Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raIsaya

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Baba nevanakomana vavo vakapanduka (1-9)

    • Jehovha anovenga kunamata kusiri kwemwoyo wese (10-17)

    • ‘Ngatiruramise zvinhu’ (18-20)

    • Ziyoni richadzokera pakuva guta rakatendeka (21-31)

  • 2

    • Gomo raJehovha rinokwidziridzwa (1-5)

      • Mapakatwa anoitwa miromo yemagejo (4)

    • Zuva raJehovha rinonyadzisa vanozvikudza (6-22)

  • 3

    • Vatungamiriri veJudha vanotsausa vanhu (1-15)

    • Kutongwa kwevanasikana veZiyoni vanokwezva varume (16-26)

  • 4

    • Vakadzi vanomwe pamurume mumwe chete (1)

    • Zvinoitwa kuti zvitungire naJehovha zvichange zvakanaka chaizvo (2-6)

  • 5

    • Rwiyo rwemunda waJehovha wemizambiringa (1-7)

    • Nhamo pamunda waJehovha wemizambiringa (8-24)

    • Mwari anotsamwira vanhu vake (25-30)

  • 6

    • Jehovha anoonekwa ari mutemberi yake (1-4)

      • “Mutsvene, mutsvene, mutsvene, Jehovha” (3)

    • Miromo yaIsaya inocheneswa (5-7)

    • Isaya anotumwa (8-10)

      • “Ndiri pano! Nditumei!” (8)

    • “Kusvikira riini, haiwa Jehovha?” (11-13)

  • 7

    • Shoko kuna Mambo Ahazi (1-9)

      • Sheyari-jashubhu (3)

    • Chiratidzo chaEmanueri (10-17)

    • Zvinokonzerwa nekusatendeka (18-25)

  • 8

    • Kupinda kwevaAsiriya munyika nechisimba (1-8)

      • Maheri-sharari-hashi-bhazi (1-4)

    • Musatya—“Mwari anesu!” (9-17)

    • Isaya nevana vake vachishanda sezviratidzo (18)

    • Bvunzai mutemo, kwete madhimoni (19-22)

  • 9

    • Chiedza chikuru munyika yeGarireya (1-7)

      • Kuberekwa ‘kweMuchinda weRugare’ (6, 7)

    • Ruoko rwaMwari runorwisa Israeri (8-21)

  • 10

    • Ruoko rwaMwari runorwisa Israeri (1-4)

    • Asiriya—shamhu yekutsamwa kwaMwari (5-11)

    • Kurangwa kweAsiriya (12-19)

    • Vakasara vekwaJakobho vachadzoka (20-27)

    • Mwari achatonga Asiriya (28-34)

  • 11

    • Kutonga kwakarurama kwenhungirwa yaJese (1-10)

      • Mhumhi negwayana zvichagara pamwe chete (6)

      • Nyika ichazara nekuziva Jehovha (9)

    • Vakasara vanodzoswa (11-16)

  • 12

    • Rwiyo rwekutenda (1-6)

      • “Jah Jehovha ndiye simba rangu” (2)

  • 13

    • Mutongo pamusoro peBhabhironi (1-22)

      • Zuva raJehovha rava pedyo! (6)

      • VaMedhiya vachakunda Bhabhironi (17)

      • Bhabhironi harizombofi rakagarwa (20)

  • 14

    • Israeri achagara munyika yake (1, 2)

    • Chirevo pamusoro pamambo weBhabhironi (3-23)

      • Anopenya anodonha kubva kudenga (12)

    • Ruoko rwaJehovha ruchapwanya muAsiriya (24-27)

    • Mutongo pamusoro peFiristiya (28-32)

  • 15

    • Chirevo pamusoro peMoabhi (1-9)

  • 16

    • Chirevo pamusoro peMoabhi chinopfuurira (1-14)

  • 17

    • Mutongo pamusoro peDhamasiko (1-11)

    • Marudzi achatukwa naJehovha (12-14)

  • 18

    • Mashoko pamusoro peItiopiya (1-7)

