Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mashoko Akanaka Akanyorwa naMako

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Johani Mubhabhatidzi anoparidza (1-8)

    • Kubhabhatidzwa kwaJesu (9-11)

    • Jesu anoedzwa naSatani (12, 13)

    • Jesu anotanga kuparidza muGarireya (14, 15)

    • Kudanwa kwevadzidzi vekutanga (16-20)

    • Mweya usina kuchena unodzingwa (21-28)

    • Jesu anoporesa vanhu vakawanda muKapenaume (29-34)

    • Anonyengetera ari kwake ega (35-39)

    • Munhu ane maperembudzi anoporeswa (40-45)

  • 2

    • Jesu anoporesa munhu akaoma mutezo (1-12)

    • Jesu anoshevedza Revhi (13-17)

    • Mibvunzo pamusoro pekutsanya (18-22)

    • Jesu, ‘Ishe weSabata’ (23-28)

  • 3

    • Murume ane ruoko rwakakokonyara anoporeswa (1-6)

    • Vanhu vakawanda vari pamhenderekedzo yegungwa (7-12)

    • Vaapostora 12 (13-19)

    • Kumhura mweya mutsvene (20-30)

    • Amai vaJesu nevanin’ina vake (31-35)

  • 4

    • MIFANANIDZO YEUMAMBO (1-34)

      • Mudyari (1-9)

      • Chaiita kuti Jesu ashandise mifananidzo (10-12)

      • Mufananidzo wemudyari unotsanangurwa (13-20)

      • Rambi hariiswi pasi petswanda (21-23)

      • Chaunoyerera vamwe nacho (24, 25)

      • Mudyari anorara (26-29)

      • Tsanga yemasitadhi (30-32)

      • Kushandisa mifananidzo (33, 34)

    • Jesu anodzikamisa dutu (35-41)

  • 5

    • Jesu anodzingira madhimoni munguruve (1-20)

    • Mwanasikana waJairosi; mukadzi anobata nguo yaJesu yekunze (21-43)

  • 6

    • Jesu anorambwa kumusha kwake (1-6)

    • Vane Gumi Nevaviri vanorayiridzwa nezveushumiri (7-13)

    • Kufa kwaJohani Mubhabhatidzi (14-29)

    • Jesu anopa vanhu 5 000 zvekudya (30-44)

    • Jesu anofamba pamusoro pemvura (45-52)

    • Kuporesa vanhu muGenesareti (53-56)

  • 7

    • Tsika dzevanhu dzinofumurwa (1-13)

    • Zvinosvibisa munhu zvinobva mumwoyo (14-23)

    • Kutenda kwemukadzi wechiSirofenikiya (24-30)

    • Murume matsi anoporeswa (31-37)

  • 8

    • Jesu anopa vanhu 4 000 zvekudya (1-9)

    • Vanoti avaratidze chiratidzo (10-13)

    • Mbiriso yevaFarisi neyaHerodhi (14-21)

    • Bofu rinoporeswa muBhetisaidha (22-26)

    • Petro anotaura kuti Jesu ndiye Kristu (27-30)

    • Jesu anotaura nezverufu rwake (31-33)

    • Kuva mudzidzi wechokwadi (34-38)

  • 9

    • Kushanduka kwaJesu (1-13)

    • Mukomana akagarwa nedhimoni anoporeswa (14-29)

      • Zvinhu zvese zvinoita kana munhu aine kutenda (23)

    • Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (30-32)

    • Vadzidzi vanoitisana nharo dzekuti ndiani mukuru (33-37)

    • Wese asingapesani nesu ari kurutivi rwedu (38-41)

    • Zvinhu zvinogumbura kana kuti zvinokanganisa kutenda (42-48)

    • “Ivai nemunyu mamuri” (49, 50)

  • 10

    • Wanano nekurambana (1-12)

    • Jesu anokomborera vana (13-16)

    • Mubvunzo wemurume akapfuma (17-25)

    • Kusiya zvimwe zvinhu nekuda kweUmambo (26-31)

    • Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (32-34)

    • Chikumbiro chaJakobho naJohani (35-45)

      • Jesu rudzikinuro rwevazhinji (45)

    • Bhatimeyo bofu anosvinudzwa (46-52)

  • 11

    • Jesu anopinda muguta achiratidza kukunda (1-11)

    • Muonde unotukwa (12-14)

    • Jesu anochenesa temberi (15-18)

    • Chidzidzo pamuonde wakaoma (19-26)

    • Jesu anobvunzwa kuti akapiwa naani mvumo yezvaanoita (27-33)

  • 12

    • Mufananidzo wevarimi vakaponda vanhu vaitumwa (1-12)

    • Mwari naKesari (13-17)

    • Mubvunzo pamusoro perumuko (18-27)

    • Mirayiro miviri mikuru kune mimwe yese (28-34)

    • Kristu mwanakomana waDhavhidhi here? (35-37a)

    • Kunyeverwa nezvevanyori (37b-40)

    • Tumari twuviri twechirikadzi murombo (41-44)

  • 13

    • MAGUMO EMAMIRIRO EZVINHU (1-37)

      • Hondo, kudengenyeka kwenyika, nzara (8)

      • Mashoko akanaka anofanira kuparidzwa (10)

      • Kutambudzika kukuru (19)

      • Kuuya kweMwanakomana wemunhu (26)

      • Mufananidzo wemuonde (28-31)

      • Rambai makarinda (32-37)

  • 14

    • Vapristi vanorangana kuuraya Jesu (1, 2)

    • Jesu anodirwa mafuta anonhuhwirira (3-9)

    • Judhasi anotengesa Jesu (10, 11)

    • Paseka yekupedzisira (12-21)

    • Kudya Kwashe Kwemanheru kunotangwa (22-26)

    • Petro anoudzwa kuti acharamba Jesu (27-31)

    • Jesu anonyengetera muGetsemane (32-42)

    • Jesu anosungwa (43-52)

    • Anotongwa neSanihedrini (53-65)

    • Petro anoramba Jesu (66-72)

  • 15

    • Jesu anomiswa pamberi paPirato (1-15)

    • Anosekwa pamberi pevanhu (16-20)

    • Anorovererwa padanda paGorogota (21-32)

    • Kufa kwaJesu (33-41)

    • Kuvigwa kwaJesu (42-47)

  • 16

    • Jesu anomutswa (1-8)