Kusurukirwa?

Ona mazano maviri emuBhaibheri anogona kukubatsira kuti upedze dambudziko rekusurukirwa.

Mwari Anoona Sei Matsi?

Mwari ari kuita kuti vanhu vasingakwanisi kunzwa vakwanise kubatsirwa nechokwadi cheBhaibheri. Ona kuti vari kubatsirwa sei.

Kuwedzera Kwedambudziko Rekusurukirwa—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Inzwa kuti vanhu vanosurukirwa vanogona kuita sei kuti vanzwewo kufara.

Vanhu Vakawanda Vari Kusurukirwa—Ungaitei Kuti Usanyanya Kusurukirwa?

Ona mazano maviri eBhaibheri anogona kukubatsira kuti usanyanya kusurukirwa.

Chokwadi Chichiri Kukosha Here?

Bhaibheri rinogona kukubatsira kuziva chokwadi munyika izere nenhema.

Umambo hwaMwari Huchaitei Nevatungamiriri Vehurumende Vane Uori?

Ona kuti Umambo hwaMwari huchaita sei kuti tive neMutungamiriri akavimbika uye asina uori.

Umambo hwaMwari Huchaitei Nekukanganiswa Kuri Kuitwa Nharaunda?

Ona kuti Umambo hwaMwari huchaita sei kuti hugadzirise kukanganiswa kuri kuitwa nharaunda.

Umambo hwaMwari Huchaitei Nezvirwere Zviri Panyika?

Ona kuti Umambo hwaMwari huchaita sei kuti tive neutano hwakanaka.

Umambo hwaMwari Huchaitei Nehondo Dziri Kuitika Panyika?

Ona kuti Umambo hwaMwari huchaita sei kuti vanhu vagare murunyararo vakanyatsochengeteka.

Bhaibheri Rinoti Chii Nezvekushomeka Kwezvekudya?

Haasi Mwari anokonzera kushomeka kwezvekudya, asi akagara atiudza nezvazvo.

Kusadya Nyama—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Kana vanhu vakarega kudya nyama zvichagadzirisa matambudziko enyika here?

Bhaibheri Ringatibatsira Sei Kuti Tiremekedze Maonero Evamwe?

Magwaro aya anoratidza kuti Bhaibheri rinokurudzira sei vanhu kuti vave nerugare uye varemekedzane.

Bhaibheri Rakagara Rataurei Nezvekudengenyeka Kwenyika Kukuru?

Ona mienzaniso mishoma yekudengenyeka kwenyika kukuru kwakaitika makore achangobva kupfuura uye zvinotaurwa neBhaibheri zvava pedyo kuitika.

Uori Hunoitwa Muhurumende Huchazombopera Here?

Inzwa zvikonzero zvitatu zvinoita kuti uve nechivimbo chekuti pachava nehurumende isingazomboiti zveuori.

Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Here Kana Wakapindwa Muropa Nemadhiragi?

Zvinhu 4 zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kukubatsira kusiya tsika yakakupinda muropa.

Zvinotaurwa neBhaibheri Nezvemamiriro Ekunze Uye Ramangwana Redu

Musiki ane hanya nenyika nevanhu vanogara mairi here?

Upenyu Huchadzokera Pahwaiva Here? Bhaibheri Ringakubatsira Sei Kurarama Munyika Yachinjwa neCOVID-19?

Mazano 6 emuBhaibheri anotibatsira kuti tive nemaonero akanaka uye tikwanise kutsungirira zvatiri kusangana nazvo.

Machechi Anofanira Kupindira Mune Zvematongerwo Enyika Here?

Pasi rese, vanhu vakawanda vanozviti vateveri vaJesu Kristu vanotsigira zvakasimba zvematongerwo enyika. Ndizvo zvavanofanira kuita here?

Pachazombova Nehurumende Inoita Kuti Vanhu Vese Vawane Zvavanoda Pakurarama Here?

Pane hurumende inokwanisa kuita kuti zvinhu zviri panyika zvishandiswe zvakanaka, zvichiita kuti pasava neurombo uye vanhu vese vawane zvavanoda.

Kusagadzikana Kwemamiriro Ekunze—Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Here?

Bhaibheri rine mazano anogona kukubatsira njodzi isati yaitika, painenge ichiitika uye kana yapera.

Ugandanga Huchazombopera Here?

Kutya uye ugandanga zvisati zvabviswa, pane zvinhu zviviri zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kubatsira vanhu kuti vanzwe zviri nani pavanenge vavhiringidzwa neugandanga.