  • 19

    • Mutongo pamusoro peIjipiti (1-15)

    • Ijipiti ichaziva Jehovha (16-25)

      • Atari yaJehovha muIjipiti (19)

  • 20

    • Chiratidzo chezvichaitika kuIjipiti neItiopiya (1-6)

  • 21

    • Mutongo pamusoro perenje regungwa (1-10)

      • Kuramba akarinda panharire (8)

      • “Bhabhironi rawa!” (9)

    • Mutongo pamusoro peDhuma uye perenje (11-17)

      • “Murindi, hakusati kwava kuedza here?” (11)

  • 22

    • Mutongo pamusoro peBani Rechiratidzo (1-14)

    • Mutariri Shebna anotsiviwa naEriyakimu (15-25)

      • Kufananidzwa nehoko (23-25)

  • 23

    • Mutongo pamusoro peTire (1-18)

  • 24

    • Jehovha achabvisa zvinhu zvese munyika (1-23)

      • Jehovha ava Mambo muZiyoni (23)

  • 25

    • Kukomborerwa kukuru kwevanhu vaMwari (1-12)

      • Mabiko aJehovha ewaini yakanaka kwazvo (6)

      • Rufu runobviswa (8)

  • 26

    • Rwiyo rwekuvimba naMwari uye rweruponeso (1-21)

      • Jah Jehovha iDombo rinogara nekusingaperi (4)

      • Vagari vepanyika vachadzidza nezvekururama (9)

      • “Vakafa venyu vachararama” (19)

      • Pindai mudzimba dzemukati muhwande (20)

  • 27

    • Revhiatani inourayiwa naJehovha (1)

    • Rwiyo pamusoro paIsraeri achinzi munda wemizambiringa (2-13)

  • 28

    • Nhamo kuzvidhakwa zvekwaEfremu! (1-6)

    • Vapristi nevaprofita veJudha vanodzedzereka (7-13)

    • “Sungano neRufu” (14-22)

      • Dombo repakona rinokosha muZiyoni (16)

      • Basa raJehovha risina kujairika (21)

    • Mufananidzo wekuranga kwaJehovha kune uchenjeri (23-29)

  • 29

    • Arieri ine nhamo! (1-16)

      • Kungokudza Mwari nemiromo kunoshorwa (13)

    • Matsi dzichanzwa; uye mapofu achaona (17-24)

  • 30

    • Rubatsiro rweIjipiti haruna kana maturo (1-7)

    • Vanhu vanoramba uprofita (8-14)

    • Simba rinobva pakuvimba naMwari (15-17)

    • Jehovha anonzwira vanhu vake nyasha (18-26)

      • Jehovha, Murayiridzi Mukuru (20)

      • “Iyi ndiyo nzira” (21)

    • Jehovha anoranga Asiriya (27-33)

  • 31

    • Rubatsiro chairwo runobva kuna Mwari, kwete kuvanhu (1-9)

      • Mabhiza eIjipiti ndeenyama (3)

  • 32

    • Mambo nemachinda vachatonga kuti pave nekururama (1-8)

    • Vakadzi vasingatirimuki vanoyambirwa (9-14)

    • Makomborero panodururwa mweya (15-20)

  • 33

    • Mutongo uye tariro kune vakarurama (1-24)

      • Jehovha ndiye Mutongi, ndiye Anopa Mutemo, uye ndiMambo (22)

      • Hakuna achati: “Ndiri kurwara” (24)

  • 34

    • Kutsiva kwaJehovha pamarudzi (1-4)

    • Edhomu ichava dongo (5-17)

  • 35

    • Kudzorerwa kweParadhiso (1-7)

      • Mapofu achaona; matsi dzichanzwa (5)

    • Nzira yeUtsvene kuvanhu vakadzikinurwa (8-10)

  • 36

    • Saniheribhi anopinda muJudha nechisimba (1-3)

    • MuRabhisheki anoshora Jehovha (4-22)

  • 37

    • Hezekiya anotsvaga kubatsirwa naMwari nekuna Isaya (1-7)

