Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mashoko Akanaka Akanyorwa naMateu

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Dzinza raJesu Kristu (1-17)

    • Kuzvarwa kwaJesu (18-25)

  • 2

    • Kushanya kwevazivi venyeredzi (1-12)

    • Kutizira kuIjipiti (13-15)

    • Herodhi anouraya vana vakomana (16-18)

    • Kudzokera kuNazareta (19-23)

  • 3

    • Kuparidza kwaJohani Mubhabhatidzi (1-12)

    • Kubhabhatidzwa kwaJesu (13-17)

  • 4

    • Dhiyabhorosi anoedza Jesu (1-11)

    • Jesu anotanga kuparidza muGarireya (12-17)

    • Vadzidzi vekutanga vanoshevedzwa (18-22)

    • Jesu anoparidza, anodzidzisa, uye anoporesa (23-25)

  • 5

    • MHARIDZO YEPAGOMO (1-48)

      • Jesu anotanga kudzidzisa pagomo (1, 2)

      • Zvinhu 9 zvinounza mufaro (3-12)

      • Munyu nechiedza (13-16)

      • Jesu aizozadzisa Mutemo (17-20)

      • Mazano pamusoro pekushatirwa (21-26), upombwe (27-30), kurambana (31, 32), mhiko (33-37), kutsiva (38-42), kuda vavengi (43-48)

  • 6

    • MHARIDZO YEPAGOMO (1-34)

      • Rega kuita zvakarurama uchida kuonekwa nevanhu (1-4)

      • Manyengeterero (5-15)

        • Munyengetero wemuenzaniso (9-13)

      • Kutsanya (16-18)

      • Pfuma panyika uye kudenga (19-24)

      • Musazvidya mwoyo (25-34)

        • Rambai muchitanga kutsvaga Umambo (33)

  • 7

    • MHARIDZO YEPAGOMO (1-27)

      • Regai kutonga vamwe (1-6)

      • Rambai muchikumbira, muchitsvaga, muchigogodza (7-11)

      • Zvaunoda kuti vamwe vakuitire (12)

      • Gedhi rakamanikana (13, 14)

      • Vanozivikanwa nemichero yavanobereka (15-23)

      • Imba yakavakirwa paruware, neyakavakirwa pajecha (24-27)

    • Vanhu vanoshamiswa nekudzidzisa kwaJesu (28, 29)

  • 8

    • Munhu ane maperembudzi anoporeswa (1-4)

    • Mukuru weuto anoratidza kutenda (5-13)

    • Jesu anoporesa vanhu vakawanda muKapenaume (14-17)

    • Nzira yekutevera nayo Jesu (18-22)

    • Jesu anodzikamisa dutu (23-27)

    • Jesu anodzingira madhimoni munguruve (28-34)

  • 9

    • Jesu anoporesa munhu akaoma mutezo (1-8)

    • Jesu anoshevedza Mateu (9-13)

    • Mubvunzo pamusoro pekutsanya (14-17)

    • Mwanasikana waJairosi; mukadzi anobata nguo yaJesu yekunze (18-26)

    • Jesu anoporesa mapofu nembeveve (27-34)

    • Kukohwa kukuru asi vashandi vashoma (35-38)

  • 10

    • Vaapostora 12 (1-4)

    • Mirayiridzo yeushumiri (5-15)

    • Vadzidzi vachatambudzwa (16-25)

    • Itya Mwari, kwete munhu (26-31)

    • Haana kuunza rugare, asi bakatwa (32-39)

    • Kugamuchira vadzidzi vaJesu (40-42)

  • 11

    • Johani Mubhabhatidzi anorumbidzwa (1-15)

    • Chizvarwa chisina kuteerera chinoshorwa (16-24)

    • Jesu anorumbidza Baba vake nekuti vanofarira vanozvininipisa (25-27)

    • Joko raJesu rinozorodza (28-30)

  • 12

    • Jesu, “Ishe weSabata” (1-8)

    • Murume aiva neruoko rwakakokonyara anoporeswa (9-14)

    • Mushumiri waMwari anodiwa (15-21)

    • Madhimoni anodzingwa nemweya mutsvene (22-30)

    • Chivi chisingaregererwi (31, 32)

    • Muti unozivikanwa nemichero yawo (33-37)

    • Chiratidzo chaJona (38-42)

    • Panodzoka mweya usina kuchena (43-45)

    • Amai vaJesu nevanin’ina vake (46-50)

  • 13

    • MIFANANIDZO YEUMAMBO (1-52)

      • Mudyari (1-9)

      • Chaiita kuti Jesu ashandise mifananidzo (10-17)

      • Mufananidzo wemudyari unotsanangurwa (18-23)

      • Gorosi nemasora (24-30)

      • Tsanga yemasitadhi nembiriso (31-33)

      • Kushandisa mifananidzo kunozadzisa uprofita (34, 35)

      • Mufananidzo wegorosi nemasora unotsanangurwa (36-43)

      • Pfuma yakavanzwa uye parera rakanaka (44-46)

      • Mambure ekukukudzisa (47-50)

      • Pfuma itsva neyekare (51, 52)

    • Jesu anorambwa kumusha kwake (53-58)

