Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raGenesisi

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Kusikwa kwedenga nenyika (1, 2)

    • Mazuva matanhatu ekusikwa kwezvinhu (3-31)

      • Zuva rekutanga: chiedza; masikati neusiku (3-5)

      • Zuva rechipiri: nzvimbo huru inoparadzanisa mvura (6-8)

      • Zuva rechitatu: pasi pakaoma uye zvinomera (9-13)

      • Zuva rechina: zvinovheneka zvekudenga (14-19)

      • Zuva rechishanu: hove neshiri (20-23)

      • Zuva rechitanhatu: mhuka dzepanyika nevanhu (24-31)

  • 2

    • Mwari anozorora pazuva rechinomwe (1-3)

    • Jehovha Mwari, Musiki wedenga nenyika (4)

    • Murume nemukadzi mumunda weEdheni (5-25)

      • Munhu anoumbwa neguruva (7)

      • Muti wairambidzwa wekuziva zvakanaka nezvakaipa (15-17)

      • Kusikwa kwemukadzi (18-25)

  • 3

    • Kutanga kwechivi (1-13)

      • Nhema dzekutanga (4, 5)

    • Jehovha anopa mutongo kuvapanduki (14-24)

      • Uprofita pamusoro pemwana wemukadzi (15)

      • Kudzingwa kwevanhu muEdheni (23, 24)

  • 4

    • Kaini naAbheri (1-16)

    • Dzinza rakabva kuna Kaini (17-24)

    • Seti nemwanakomana wake Inoshi (25, 26)

  • 5

    • Kubva kuna Adhamu kusvika kuna Noa (1-32)

      • Adhamu akabereka vanakomana nevanasikana (4)

      • Inoki akafamba naMwari (21-24)

  • 6

    • Vanakomana vaMwari vanotora madzimai panyika (1-3)

    • VaNefirimu vanoberekwa (4)

    • Uipi hwevanhu hunogumbura Jehovha (5-8)

    • Noa anopiwa basa rekuvaka areka (9-16)

    • Mwari anozivisa kuuya kweMafashamo (17-22)

  • 7

    • Kupinda muareka (1-10)

    • Mafashamo enyika yese (11-24)

  • 8

    • Mvura yemafashamo inoserera (1-14)

      • Njiva inotumwa (8-12)

    • Kubuda muareka (15-19)

    • Vimbiso yaMwari pamusoro penyika (20-22)

  • 9

    • Vanhu vanopiwa mirayiro (1-7)

      • Mutemo pamusoro peropa (4-6)

    • Sungano yemuraraungu (8-17)

    • Uprofita pamusoro pevana vaNoa (18-29)

  • 10

    • Kwakabva marudzi ese (1-32)

      • Vanhu vakabva kuna Jafeti (2-5)

      • Vanhu vakabva kuna Hamu (6-20)

        • Nimrodhi anopikisa Jehovha (8-12)

      • Vanhu vakabva kuna Shemu (21-31)

  • 11

    • Shongwe yeBhabheri (1-4)

    • Jehovha anovhiringidza mutauro (5-9)

    • Kubva kuna Shemu kusvika kuna Abramu (10-32)

      • Mhuri yaTera (27)

      • Abramu anobuda muUri (31)

  • 12

    • Abramu anobva muHarani achienda kuKenani (1-9)

      • Vimbiso yaMwari kuna Abramu (7)

    • Abramu naSarai muIjipiti (10-20)

  • 13

    • Abramu anodzokera kuKenani (1-4)

    • Abramu anoparadzana naRoti (5-13)

    • Mwari anodzokorora zvaakavimbisa Abramu (14-18)

  • 14

    • Abramu anonunura Roti (1-16)

    • Merekizedheki anokomborera Abramu (17-24)

  • 15

    • Sungano yaMwari naAbramu (1-21)

      • Makore 400 ekutambudzwa anoziviswa (13)

      • Mwari anodzokorora zvaakavimbisa Abramu (18-21)