Nyika Yava Pedyo Kuguma Here? Chii Chinonzi Apocalypse?

Kunyange zvazvo Bhaibheri richi nyika ichagara nekusingaperi, pane chimwe chinonzi nyika chichaparadzwa.

Ngwarira Mashoko Enhema

Nhau dzenhema, mashoko enhema uye mashoko ekuchera vamwe zvazara uye zvinogona kukukanganisa.

Zvinonzi neBhaibheri Zvakanaka Uye Zvarinoti Zvakaipa Zvichiri Kushanda Here?

Ngationei zvikonzero zviviri nei tichifanira kukoshesa zvinotaurwa naMwari.

Zvaungaita Kuti Usanyanya Kuzvidya Mwoyo

Mazano api nemavhesi eBhaibheri anogona kukubatsira kuti usazvidya mwoyo?

Tariro Yechokwadi Yeramangwana Rakanaka

Nemhaka yei zvinhu zvinovimbiswa muBhaibheri zvakasiyana nezvinozvimbiswa nevanhu?

Machechi Aripo Kuti Angoita Mari Here?

Vakawanda vanoenda kumachechi varombo asi vafundisi vavo vari kurarama upenyu hweumbozha.

Ndiani Achachengetedza Nyika Kuti Isaparadzwa?

Nyanzvi dzinoona nezvekuchengetedzwa kwenharaunda dzinoti iye zvino vanhu vava kunyanya kuita zvinhu zvinoita kuti dzimwe mhuka nezvimwe zvisikwa zvatsakatike.

Bhaibheri Rinogona Kubatsira Varume Vanozvidya Mwoyo

Vanhu vanozvidya mwoyo vari kuramba vachiwedzera munguva dzino dzakaoma. Bhaibheri ringakubatsira here kana uchizvidya mwoyo?

Waneta Here neCovid-19?

Kana tikasakurwisa, tinopedzisira tisisade kutevedzera mirayiridzo yekuzvidzivirira pachirwere cheCOVID-19.

Zvichazomboitika Here Kuti Vanhu Vatongwe Zvakarurama?

Bhaibheri rinoratidza kuti kururama kunobva kuna Mwari, uyo anokoshesa upenyu hwemunhu wese zvakafanana.

Zvaungaita Kana Wava Kunyanya Kurwara

Mazano api ari muBhaibheri anogona kukubatsira kana utano hwako hukangorekana hwatanga kudzikira?

Zvaungaita Kuti Urarame Kana Uine Mari Shoma

Munhu anogona kunetseka kana ava kuwana mari shoma, asi mazano ari muBhaibheri anogona kumubatsira kuti akwanise kurarama nekamari ikako kashoma.

Ungaita Sei Kuti Uzive Pekugumira Pakunwa Doro?

Zvinhu 5 zvinogona kukubatsira kuti unwe zvine mwero, kunyange kana uine zviri kukunetsa.

Rubatsiro Kune Vaya Vari Kushungurudzwa Mudzimba

Ziva kuti haisi mhosva yako uye Mwari ane hanya newe.

Zvaungaita Kana Uchisurukirwa

Kana uchigara wega uye wakanzi usabva pamba unogona kunzwa kusurukirwa uye kushaya tariro. Asi pane zvinogona kukunyaradza.

DZIMWEWO

Huldrych Zwingli Akatsvaga Chokwadi cheBhaibheri

Mumakore ekuma1500, akanzwisisa zvakawanda zvinodzidziswa neBhaibheri uye akabatsira vamwe kuti vazivewo zvaakanga adzidza. Tinodzidzei nezveupenyu hwake uye zvaaitenda?

Mabhuku eEvhangeri yaMateu neyaJohani Akabudiswa Mumutauro Wemasaini wekuGermany

Musi wa18 December 2021, mabhuku eEvhangeri yaMateu neyaJohani akabudiswa Mumutauro Wemasaini wekuGermany Aka ndiko kekutanga kuti mabhuku eBhaibheri akazara ashandurirwe mumutauro uyu.

Vashanduri Vaviri Vakadzorera Zita raMwari muTestamende Itsva

Nei zita raMwari raifanira kudzorerwa? Zvine basa here?

Kunyaradza Vakafirwa

Patinofirwa, tinogona kunzwa sekuti hapana munhu anonzwisisa marwadzo edu. Asi Mwari anotinzwisisa uye anogona kutibatsira.

Batsirwa Nechibayiro chaJesu

Zvinhu zvipi zviviri zvatakadzidziswa naJesu kuti tiite kana tichida kubatsirwa nerufu rwake?