  • 14

    • Johani Mubhabhatidzi anodimburwa musoro (1-12)

    • Jesu anopa vanhu 5 000 zvekudya (13-21)

    • Jesu anofamba pamusoro pemvura (22-33)

    • Kuporesa muGenesareti (34-36)

  • 15

    • Tsika dzevanhu dzinofumurwa (1-9)

    • Zvinosvibisa zvinobva mumwoyo (10-20)

    • Kutenda kwakakura kwemukadzi wechiFinikiya (21-28)

    • Jesu anorapa zvirwere zvakawanda (29-31)

    • Jesu anopa vanhu 4 000 zvekudya (32-39)

  • 16

    • Kukumbira chiratidzo (1-4)

    • Mbiriso yevaFarisi nevaSadhusi (5-12)

    • Makiyi eUmambo (13-20)

      • Ungano yakavakirwa padombo (18)

    • Jesu anotaura nezverufu rwake (21-23)

    • Kuva mudzidzi wechokwadi (24-28)

  • 17

    • Jesu anoshanduka (1-13)

    • Kutenda kwakaita setsanga yemasitadhi (14-21)

    • Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (22, 23)

    • Mutero wakabhadharwa nemari yakatorwa mumuromo mehove (24-27)

  • 18

    • Mukuru kupfuura vamwe muUmambo (1-6)

    • Zvinhu zvinogumbura (7-11)

    • Mufananidzo wegwai rakarasika (12-14)

    • Zvaungaita kuti uwane hama yako (15-20)

    • Mufananidzo wemuranda asingaregereri (21-35)

  • 19

    • Kuroorana uye kurambana (1-9)

    • Chipo chekusaroora (10-12)

    • Jesu anokomborera vana (13-15)

    • Mubvunzo wejaya rakapfuma (16-24)

    • Kusiya zvimwe zvinhu nekuda kweUmambo (25-30)

  • 20

    • Vashandi vemumunda wemizambiringa vanobhadharwa zvakafanana (1-16)

    • Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (17-19)

    • Kukumbira zvinzvimbo muUmambo (20-28)

      • Jesu anodzikinura vazhinji (28)

    • Mapofu maviri anoporeswa (29-34)

  • 21

    • Jesu anopinda muguta achiratidza kukunda (1-11)

    • Jesu anochenesa temberi (12-17)

    • Muonde unotukwa (18-22)

    • Jesu anobvunzwa kuti akapiwa naani mvumo yezvaanoita (23-27)

    • Mufananidzo wevanakomana vaviri (28-32)

    • Mufananidzo wevarimi mhondi (33-46)

      • Dombo guru repakona rinorambwa (42)

  • 22

    • Mufananidzo wemabiko emuchato (1-14)

    • Mwari uye Kesari (15-22)

    • Mubvunzo pamusoro perumuko (23-33)

    • Mirayiro mikuru kupfuura yese (34-40)

    • Kristu mwanakomana waDhavhidhi here? (41-46)

  • 23

    • Musatevedzera vanyori nevaFarisi (1-12)

    • Vane nhamo vanyori nevaFarisi (13-36)

    • Jesu anochema Jerusarema (37-39)

  • 24

    • CHIRATIDZO CHEKUVAPO KWAKRISTU (1-51)

      • Hondo, kushomeka kwezvekudya, kudengenyeka kwenyika (7)

      • Kuparidzwa kwemashoko akanaka (14)

      • Kutambudzika kukuru (21, 22)

      • Chiratidzo chekuvapo kweMwanakomana wemunhu (30)

      • Muonde (32-34)

      • Semazuva aNoa (37-39)

      • Rambai makarinda (42-44)

      • Muranda akatendeka uye muranda akaipa (45-51)

  • 25

    • CHIRATIDZO CHEKUVAPO KWAKRISTU (1-46)

      • Mufananidzo wemhandara gumi (1-13)

      • Mufananidzo wematarenda (14-30)

      • Makwai nembudzi (31-46)

  • 26

    • Vapristi vanoronga kuuraya Jesu (1-5)

    • Jesu anodirwa mafuta anonhuwirira (6-13)

    • Paseka yekupedzisira uye kutengeswa (14-25)

    • Kudya kwaShe Kwemanheru kunotangwa (26-30)

    • Petro anoudzwa kuti acharamba Jesu (31-35)

    • Jesu anonyengetera muGetsemane (36-46)

    • Jesu anosungwa (47-56)

    • Kutongwa pamberi peSanihedrini (57-68)

    • Petro anoramba Jesu (69-75)

  • 27

    • Jesu anoendeswa kuna Pirato (1, 2)

    • Judhasi anozvisungirira (3-10)

    • Jesu ari pamberi paPirato (11-26)

    • Anozvidzwa pamberi pevanhu (27-31)

    • Anorovererwa padanda paGorogota (32-44)

    • Kufa kwaJesu (45-56)

    • Kuvigwa kwaJesu (57-61)

    • Guva rake rinonyatsochengetedzwa (62-66)

  • 28

    • Jesu anomutswa (1-10)

    • Varwi vanobhadharwa kuti vanyepe (11-15)

    • Murayiro wekunoita vanhu vadzidzi (16-20)