  • 16

    • Hagari naIshmaeri (1-16)

  • 17

    • Abrahamu achava baba vemarudzi akawanda (1-8)

      • Abramu anotumidzwa kuti Abrahamu (5)

    • Sungano yekuchecheudzwa (9-14)

    • Sarai anotumidzwa kuti Sara (15-17)

    • Vimbiso yekuberekwa kwaIsaka (18-27)

  • 18

    • Ngirozi nhatu dzinoshanyira Abrahamu (1-8)

    • Sara anovimbiswa mwanakomana; anoseka (9-15)

    • Abrahamu anoteterera nezveSodhomu (16-33)

  • 19

    • Roti anoshanyirwa nengirozi (1-11)

    • Roti nemhuri yake vanoudzwa kuti vakurumidze kubuda (12-22)

    • Kuparadzwa kweSodhomu neGomora (23-29)

      • Mudzimai waRoti anova shongwe yemunyu (26)

    • Roti nevanasikana vake (30-38)

      • Kwakabva vaMoabhi nevaAmoni (37, 38)

  • 20

    • Sara anonunurwa kubva kuna Abhimereki (1-18)

  • 21

    • Kuberekwa kwaIsaka (1-7)

    • Ishmaeri anotsvinyira Isaka (8, 9)

    • Hagari naIshmaeri vanodzingwa pamba (10-21)

    • Sungano yaAbrahamu naAbhimereki (22-34)

  • 22

    • Abrahamu anoudzwa kuti abayire Isaka (1-19)

      • Mwana waAbrahamu achaita kuti vanhu vakomborerwe (15-18)

    • Mhuri yaRibheka (20-24)

  • 23

    • Kufa kwaSara uye kutengwa kwenzvimbo yemakuva (1-20)

  • 24

    • Kutsvagira Isaka mudzimai (1-58)

    • Ribheka anoenda kuna Isaka (59-67)

  • 25

    • Abrahamu anoroorazve (1-6)

    • Kufa kwaAbrahamu (7-11)

    • Vanakomana vaIshmaeri (12-18)

    • Kuzvarwa kwaJakobho naIsau (19-26)

    • Isau anotengesa kodzero yake yeudangwe (27-34)

  • 26

    • Isaka naRibheka muGerari (1-11)

      • Vimbiso yaMwari inodzokororwa kuna Isaka (3-5)

    • Kupopotedzana pamusoro pematsime (12-25)

    • Isaka anoita sungano naAbhimereki (26-33)

    • Madzimai aIsau maviri echiHiti (34, 35)

  • 27

    • Jakobho anowana chikomborero chaIsau (1-29)

    • Isau anokumbira kukomborerwa asi haasi kudemba zvaakaita (30-40)

    • Isau anotanga kuvenga Jakobho (41-46)

  • 28

    • Isaka anotuma Jakobho kuPadhani-aramu (1-9)

    • Hope dzakarotwa naJakobho ari kuBheteri (10-22)

      • Vimbiso yaMwari inodzokororwa kuna Jakobho (13-15)

  • 29

    • Jakobho anoonana naRakeri (1-14)

    • Jakobho anotorwa mwoyo naRakeri (15-20)

    • Jakobho anoroora Reya naRakeri (21-29)

    • Vanakomana 4 vaJakobho vaakaberekerwa naReya: Rubheni, Simiyoni, Revhi, naJudha (30-35)

  • 30

    • Bhiriha anobereka Dhani naNaftari (1-8)

    • Ziripa anobereka Gadhi naAsheri (9-13)

    • Reya anobereka Isakari naZebhuroni (14-21)

    • Rakeri anobereka Josefa (22-24)

    • Zvipfuwo zvaJakobho zvinowanda (25-43)

  • 31

    • Jakobho anotizira kuKenani achiita zvekuverevedza (1-18)

    • Rabhani anobata Jakobho (19-35)

    • Sungano yaJakobho naRabhani (36-55)