Paunofirwa Nehama Yako

Inzwa mazano anogona kukubatsira kuti usaramba uchinyanya kunetseka paunofirwa nehama yako.

Zvinhu 7 Zvinobatsira Pakuchengetedza Zvekudya Uye Kudya Zvine Utano

Upenyu chipo, uye tinoratidza kuti tinoukoshesa nekuchengetedza utano hwedu nehwemhuri dzedu. Ona kuti ungazviita sei.

Kupararira Kwezvirwere—Zvii Zvaungaita?

Kana paine chirwere chinenge chapararira kwaunogara, ungaitei kuti uzvidzivirire, usanyanya kunetseka uye urambe wakasimba pakunamata?

Kubudiswa kweShanduro yeNyika Itsva Yakadzokororwa muchiSpanish

Shoko rimwe chete muchiSpanish rinogona kureva zvakasiyana-siyana zvichienderana nenzvimbo. Vashanduri vaigona sei kubudisa Bhaibheri rinonzwisiswa nevaverengi vechiSpanish pasi rese?

Johani Mubhabhatidzi Aivako Zvechokwadi Here?

Munyori wenhoroondo Josephus aiona Johani Mubhabhatidzi semunhu chaiye. Saka nesuo ndozvatinoita.

Zvinyorwa Zvekare Zvinoratidza Kwaigara Dzinza raManase

Zvimedu zvehari zvakawanikwa kuSamariya zvinoratidza kuti zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi.

Zvidhindo Zvekare Zvaiva Zvakaita Sei?

Nei zvidhindo zvekare zvaikosha uye madzimambo nevatongi vaizvishandisa sei?

Zvinotaurwa neBhaibheri Nezveupenyu hwevaJudha kuBhabhironi Ndezvechokwadi Here?

Vaongorori vanobvumirana here nezvinotaurwa neBhaibheri nezvemararamiro aizenge achiita nhapwa dzechiJudha muBhabhironi?

Mufananidzo wekuEgypt Unotsigira Zvinotaurwa muBhaibheri

Verenga unzwe kuti mufananidzo wekuEgypt uri kuKarnak unotsigira sei zvinotaurwa neBhaibheri.

Mitemo Yakapiwa vaIsraeri naMwari Panyaya yeUtsanana

VaIsraeri vakaramba vaine utano, nekuti vaitevedzera zvaiva muMutemo waMwari.

Chirwere cheAnemia—Chinokonzerwa Nei, Zviratidzo Zvacho Ndezvipi, Uye Chinorapwa Sei?

Chii chinonzi anemia? Inokwanisa kudzivirirwa here kana kuti kurapwa?

Zvakawanikwa Paicherwa Matongo Zvinoratidza Kuti Mambo Dhavhidhi Akamborarama Zvechokwadi

Vamwe vanoti Dhavhidhi haana kumbobvira avako, dzingoriwo ngano. Chii chakawanikwa nevanochera matongo?

Chinyorwa Chekare Chine Zita raMwari

Ona uchapupu hunoratidza kuti zita ramwari rinowanika ‘muTestamende Itsva.’

Nzira Dzekuverenga Bhaibheri

Ungave uri kuda kuverenga Bhaibheri zuva rega rega, kunzwa nyaya dzakaitika kare kana kuti uchidawo kuverenga Bhaibheri kekutanga, purogiramu ino ichakubatsira.

Upenyu Hwakatanga Sei?

Vanhu vakawanda vakadzidza uye nyanzvi dzesainzi havagutsikani netsanangudzo yekuti zvinhu zvakaita zvekushanduka-shanduka.

Zvaungaita Kuti Uwane Magwaro muBhaibheri Rako

Aya ndiwo marongerwo akaitwa mabhuku 66 eBhaibheri mushanduro dzakawanda dzemaBhaibheri. Kunotanga zita rebhuku, kwouya chitsauko kwozotevera vhesi.

Vakakoshesa Bhaibheri​—(William Tyndale)

Kuda kwaaiita Bhaibheri kwaioneka nebasa raaiita, ratichiri kubatsirwa naro mazuva ano.

Vakakoshesa Bhaibheri

William Tyndale naMichael Servetus ndevamwe vevanhu vakawanda avo vakaisa upenyu hwavo pangozi uye vakanyadziswa vachidzivirira chokwadi cheBhaibheri pasinei nekupikiswa uye kutyisidzirwa kuti vaizourayiwa.

Sorry, there are no terms that match your selection.