Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

A6-B

Chati: Vaprofita neMadzimambo eJudha neIsraeri (Chikamu 2)

Madzimambo eUmambo Hwekumaodzanyemba

777 B.C.E.

Jotamu: makore 16

762

Ahazi: makore 16

746

Hezekiya: makore 29

716

Manase: makore 55

661

Amoni: makore 2

659

Josiya: makore 31

628

Jehoahazi: mwedzi 3

Jehoyakimu: makore 11

618

Jehoyakini: mwedzi 3, nemazuva 10

617

Zedhekiya: makore 11

607

Jerusarema netemberi zvinoparadzwa nemauto eBhabhironi achitungamirirwa naNebhukadhinezari. Zedhekiya, mambo wekupedzisira wedzinza raDhavhidhi anobviswa pachigaro

Madzimambo eUmambo Hwekuchamhembe

c. 803

Zekariya: utongi hwake hwakanyorwa ndehwemwedzi 6 chete

Zekariya anotanga kutonga asi kwete zvizere; zvinoratidza sekuti akazonyatsova mambo munenge muna 792

c. 791

Sharumu: mwedzi 1

Menahemu: makore 10

c. 780

Pekahiya: makore 2

c. 778

Peka: makore 20

c. 758

Hoshea: makore 9 kubva munenge muna 748

c. 748

Zvinoita sekuti utongi hwaHoshea hwakazosimba kana kuti hwakawana rutsigiro rwaMambo Tigrati-pireseri III munenge muna 748

740

Asiriya inokunda Samariya, Israeri inova pasi peAsiriya; umambo hwekuchamhembe hwemadzinza gumi eIsraeri hunoguma

  • Vaprofita

  • Isaya

  • Mika

  • Zefaniya

  • Jeremiya

  • Nahumi

  • Habhakuki

  • Dhanieri

  • Ezekieri

  • Obhadhiya

  • Hosiya