Ndezvipi Zvitsva paJW.ORG?

2024-05-16

RAMBAI MAKAMUKA!

Ko Unhu Hwakaendepi?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

Mazuva ano vanhu havasisina unhu zvachose. Bhaibheri rinotsanangura chikonzero chacho uye kuti chii chingatibatsira kuti tive neunhu hwakanaka pangava pakutaura kana pamaitiro.

2024-05-07

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Kugadzirira Kunoparidza

Ngatigadzirirei kuenda kunoparidza!

2024-05-07

JW LIBRARY APP

Kushandisa Maplaylist

Unogona kugadzira maplaylist emavhidhiyo, mapikicha uye zvimwe zvinhu zvakarekodhwa.

2024-05-07

JW LIBRARY APP

Zvaunogona Kuita Paunenge Uchiona Mavhidhiyo Kana Kuteerera Zvimwe Zvakarekodhwa

Pane zvakawanda zvaunogona kuita paunenge uchiona mavhidhiyo kana kuteerera zvimwe zvakarekodhwa paJW Library.

2024-05-06

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Jehovha ndiBaba Vedu

Jehovha anoda kuti timuone sababa vedu.

2024-05-01

NHARIREYOMURINDI

Ungaziva Sei Zvakanaka Nezvakaipa?

Dzidza zvichakubatsira kuti uite zvisarudzo zvichaita kuti iwe nemhuri yako muve neramangwana rakanaka.

2024-04-29

DZIMWE NYAYA

Bhaibheri Rinotii Nezvemabatirwo Anofanira Kuitwa Vanhukadzi?

Mwari anoda kuti vakadzi vabatwe zvakanaka. Ona kuti nei Mwari achivada uye kuti achaitei nenyaya yekubatwa zvisina kunaka kwevakadzi.

2024-04-25

VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI

Kudanana—Chikamu 3: Torambana Here?

Unofanira kuramba uchidanana nemunhu wausisina chokwadi naye here? Nyaya ino ichakubatsira kuti ukwanise kusarudza zvekuita.

2024-04-24

NYAYA DZEUPENYU

Håkan Davidsson: Kubatsira Pakuparadzira Chokwadi cheBhaibheri

Håkan akakoshesa zvekunamata panzvimbo pemafaro. Iye zvino papfuura makore 50, ari kufara kuona mashoko akanaka achisvika kuvanhu vemarudzi ese nemadzinza nendimi.

2024-04-18

RAMBAI MAKAMUKA!

Kurwisana Kuchapera Riini? Bhaibheri Rinoti Kudii?

Hondo dzava kuda kupera. Bhaibheri rinotaura kuti zvichaitika sei.