  • 32

    • Ngirozi dzinosangana naJakobho (1, 2)

    • Jakobho anogadzirira kusangana naIsau (3-23)

    • Jakobho anoita mutsimba nengirozi (24-32)

      • Jakobho anotumidzwa kuti Israeri (28)

  • 33

    • Jakobho anosangana naIsau (1-16)

    • Jakobho anoenda kuShekemu (17-20)

  • 34

    • Dhina anobatwa chibharo (1-12)

    • Vanakomana vaJakobho vanonyengera vanhu (13-31)

  • 35

    • Jakobho anobvisa vanamwari vekune dzimwe nyika (1-4)

    • Jakobho anodzokera kuBheteri (5-15)

    • Kuberekwa kwaBhenjamini; kufa kwaRakeri (16-20)

    • Vanakomana 12 vaIsraeri (21-26)

    • Kufa kwaIsaka (27-29)

  • 36

    • Madzinza akabva kuna Isau (1-30)

    • Madzimambo nemadzishe evaEdhomu (31-43)

  • 37

    • Hope dzaJosefa (1-11)

    • Josefa nevakoma vake vane godo (12-24)

    • Josefa anotengeswa kuti ave muranda (25-36)

  • 38

    • Judha naTamari (1-30)

  • 39

    • Josefa mumba maPotifari (1-6)

    • Josefa anoramba kurara nemudzimai waPotifari (7-20)

    • Josefa anoiswa mujeri (21-23)

  • 40

    • Josefa anodudzira hope dzevasungwa (1-19)

      • “Kududzira ndekwaMwari” (8)

    • Mabiko ekupemberera zuva rekuzvarwa kwaFarao (20-23)

  • 41

    • Josefa anodudzira hope dzaFarao (1-36)

    • Josefa anokwidziridzwa naFarao (37-46a)

    • Josefa anoona nezvekuunganidza zvekudya uye kuzvitengesera vanhu (46b-57)

  • 42

    • Vakoma vaJosefa vanoenda kuIjipiti (1-4)

    • Josefa anoonana nevakoma vake ovaedza (5-25)

    • Vakoma vaJosefa vanodzokera kumba kuna Jakobho (26-38)

  • 43

    • Rwendo rwechipiri rwevakoma vaJosefa kuIjipiti; vaina Bhenjamini (1-14)

    • Josefa anoonanazve nevakoma vake (15-23)

    • Josefa anoita mabiko nevakoma vake (24-34)

  • 44

    • Kapu yaJosefa yesirivha inowanikwa muhomwe yaBhenjamini (1-17)

    • Judha anoteterera kuti Bhenjamini asasara (18-34)

  • 45

    • Josefa anobuda pachena kuti ndiani (1-15)

    • Vakoma vaJosefa nemunin’ina wake vanodzokera kunotora Jakobho (16-28)

  • 46

    • Jakobho nemhuri yake vanotamira kuIjipiti (1-7)

    • Mazita evaya vakatamira kuIjipiti (8-27)

    • Josefa anoonana naJakobho kuGosheni (28-34)

  • 47

    • Jakobho anoonana naFarao (1-12)

    • Kutungamirira kwaJosefa neuchenjeri (13-26)

    • Israeri anogara muGosheni (27-31)

  • 48

    • Jakobho anokomborera vanakomana vaJosefa vaviri (1-12)

    • Efremu anokomborerwa kupfuura mukoma wake (13-22)

  • 49

    • Uprofita hwaJakobho hwaakataura ava kufa (1-28)

      • Shiro achabva kuna Judha (10)

    • Jakobho anotaura kwaachada kuvigwa (29-32)

    • Kufa kwaJakobho (33)

  • 50

    • Josefa anoviga Jakobho muKenani (1-14)

    • Josefa anoudzazve vakoma vake kuti akavaregerera (15-21)

    • Mazuva ekupedzisira aJosefa uye kufa kwake (22-26)

      • Josefa anotaura zvaanoda kuti zvizoitwa nemapfupa ake (25)