    • Saniheribhi anotyisidzira Jerusarema (8-13)

    • Munyengetero waHezekiya (14-20)

    • Isaya anozivisa mhinduro yaMwari (21-35)

    • Ngirozi inouraya vaAsiriya 185 000 (36-38)

  • 38

    • Kurwara kwaHezekiya uye kupora kwake (1-22)

      • Rwiyo rwekutenda (10-20)

  • 39

    • Nhume dzakabva kuBhabhironi (1-8)

  • 40

    • Kunyaradzwa kwevanhu vaMwari (1-11)

      • Inzwi murenje (3-5)

    • Ukuru hwaMwari (12-31)

      • Marudzi akaita sedonhwe remvura riri kubva mumugomo (15)

      • Mwari anogara pamusoro “pedenderedzwa renyika” (22)

      • Nyeredzi dzese dzinoshevedzwa nemazita (26)

      • Mwari haamboneti (28)

      • Vanotarisira kuna Jehovha vanowanazve simba (29-31)

  • 41

    • Munhu wekumabvazuva uyo anokunda (1-7)

    • Israeri anosarudzwa kuti ave mushumiri waMwari (8-20)

      • “Shamwari yangu Abrahamu” (8)

    • Vamwe vanamwari vanonzi varatidze kuti ndivanamwari (21-29)

  • 42

    • Mushumiri waMwari uye basa rake (1-9)

      • ‘Jehovha ndiro zita rangu’ (8)

    • Rwiyo rutsva rwekurumbidza Jehovha (10-17)

    • Israeri ibofu uye imatsi (18-25)

  • 43

    • Jehovha anounganidzazve vanhu vake (1-7)

    • Vanamwari ngavaratidze kuti vakarurama (8-13)

      • “Imi muri zvapupu zvangu” (10, 12)

    • Kusunungurwa muBhabhironi (14-21)

    • “Ngatipinzei nyaya yedu mudare” (22-28)

  • 44

    • Makomborero kuvanhu vaMwari vaakasarudza (1-5)

    • Hakuna mumwe Mwari kunze kwaJehovha (6-8)

    • Zvifananidzo zvinogadzirwa nevanhu hazvina maturo (9-20)

    • Jehovha, Mudzikinuri waIsraeri (21-23)

    • Kudzorera zvinhu pachishandiswa Koreshi (24-28)

  • 45

    • Koreshi anozodzwa kuti akunde Bhabhironi (1-8)

    • Ivhu harifaniri kupikisana neMuumbi (9-13)

    • Mamwe marudzi anoremekedza Israeri (14-17)

    • Zvakasikwa naMwari uye zvaanozivisa zvinoratidza kuti akavimbika (18-25)

      • Nyika yakasikwa kuti igarwe (18)

  • 46

    • Zvidhori zveBhabhironi naMwari waIsraeri (1-13)

      • Jehovha anotaura zvichaitika (10)

      • Shiri yekumabvazuva inodya nyama (11)

  • 47

    • Kuwa kweBhabhironi (1-15)

      • Vazivi venyeredzi vanofumurwa (13-15)

  • 48

    • Israeri anotsiurwa uye anonatswa (1-11)

    • Jehovha acharwisa Bhabhironi (12-16a)

    • Zvinodzidziswa naMwari zvinobatsira (16b-19)

    • “Budai muBhabhironi!” (20-22)

  • 49

    • Basa remushumiri waJehovha (1-12)

      • Chiedza chemarudzi (6)

    • Kunyaradzwa kwaIsraeri (13-26)

  • 50

    • Zvivi zvaIsraeri zvinokonzera matambudziko (1-3)

    • Mushumiri waJehovha uyo anoteerera (4-11)

      • Rurimi nenzeve zvevaya vakadzidziswa (4)

  • 51

    • Ziyoni richagadzirwazve kuti rive semunda weEdheni (1-8)

    • Kunyaradzwa kunobva kuMuiti weZiyoni ane simba (9-16)

    • Kapu yekutsamwa kwaJehovha (17-23)

