Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Rwiyo rwaSoromoni

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6 7 8

Zviri Mubhuku Racho

  • MUSIKANA WEKUSHURAMI ARI MUMUSASA WAMAMBO SOROMONI (1:1–3:5)

    • 1

      • Rwiyo rwakanaka kukunda dzese (1)

      • Musikana (2-7)

      • Vanasikana veJerusarema (8)

      • Mambo (9-11)

        • “Tichakugadzirira zvishongo zvegoridhe” (11)

      • Musikana (12-14)

        • “Mudiwa wangu akaita sehomwe inonhuhwirira yemura” (13)

      • Mufudzi (15)

        • “Wakanaka, mudiwa wangu”

      • Musikana (16, 17)

        • “Wakanaka, mudiwa wangu” (16)

    • 2

      • Musikana (1)

        • “Ndinongovawo zvangu ruva resafuroni”

      • Mufudzi (2)

        • ‘Mudiwa wangu akaita seruva’

      • Musikana (3-14)

        • ‘Musamutsa rudo mukati mangu kusvikira rwava kuda’ (7)

        • Anotaura mashoko emufudzi (10b-14)

          • “Tsvarakadenga yangu, ngatiende tese” (10b, 13)

      • Hanzvadzi dzemusikana (15)

        • “Tibatire makava”

      • Musikana (16, 17)

        • “Mudiwa wangu ndewangu uye ini ndiri wake” (16)

    • 3

      • Musikana (1-5)

        • “Usiku, ndakatsvaga mudiwa wangu” (1)

  • MUSHURAMI MUJERUSAREMA (3:6–8:4)

    • 3

      • Vanasikana veZiyoni (6-11)

        • Kurondedzerwa kwevanhu vanofamba naSoromoni

    • 4

      • Mufudzi (1-5)

        • “Wakanaka, mudiwa wangu” (1)

      • Musikana (6)

      • Mufudzi (7-16a)

        • ‘Wanditora mwoyo, mwenga wangu’ (9)

      • Musikana (16b)

    • 5

      • Mufudzi (1a)

      • Vakadzi veJerusarema (1b)

        • ‘Dhakwai nekuratidzana rudo!’

      • Musikana (2-8)

        • Anorondedzera hope dzake

      • Vanasikana veJerusarema (9)

        • ‘Mudiwa wako anopfuura vamwe pakudii?’

      • Musikana (10-16)

        • “Anopfuura vane zviuru gumi” (10)

    • 6

      • Vanasikana veJerusarema (1)

      • Musikana (2, 3)

        • “Ini ndiri wemudiwa wangu, uye mudiwa wangu ndewangu” (3)

      • Mambo (4-10)

        • “Wakanaka seTiza” (4)

        • Anotaura mashoko evakadzi (10)

      • Musikana (11, 12)

      • Mambo (nevamwe) (13a)

      • Musikana (13b)

      • Mambo (nevamwe) (13c)

    • 7

      • Mambo (1-9a)

        • “Unofadza, iwe musikana anodiwa” (6)

      • Musikana (9b-13)

        • “Ndiri wemudiwa wangu, uye iye anondirwarira” (10)

    • 8

      • Musikana (1-4)

        • “Kudai wakanga wakaita sehanzvadzi yangu” (1)

  • MUSHURAMI ANODZOKERA, ANORATIDZA KUTI AKAVIMBIKA (8:5-14)

    • 8

      • Hanzvadzi dzemusikana (5a)

        • ‘Ndiani uyo akazembera mudiwa wake?’

      • Musikana (5b-7)

        • “Rudo rune simba serufu” (6)

      • Hanzvadzi dzemusikana (8, 9)

        • ‘Kana ari rusvingo, . . . asi kana ari suo, . . . ’ (9)

      • Musikana (10-12)

        • “Ndiri rusvingo” (10)

      • Mufudzi (13)

        • ‘Regai ndinzwe inzwi rako’

      • Musikana (14)

        • ‘Mhanya semhara’