Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raMika

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6 7

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Mutongo weSamariya neJudha (1-16)

      • Zvivi nekupanduka zvinokonzera matambudziko (5)

  • 2

    • Vadzvinyiriri vane nhamo! (1-11)

    • VaIsraeri vachaunganidzwa vobatana (12, 13)

      • Munyika yacho muchanzwika ruzha rwevanhu (12)

  • 3

    • Vatungamiriri nevaprofita vanotsiurwa (1-12)

      • Mika anopiwa simba nemweya waJehovha (8)

      • Vapristi vanodzidzisa kuti vawane mari (11)

      • Jerusarema richava matongo (12)

  • 4

    • Gomo reimba yaJehovha rinokwidziridzwa (1-5)

      • Mapakatwa anoitwa miromo yemagejo (3)

      • “Tichafamba nezita raJehovha” (5)

    • Ziyoni richadzorerwa ropiwa simba (6-13)

  • 5

    • Mutongi achava mukuru munyika yese (1-6)

      • Mutongi wacho achabva kuBhetrehema (2)

    • Vanhu vanenge vasara vachaita sedova uye seshumba (7-9)

    • Nyika yacho ichacheneswa (10-15)

  • 6

    • Nyaya yevaIsraeri kuna Mwari (1-5)

    • Jehovha anodei? (6-8)

      • Kururama, kuvimbika, kuva nemwero (8)

    • Mhosva yevaIsraeri nekurangwa kwavo (9-16)

  • 7

    • Zvakaipa zvevaIsraeri (1-6)

      • “Vavengi vemunhu vanhu vemumba make” (6)

    • “Ndichamirira” (7)

    • Vanhu vaMwari vanorwirwa (8-13)

    • Mika anonyengetera uye anorumbidza Mwari (14-20)

      • Mhinduro yaJehovha (15-17)

      • ‘Ndoupi Mwari akaita saJehovha?’ (18)