Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Tsamba kuvaEfeso

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Kwaziso (1, 2)

    • Zvikomborero zvemweya (3-7)

    • Kuunganidza zvinhu zvese muna Kristu (8-14)

      • ‘Urongwa hwekuunganidzwa kwezvinhu’ kana nguva yakwana (10)

      • Kuiswa chisimbiso nemweya ‘wavakafanobatiswa’ (13, 14)

    • Pauro anoonga Mwari nekuda kwekutenda kwevaEfeso uye anovanyengeterera (15-23)

  • 2

    • Kuitwa vapenyu muna Kristu (1-10)

    • Rusvingo runoparadzanisa runoparadzwa (11-22)

  • 3

    • Chakavanzika chitsvene chinosanganisira vemamwe marudzi (1-13)

      • Vemamwe marudzi vanova vagari venhaka pamwe naKristu (6)

      • Chinangwa chaMwari chisingagumi (11)

    • Kunyengeterera vaEfeso kuti vawedzere kuva nenjere (14-21)

  • 4

    • Kubatana mumuviri waKristu (1-16)

      • Varume sezvipo (8)

    • Unhu hwekare uye unhu hutsva (17-32)

  • 5

    • Kutaura kwakachena uye mabasa akachena (1-5)

    • Fambai sevana vechiedza (6-14)

    • Zadzwai nemweya (15-20)

      • Shandisai nguva yenyu nekuchenjera (16)

    • Mazano kuvarume nemadzimai (21-33)

  • 6

    • Mazano kuvana nekuvabereki (1-4)

    • Mazano kuvaranda navanatenzi (5-9)

    • Zvipfeko zvemurwi zvakakwana zvinobva kuna Mwari (10-20)

    • Kwaziso yekupedzisira (21-24)