Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Tsamba kuvaRoma

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Kwaziso (1-7)

    • Chishuwo chaPauro chekushanyira Roma (8-15)

    • Munhu akarurama achararama nekutenda (16, 17)

    • Vanhu vasingadi Mwari havagoni kuzoti vakanga vasingazivi (18-32)

      • Mwari anoonekwa zvaari muzvinhu zvaakasika (20)

  • 2

    • Mutongo waMwari pavaJudha nevaGiriki (1-16)

      • Mashandiro anoita hana (14, 15)

    • VaJudha uye Mutemo (17-24)

    • Kuchecheudzwa kwemwoyo (25-29)

  • 3

    • “Mwari ngaawanikwe ari wechokwadi” (1-8)

    • Vese vaJudha nevaGiriki vane chivi (9-20)

    • Kururama kuburikidza nekutenda (21-31)

      • Vese vakatadza kusvika pakubwinya kwaMwari (23)

  • 4

    • Abrahamu akanzi akarurama nekutenda (1-12)

      • Abrahamu, baba vevanhu vese vane kutenda (11)

    • Vimbiso yakagamuchirwa kuburikidza nekutenda (13-25)

  • 5

    • Kuyananiswa naMwari kuburikidza naKristu (1-11)

    • Rufu kuburikidza naAdhamu, upenyu kuburikidza naKristu (12-21)

      • Chivi nerufu zvakapararira kuvanhu vese (12)

      • Chiito chimwe chete chekururamisa (18)

  • 6

    • Upenyu hutsva kuburikidza nekubhabhatidzwa muna Kristu (1-11)

    • Musarega chivi chichitonga mumiviri yenyu (12-14)

    • Kubva pakuva varanda vechivi kuenda pakuva varanda vaMwari (15-23)

      • Mubayiro wechivi rufu, asi chipo chaMwari upenyu (23)

  • 7

    • Mufananidzo unoratidza kusunungurwa paMutemo (1-6)

    • Mutemo wakaita kuti chivi chizivikanwe (7-12)

    • Kurwisana nechivi (13-25)

  • 8

    • Upenyu nerusununguko kuburikidza nemweya (1-11)

    • Mweya wekutorwa sevanakomana unopupurira (12-17)

    • Zvisikwa zvinomirira kusunungurwa sevanakomana vaMwari (18-25)

    • ‘Mweya unotibatsira uchiteterera’ (26, 27)

    • Mwari akagara avagadza (28-30)

    • Tinokunda nerudo rwaMwari (31-39)

  • 9

    • Pauro anorwadziwa pamusoro perudzi rwevalsraeri (1-5)

    • Vana vaAbrahamu chaivo (6-13)

    • Zvinenge zvasarudzwa naMwari hazvipikiswi (14-26)

      • Midziyo yekuitirwa hasha uye yengoni (22, 23)

    • Vashoma chete ndivo vachaponeswa (27-29)

    • Israeri anogumburwa (30-33)

  • 10

    • Zvingaitwa nemunhu kuti awane kururama kwaMwari (1-15)

      • Kuzivisa pachena (10)

      • Kudana pana Jehovha kunoreva ruponeso (13)

      • Tsoka dzakanaka dzevaparidzi (15)

    • Mashoko akanaka anorambwa (16-21)

  • 11

    • Israeri haana kurambwa zvachose (1-16)

    • Mufananidzo wemuorivhi (17-32)

    • Kudzama kweuchenjeri hwaMwari (33-36)

  • 12

    • Ipai miviri yenyu sechibayiro chipenyu (1, 2)

    • Zvipo zvakasiyana-siyana asi muviri mumwe (3-8)

    • Mazano emararamiro emuKristu wechokwadi (9-21)

  • 13

    • Kuzviisa pasi pevane masimba (1-7)

      • Kubhadhara mitero (6, 7)

    • Rudo runozadzisa Mutemo (8-10)

    • Fambai sekunge kuti masikati (11-14)

  • 14

    • Musatongana (1-12)

    • Musaita kuti vamwe vagumburwe (13-18)

    • Itai kuti pave nerugare uye kubatana (19-23)

  • 15

    • Gamuchiranai sezvakaitwa naKristu (1-13)

    • Pauro, mushumiri kumamwe marudzi (14-21)

    • Mafambiro aizoita Pauro (22-33)

  • 16

    • Pauro anozivisa nezvaFebhi, mushumiri (1, 2)

    • Kwaziso kuvaKristu vekuRoma (3-16)

    • Kuyambirwa nezvekuita mapoka (17-20)

    • Kwaziso inobva kune vamwe vanoshanda naPauro (21-24)

    • Chakavanzika chitsvene chava kuzivikanwa (25-27)