Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mashoko Akanaka Akanyorwa naRuka

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Mashoko kuna Tiyofiro (1-4)

    • Gabrieri anotaura nezvekuberekwa kwaJohani Mubhabhatidzi (5-25)

    • Gabrieri anotaura nezvekuberekwa kwaJesu (26-38)

    • Mariya anoshanyira Erizabheti (39-45)

    • Mariya anorumbidza Jehovha (46-56)

    • Johani anoberekwa uye anotumidzwa zita (57-66)

    • Uprofita hwaZekariya (67-80)

  • 2

    • Kuberekwa kwaJesu (1-7)

    • Ngirozi dzinozviratidza kuvafudzi (8-20)

    • Kuchecheudzwa uye kunatswa (21-24)

    • Simiyoni anoona Kristu (25-35)

    • Ana anotaura nezvemwana wacho (36-38)

    • Vanodzokera kuNazareta (39, 40)

    • Jesu ari patemberi aine makore 12 (41-52)

  • 3

    • Panotangira basa raJohani (1, 2)

    • Johani anoparidza nezverubhabhatidzo (3-20)

    • Kubhabhatidzwa kwaJesu (21, 22)

    • Dzinza raJesu Kristu (23-38)

  • 4

    • Dhiyabhorosi anoedza Jesu (1-13)

    • Jesu anotanga kuparidza muGarireya (14, 15)

    • Jesu anorambwa muNazareta (16-30)

    • Musinagogi kuKapenaume (31-37)

    • Amai vemudzimai waSimoni nevamwe vanhu vanoporeswa (38-41)

    • Vanhu vakawanda vanowana Jesu ari kwake ega (42-44)

  • 5

    • Chishamiso chekubata hove; vadzidzi vekutanga (1-11)

    • Munhu ane maperembudzi anoporeswa (12-16)

    • Jesu anoporesa munhu akaoma mutezo (17-26)

    • Jesu anoshevedza Revhi (27-32)

    • Mubvunzo pamusoro pekutsanya (33-39)

  • 6

    • Jesu, “Ishe weSabata” (1-5)

    • Murume ane ruoko rwakakokonyara anoporeswa (6-11)

    • Vaapostora 12 (12-16)

    • Jesu anodzidzisa uye anoporesa (17-19)

    • Mufaro uye nhamo (20-26)

    • Kuda vavengi (27-36)

    • Regai kutonga (37-42)

    • Muti unozivikanwa nemichero yawo (43-45)

    • Imba yakavakwa zvakanaka; imba isina faundesheni yakasimba (46-49)

  • 7

    • Kutenda kwemukuru weuto (1-10)

    • Jesu anomutsa mwanakomana wechirikadzi kuNaini (11-17)

    • Johani Mubhabhatidzi anorumbidzwa (18-30)

    • Chizvarwa chisingateereri chinotsiurwa (31-35)

    • Mukadzi ane zvivi anoregererwa (36-50)

      • Mufananidzo wevanhu vaiva nechikwereti (41-43)

  • 8

    • Vakadzi vaifamba naJesu (1-3)

    • Mufananidzo wemudyari (4-8)

    • Chaiita kuti Jesu ashandise mifananidzo (9, 10)

    • Mufananidzo wemudyari unotsanangurwa (11-15)

    • Rambi harifaniri kufukidzwa (16-18)

    • Amai vaJesu nevanin’ina vake (19-21)

    • Jesu anodzikamisa dutu (22-25)

    • Jesu anodzingira madhimoni munguruve (26-39)

    • Mwanasikana waJairosi; mukadzi anobata nguo yaJesu yekunze (40-56)

  • 9

    • Vane Gumi Nevaviri vanorayiridzwa nezveushumiri (1-6)

    • Herodhi anonetseka nezvaJesu (7-9)

    • Jesu anopa vanhu 5 000 zvekudya (10-17)

    • Petro anotaura kuti Jesu ndiye Kristu (18-20)

    • Jesu anotaura nezverufu rwake (21, 22)

    • Kuva mudzidzi wechokwadi (23-27)

    • Kushanduka kwaJesu (28-36)

    • Mukomana akagarwa nedhimoni anoporeswa (37-43a)

    • Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (43b-45)

    • Vadzidzi vanoitisana nharo dzekuti ndiani mukuru (46-48)

    • Wese asingapesani nesu ari kurutivi rwedu (49, 50)

    • Vanhu vemuSamariya vanoramba Jesu (51-56)

    • Nzira yekutevera nayo Jesu (57-62)

  • 10

    • Jesu anotuma vanhu 70 (1-12)

    • Ane nhamo maguta asingapfidzi zvivi zvawo (13-16)

    • Vanhu 70 vanodzoka (17-20)

    • Jesu anorumbidza Baba vake nekuti vanoda vanozvininipisa (21-24)

    • Mufananidzo wemuSamariya akanaka (25-37)

    • Jesu anoshanyira Marita naMariya (38-42)

  • 11

    • Manyengeterero (1-13)

      • Munyengetero wemuenzaniso (2-4)

    • Madhimoni anodzingwa nemunwe waMwari (14-23)

    • Mweya usina kuchena unodzoka (24-26)

    • Mufaro wechokwadi (27, 28)

    • Chiratidzo chaJona (29-32)

    • Rambi remuviri (33-36)

