Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

MUBVUNZO 20

Ungaita Sei Kuti Unyatsobatsirwa Paunenge Uchiverenga Bhaibheri?

PINDURA MIBVUNZO IYI PAUNENGE UCHIVERENGA BHAIBHERI:

Izvi zvinondiudzei nezvaJehovha Mwari?

Zvandiri kuverenga izvi zvinopindirana sei nemamwe mashoko ese ari muBhaibheri?

Ndingazvishandisa sei muupenyu hwangu?

Ndingashandisa sei mavhesi aya kubatsira vamwe?

“Shoko renyu irambi retsoka dzangu, uye chiedza panzira yangu.”

Pisarema 119:105