Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

A7-H

Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri hwaJesu Hwekupedzisira Ari muJerusarema (Chikamu 2)

NGUVA

NZVIMBO

ZVAKAITIKA

MATEU

MAKO

RUKA

JOHANI

Nisani 14

Jerusarema

Jesu anoratidza kuti Judhasi mutengesi uye anomuti abude mavaiva

26:21-25

14:18-21

22:21-23

13:21-30

Anotanga Kudya kwaShe Kwemanheru (1VaK 11:23-25)

26:26-29

14:22-25

22:19, 20, 24-30

 

Anotaura kuti Petro aizomuramba uye kuti vaapostora vaizopararira

26:31-35

14:27-31

22:31-38

13:31-38

Anovimbisa kuti vachapiwa mubatsiri; mufananidzo wemuzambiringa wechokwadi; anopa murayiro wekudanana; anonyengetera kekupedzisira nevaapostora

     

14:1–17:26

Getsemane

Anotambudzika zvikuru; Kutengeswa uye kusungwa kwaJesu

26:30, 36-56

14:26, 32-52

22:39-53

18:1-12

Jerusarema

Anobvunzurudzwa naAnasi; anotongwa naKayafasi, Sanihedrini; Petro anomuramba

26:57–27:1

14:53–15:1

22:54-71

18:13-27

Judhasi mutengesi anozvisungirira (Mab 1:18, 19)

27:3-10

     

Pamberi paPirato, ozoenda kuna Herodhi, odzoswa kuna Pirato

27:2, 11-14

15:1-5

23:1-12

18:28-38

Pirato anoedza kumusunungura asi vaJudha vanoda Bharabhasi; anotongerwa rufu padanda rekutambudzirwa

27:15-30

15:6-19

23:13-25

18:39–19:16

(c. 3:00 masikati, Chishanu)

Gorogota

Anofira padanda rekutambudzirwa

27:31-56

15:20-41

23:26-49

19:16-30

Jerusarema

Chitunha chake chinobviswa padanda choiswa muguva

27:57-61

15:42-47

23:50-56

19:31-42

Nisani 15

Jerusarema

VaPristi nevaFarisi vanoita kuti guva richengetedzwe ronamwa

27:62-66

     

Nisani 16

Jerusarema nenzvimbo dziri pedyo; Emausi

Jesu anomutswa; anozviratidza kashanu kuvadzidzi

28:1-15

16:1-8

24:1-49

20:1-25

Nisani 16 apfuura

Jerusarema; Garireya

Anozviratidzazve kakawanda kuvadzidzi (1VaK 15:5-7; Mab 1:3-8); anovapa basa rekuita kuti vanhu vave vadzidzi

28:16-20

   

20:26–21:25

Iyari 25

Gomo reMiorivhi, pedyo neBhetani

Jesu anokwira kudenga, zuva rechi40 kubva paakamutswa (Mab 1:9-12)

   

24:50-53