Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

B12-B

Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 2)

Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika

  1. Temberi

  2. Munda we Getsemane (?)

  3. Muzinda waGavhuna

  4. Imba yaKayafasi (?)

  5. Imba Yaishandiswa Semuzinda naHerodhi Andipasi (?)

  6. Nziva reBhetizata

  7. Dziva reSiroami

  8. Imba yeSanihedrini (?)

  9. Gorogota (?)

  10. Akeridhama (?)

     Enda pana:  Nisani 12 |  Nisani 13 |  Nisani 14 |  Nisani 15 |  Nisani 16

 Nisani 12

KUVIRA KWEZUVA (Mazuva echiJudha anotanga panovira zuva ozopera parinovirazve)

KUBUDA KWEZUVA

  • Anoswera nevadzidzi vake pasina vamwe vanhu

  • Judhasi anoronga kumutengesa

KUBUDA KWEZUVA

 Nisani 13

KUVIRA KWEZUVA

KUBUDA KWEZUVA

  • Petro naJohani vanogadzirira Paseka

  • Jesu nevamwe vaapostora vanosvika zuva rorereka

KUBUDA KWEZUVA

 Nisani 14

KUVIRA KWEZUVA

  • Anodya Paseka nevaapostora

  • Anogeza tsoka dzevaapostora

  • Anoti Judhasi abude

  • Anotanga Kudya kwaShe Kwemanheru

  • Anotengeswa uye anosungwa mumunda weGetsemane

  • Vaapostora vanotiza

  • Anomira pamberi peSanihedrini achitongwa pamba paKayafasi

  • Petro anoramba Jesu

KUBUDA KWEZUVA

  • Anomirazve pamberi peSanihedrini

  • Anoendeswa kuna Pirato, ozoendeswa kuna Herodhi, odzoswazve kuna Pirato

  • Anotongerwa rufu uye anourayiwa paGorogota

  • Anofa kuma3 dzemasikati

  • Chitunha chake chinobviswa chovigwa

KUBUDA KWEZUVA

 Nisani 15 (Sabata)

KUVIRA KWEZUVA

KUBUDA KWEZUVA

  • Pirato anobvumira kuti guva raJesu richengetedzwe

KUBUDA KWEZUVA

 Nisani 16

KUVIRA KWEZUVA

  • Zvimwe zvinonhuhwirira zvekuzora chitunha zvinotengwa

KUBUDA KWEZUVA

  • Anomutswa

  • Anoonekwa nevadzidzi

KUBUDA KWEZUVA