Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mashoko Akanaka Akanyorwa naJohani

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Shoko rakava nyama (1-18)

    • Uchapupu hwakapiwa naJohani Mubhabhatidzi (19-28)

    • Jesu, Gwayana raMwari (29-34)

    • Vadzidzi vaJesu vekutanga (35-42)

    • Firipi naNatanieri (43-51)

  • 2

    • Muchato wekuKana; mvura yakava waini (1-12)

    • Jesu anochenesa temberi (13-22)

    • Jesu anoziva zviri mumwoyo memunhu (23-25)

  • 3

    • Jesu naNikodhimo (1-21)

      • Kuberekwazve (3-8)

      • Mwari akada nyika (16)

    • Uchapupu hwaJohani hwekupedzisira nezvaJesu (22-30)

    • Uya anobva kumusoro (31-36)

  • 4

    • Jesu nemukadzi wekuSamariya (1-38)

      • Namata Mwari “mumweya nemuchokwadi” (23, 24)

    • VaSamariya vakawanda vanotenda muna Jesu (39-42)

    • Jesu anoporesa mwanakomana wegurukota (43-54)

  • 5

    • Murume anorwara anoporeswa paBhetizata (1-18)

    • Jesu akapiwa simba naBaba vake (19-24)

    • Vakafa vachanzwa inzwi raJesu (25-30)

    • Uchapupu pamusoro paJesu (31-47)

  • 6

    • Jesu anopa vanhu 5 000 zvekudya (1-15)

    • Jesu anofamba pamusoro pemvura (16-21)

    • Jesu, “chingwa cheupenyu” (22-59)

    • Vakawanda vanogumburwa nemashoko aJesu (60-71)

  • 7

    • Jesu paMutambo Wematebhenekeri (1-13)

    • Jesu anodzidzisa pamutambo (14-24)

    • Vanhu vanofunga zvakasiyana-siyana nezvaKristu (25-52)

  • 8

    • Baba vanopupurira Jesu (12-30)

      • Jesu, “chiedza chenyika” (12)

    • Vana vaAbrahamu (31-41)

      • “Chokwadi chichakusunungurai” (32)

    • Vana vaDhiyabhorosi (42-47)

    • Jesu naAbrahamu (48-59)

  • 9

    • Jesu anoporesa murume akaberekwa ari bofu (1-12)

    • Murume aporeswa anobvunzwa nevaFarisi (13-34)

    • Upofu hwevaFarisi (35-41)

  • 10

    • Mufudzi nedanga remakwai (1-21)

      • Jesu ndiye mufudzi akanaka (11-15)

      • “Ndine mamwe makwai” (16)

    • VaJudha vanosangana naJesu paMutambo Wekukumikidza (22-39)

      • VaJudha vakawanda havatendi (24-26)

      • “Makwai angu anoteerera inzwi rangu” (27)

      • Mwanakomana ari pamwe naBaba (30, 38)

    • Vakawanda vari mhiri kwaJodhani vanotenda (40-42)

  • 11

    • Kufa kwaRazaro (1-16)

    • Jesu anonyaradza Marita naMariya (17-37)

    • Jesu anomutsa Razaro (38-44)

    • Vanorangana kuuraya Jesu (45-57)

  • 12

    • Mariya anodira mafuta patsoka dzaJesu (1-11)

    • Jesu anopinda muguta achiratidza kukunda (12-19)

    • Jesu anotaura nezverufu rwake (20-37)

    • Kusatenda kwevaJudha kunozadzisa uprofita (38-43)

    • Jesu akauya kuzoponesa nyika (44-50)

  • 13

    • Jesu anogeza tsoka dzevadzidzi vake (1-20)

    • Jesu anoti Judhasi ndiye mutengesi (21-30)

    • Murayiro mutsva (31-35)

      • “Kana muine rudo pakati penyu” (35)

    • Petro anoudzwa kuti acharamba Jesu (36-38)

  • 14

    • Jesu ndiye ega nzira yekusvika kuna Baba (1-14)

      • “Ndini nzira nechokwadi neupenyu” (6)

    • Jesu anovimbisa mweya mutsvene (15-31)

      • “Baba vakuru kwandiri” (28)

  • 15

    • Mufananidzo wemuzambiringa wechokwadi (1-10)

    • Murayiro wekuratidza rudo rwakafanana nerwaKristu (11-17)

      • ‘Hapana rudo rukuru kupfuura urwu’ (13)

    • Nyika inovenga vadzidzi vaJesu (18-27)

  • 16

    • Vadzidzi vaJesu vangangotarisana nerufu (1-4a)

    • Basa remweya mutsvene (4b-16)

    • Kusuruvara kwevadzidzi kuchava mufaro (17-24)

    • Jesu akakunda nyika (25-33)

  • 17

    • Munyengetero wekupedzisira waJesu aine vaapostora (1-26)

      • Kusvika pakuziva Mwari kunowanisa upenyu husingaperi (3)

      • VaKristu havasi venyika (14-16)

      • “Shoko renyu ichokwadi” (17)

      • ‘Ndakazivisa zita renyu’ (26)

  • 18

    • Judhasi anotengesa Jesu (1-9)

    • Petro anoshandisa bakatwa (10, 11)

    • Jesu anoendeswa kuna Anasi (12-14)

    • Petro anoramba Jesu kekutanga (15-18)

    • Jesu pamberi paAnasi (19-24)

    • Petro anoramba Jesu kechipiri nekechitatu (25-27)

    • Jesu pamberi paPirato (28-40)

      • “Umambo hwangu hahusi hwenyika ino” (36)

  • 19

    • Jesu anorohwa zvakasimba uye anotsvinyirwa (1-7)

    • Pirato anobvunzurudza Jesu zvakare (8-16a)

    • Jesu anorovererwa padanda paGorogota (16b-24)

    • Jesu anotaura kuti amai vake vachengetwe (25-27)

    • Kufa kwaJesu (28-37)

    • Kuvigwa kwaJesu (38-42)

  • 20

    • Guva risina munhu (1-10)

    • Jesu anozviratidza kuna Mariya Magadharini (11-18)

    • Jesu anozviratidza kuvadzidzi vake (19-23)

    • Tomasi haana chokwadi asi anozobvuma (24-29)

    • Chinangwa chebhuku iri (30, 31)

  • 21

    • Jesu anozviratidza kuvadzidzi vake (1-14)

    • Petro anotaura ataurazve kuti anoda Jesu (15-19)

      • “Ipa makwai angu madiki zvekudya” (17)

    • Ramangwana remudzidzi waJesu waanoda chaizvo (20-23)

    • Mhedziso (24, 25)