Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mashoko Nezvemabhuku emuBhaibheri

Mabhuku eMagwaro echiHebheru Nguva yechiKristu Isati Yasvika

ZITA REBHUKU

AKANYORA

KWARAKANYORERWA

PARAKAPERA KUNYORWA (B.C.E.)

NGUVA YEZVIITIKO ZVACHO (B.C.E.)

Genesisi

Mozisi

Murenje

1513

“Pakutanga” kusvika muna 1657

Eksodho

Mozisi

Murenje

1512

1657-1512

Revhitiko

Mozisi

Murenje

1512

mwedzi 1 (1512)

Numeri

Mozisi

Murenje uye muMapani eMoabhi

1473

1512-1473

Dheuteronomi

Mozisi

MuMapani eMoabhi

1473

mwedzi 2 (1473)

Joshua

Joshua

Kenani

c. 1450

1473–c. 1450

Vatongi

Samueri

Israeri

c. 1100

c. 1450–c. 1120

Rute

Samueri

Israeri

c. 1090

makore 11 panguva yeVatongi

1 Samueri

Samueri; Gadhi; Natani

Israeri

c. 1078

c. 1180-1078

2 Samueri

Gadhi; Natani

Israeri

c. 1040

1077–c. 1040

1 Madzimambo

Jeremiya

Judha

580

c. 1040-911

2 Madzimambo

Jeremiya

Judha uye Ijipiti

580

c. 920-580

1 Makoronike

Ezra

Jerusarema (?)

c. 460

Kutangira pana 1 Makoronike 10: 1077-1037

2 Makoronike

Ezra

Jerusarema (?)

c. 460

c. 1037-537

Ezra

Ezra

Jerusarema

c. 460

537–c. 467

Nehemiya

Nehemiya

Jerusarema

a. 443

456–a. 443

Esteri

Modhekai

Shushani, Eramu

c. 475

493–c. 475

Jobho

Mozisi

Murenje

c. 1473

Makore anopfuura 140 pakati pa1657 na1473

Pisarema

Dhavhidhi nevamwe

 

c. 460

 

Zvirevo

Soromoni; Aguri; Remueri

Jerusarema

c. 717

 

Muparidzi

Soromoni

Jerusarema

b. 1000

 

Rwiyo rwaSoromoni

Soromoni

Jerusarema

c. 1020

 

Isaya

Isaya

Jerusarema

a. 732

c. 778–a. 732

Jeremiya

Jeremiya

Judha; Ijipiti

580

647-580

Mariro

Jeremiya

Pedyo neJerusarema

607

 

Ezekieri

Ezekieri

Bhabhironi

c. 591

613–c. 591

Dhanieri

Dhanieri

Bhabhironi

c. 536

618–c. 536

Hosiya

Hosiya

Dunhu reSamariya

a. 745

b. 804–a. 745

Joeri

Joeri

Judha

c. 820 (?)

 

Amosi

Amosi

Judha

c. 804

 

Obhadhiya

Obhadhiya

 

c. 607

 

Jona

Jona

 

c. 844

 

Mika

Mika

Judha

b. 717

c. 777-717

Nahumi

Nahumi

Judha

b. 632

 

Habhakuki

Habhakuki

Judha

c. 628 (?)

 

Zefaniya

Zefaniya

Judha

b. 648

 

Hagai

Hagai

Jerusarema

520

mazuva 112 (520)

Zekariya

Zekariya

Jerusarema

518

520-518

Maraki

Maraki

Jerusarema

a. 443

 

Mabhuku eMagwaro echiGiriki Akanyorwa chiKristu Chatanga

ZITA REBHUKU

AKANYORA

KWARAKANYORERWA

PARAKAPERA KUNYORWA (C.E.)

NGUVA YEZVIITIKO ZVACHO

Mateu

Mateu

Israeri

c. 41

2 B.C.E.–33 C.E.

Mako

Mako

Roma

c. 60-65

29-33 C.E.

Ruka

Ruka

Kesariya

c. 56-58

3 B.C.E.–33 C.E.

Johani

Muapostora Johani

Efeso, kana kuti pedyo nayo

c. 98

Kubva panoperera mashoko ekusuma, 29-33 C.E.

Mabasa

Ruka

Roma

c. 61

33–c. 61 C.E.

VaRoma

Pauro

Korinde

c. 56

 

1 VaKorinde

Pauro

Efeso

c. 55

 

2 VaKorinde

Pauro

Makedhoniya

c. 55

 

VaGaratiya

Pauro

Korinde kana kuti Andiyoki yekuSiriya

c. 50-52

 

VaEfeso

Pauro

Roma

c. 60-61

 

VaFiripi

Pauro

Roma

c. 60-61

 

VaKorose

Pauro

Roma

c. 60-61

 

1 VaTesaronika

Pauro

Korinde

c. 50

 

2 VaTesaronika

Pauro

Korinde

c. 51

 

1 Timoti

Pauro

Makedhoniya

c. 61-64

 

2 Timoti

Pauro

Roma

c. 65

 

Tito

Pauro

Makedhoniya (?)

c. 61-64

 

Firimoni

Pauro

Roma

c. 60-61

 

VaHebheru

Pauro

Roma

c. 61

 

Jakobho

Jakobho (Munin’ina waJesu)

Jerusarema

b. 62

 

1 Petro

Petro

Bhabhironi

c. 62-64

 

2 Petro

Petro

Bhabhironi (?)

c. 64

 

1 Johani

Muapostora Johani

Efeso, kana kuti pedyo nayo

c. 98

 

2 Johani

Muapostora Johani

Efeso, kana kuti pedyo nayo

c. 98

 

3 Johani

Muapostora Johani

Efeso, kana kuti pedyo nayo

c. 98

 

Judha

Judha (Munin’ina waJesu)

Israeri (?)

c. 65

 

Zvakazarurwa

Muapostora Johani

Patmosi

c. 96

 

[Vanyori vemamwe mabhuku nedzimwe nzvimbo dzakanyorerwa hazvinyatsozivikanwi. Mamwe makore ndeekufungidzira. Chiratidzo chakanzi “a” chinoreva kuti gore racho rapfuura, uye chakanzi “b” chinoreva kuti gore racho risati rasvika uye chakanzi “c” chinoreva kuti zvinofungidzirwa kuti zvakaitika gore iroro.]