  • 52

    • Muka, haiwa iwe Ziyoni! (1-12)

      • Tsoka dzakanaka dzevaya vanouya nemashoko akanaka (7)

      • Varindi veZiyoni vanoshevedzera pamwe chete (8)

      • Vaya vanotakura midziyo yaJehovha vanofanira kunge vakachena (11)

    • Mushumiri waJehovha achakwidziridzwa (13-15)

      • Kukanganisika pachiso (14)

  • 53

    • Kutambura, kufa, uye kuvigwa kwemushumiri waJehovha (1-12)

      • Kuzvidzwa uye kurambwa (3)

      • Akatakura urwere nemarwadzo (4)

      • “Akaunzwa segwai kuzourayiwa” (7)

      • Akatakura chivi chevanhu vakawanda (12)

  • 54

    • Ziyoni risingabereki rinova nevanakomana vakawanda (1-17)

      • Jehovha, murume weZiyoni (5)

      • Vanakomana veZiyoni vachadzidziswa naJehovha (13)

      • Zvombo zvekurwisa Ziyoni hazvizobudiriri (17)

  • 55

    • Kukokwa kuzodya nekunwa pasina mubhadharo (1-5)

    • Tsvagai Jehovha neshoko rake rakavimbika (6-13)

      • Nzira dzaMwari dzakakwirira kupfuura dzevanhu (8, 9)

      • Shoko raMwari richatobudirira (10, 11)

  • 56

    • Makomborero pavatorwa nengomwa (1-8)

      • Imba yekunyengeterera yemarudzi ese (7)

    • Varindi mapofu, imbwa dzisingatauri (9-12)

  • 57

    • Munhu akarurama nevanhu vakavimbika vaparara (1, 2)

    • Unzenza hwekunamata hweIsraeri hunofumurwa (3-13)

    • Nyaradzo kuvanozvininipisa (14-21)

      • Vakaipa vakaita segungwa risina kugadzikana (20)

      • Vakaipa havana rugare (21)

  • 58

    • Kutsanya kwechokwadi nekwekunyengera (1-12)

    • Kufarira kuchengeta Sabata (13, 14)

  • 59

    • Zvivi zveIsraeri zvinoiparadzanisa naMwari (1-8)

    • Kureurura zvivi (9-15a)

    • Jehovha anopindira kuti abatsire vanenge vapfidza zvivi (15b-21)

  • 60

    • Kubwinya kwaJehovha kunopenya paZiyoni (1-22)

      • Senjiva dziri kuuya kuzvirugu zvadzo (8)

      • Goridhe panzvimbo pemhangura (17)

      • Mudiki achava chiuru (22)

  • 61

    • Kuzodzwa kuti azivise mashoko akanaka (1-11)

      • “Gore rekufarirwa naJehovha” (2)

      • “Miti mikuru yekururama” (3)

      • Vekune imwe nyika vachabatsira (5)

      • “Vapristi vaJehovha” (6)

  • 62

    • Zita idzva reZiyoni (1-12)

  • 63

    • Kutsiva kwaJehovha pamarudzi (1-6)

    • Rudo rwaJehovha rusingachinji rwaakaratidza mazuva ekare (7-14)

    • Munyengetero wekupfidza zvivi (15-19)

  • 64

    • Munyengetero wekupfidza unoenderera mberi (1-12)

      • Jehovha “Muumbi wedu” (8)

  • 65

    • Mutongo waJehovha pavanhu vanonamata zvidhori (1-16)

      • Mwari weMhanza Yakanaka namwari Anosarudza Zvichaitika (11)

      • “Vashumiri vangu vachadya” (13)

    • Matenga matsva nenyika itsva (17-25)

      • Kuvaka dzimba; kudyara minda yemizambiringa (21)

      • Hakuna achashanda zvakaoma pasina (23)

  • 66

    • Kunamata kwechokwadi nekwenhema (1-6)

    • Ziyoni nevanakomana varo (7-17)

    • Vanhu vanoungana kuzonamata muJerusarema (18-24)