    • Vane nhamo vanyengeri vezvitendero (37-54)

  • 12

    • Mbiriso yevaFarisi (1-3)

    • Ityai Mwari, kwete vanhu (4-7)

    • Anobvuma kuti anoziva Kristu (8-12)

    • Mufananidzo wemupfumi akapusa (13-21)

    • Regai kuzvidya mwoyo (22-34)

      • Boka diki (32)

    • Kurinda (35-40)

    • Mutariri akatendeka uye mutariri asina kutendeka (41-48)

    • Kwete rugare, asi kupesana (49-53)

    • Munofanira kuongorora zviri kuitika (54-56)

    • Kutaurirana kana matadzirana (57-59)

  • 13

    • Mukasapfidza zvivi zvenyu muchaparadzwa (1-5)

    • Mufananidzo wemuonde usingabereki (6-9)

    • Mukadzi akaremara anoporeswa paSabata (10-17)

    • Mufananidzo wetsanga yemasitadhi uye wembiriso (18-21)

    • Zvinoda kushanda nesimba kuti upinde nepasuo rakamanikana (22-30)

    • Herodhi, “gava iroro” (31-33)

    • Jesu anochema Jerusarema (34, 35)

  • 14

    • Murume aiva nechirwere chekuzvimba muviri anoporeswa paSabata (1-6)

    • Kana wakokwa zvininipise (7-11)

    • Koka vaya vasina chekukubhadhara nacho (12-14)

    • Mufananidzo wevanhu vakakokwa vakapa tuzvikonzero (15-24)

    • Zvinoreva kuva mudzidzi (25-33)

    • Munyu unenge usisavaviri (34, 35)

  • 15

    • Mufananidzo wegwai rakarasika (1-7)

    • Mufananidzo wemukadzi akarasa mari (8-10)

    • Mufananidzo wemwanakomana akarasika (11-32)

  • 16

    • Mufananidzo wemutariri asina kururama (1-13)

      • “Munhu akatendeka pazvinhu zvidiki akatendekawo pazvinhu zvikuru” (10)

    • Mutemo uye Umambo hwaMwari (14-18)

    • Mufananidzo wemupfumi naRazaro (19-31)

  • 17

    • Zvinogumbura, kuregerera, uye kutenda (1-6)

    • Varanda pasina (7-10)

    • Vanhu gumi vane maperembudzi vanoporeswa (11-19)

    • Kuuya kweUmambo hwaMwari (20-37)

      • “Umambo hwaMwari huri pakati penyu” (21)

      • “Yeukai mudzimai waRoti” (32)

  • 18

    • Mufananidzo wechirikadzi inoramba ichikumbira kubatsirwa (1-8)

    • MuFarisi nemuteresi (9-14)

    • Jesu nevana (15-17)

    • Mubvunzo wemutongi akapfuma (18-30)

    • Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (31-34)

    • Bofu rinopemha rinotanga kuona (35-43)

  • 19

    • Jesu anoshanyira Zakeyo (1-10)

    • Mufananidzo wemamaina gumi (11-27)

    • Jesu anopinda muguta achiratidza kukunda (28-40)

    • Jesu anochema Jerusarema (41-44)

    • Jesu anochenesa temberi (45-48)

  • 20

    • Jesu anobvunzwa kuti akapiwa naani mvumo yezvaanoita (1-8)

    • Mufananidzo wevarimi vakaponda vanhu vaitumwa (9-19)

    • Mwari naKesari (20-26)

    • Mubvunzo pamusoro perumuko (27-40)

    • Kristu mwanakomana waDhavhidhi here? (41-44)

    • Kunyeverwa nezvevanyori (45-47)

  • 21

    • Tumari tuviri twechirikadzi murombo (1-4)

    • CHIRATIDZO CHEZVICHAUYA (5-36)

      • Hondo, kudengenyeka kwenyika kukuru, matenda, nzara (10, 11)

      • Jerusarema richakombwa nemauto (20)

      • Nguva yemamwe marudzi (24)

      • Kuuya kweMwanakomana wemunhu (27)

      • Mufananidzo wemuonde (29-33)

      • Rambai makamuka (34-36)

    • Jesu anodzidzisa mutemberi (37, 38)

  • 22

    • Vapristi vanorangana kuuraya Jesu (1-6)

    • Kugadzirira Paseka yekupedzisira (7-13)

    • Kudya kwaShe Kwemanheru kunotangwa (14-20)

    • ‘Mutengesi wangu aneni patafura’ (21-23)

    • Nharo dzakaomarara dzekuti ndiani mukuru (24-27)

    • Sungano yaJesu yeumambo (28-30)

    • Petro anoudzwa kuti acharamba Jesu (31-34)

    • Kukosha kwekugadzirira; mapakatwa maviri (35-38)

    • Munyengetero waJesu muGomo reMiorivhi (39-46)

    • Jesu anosungwa (47-53)

    • Petro anoramba Jesu (54-62)

    • Jesu anosekwa (63-65)

    • Anotongwa neSanihedrini (66-71)

  • 23

    • Jesu anomiswa pamberi paPirato naHerodhi (1-25)

    • Jesu nemakororo maviri vanorovererwa (26-43)

      • “Uchava neni muParadhiso” (43)

    • Kufa kwaJesu (44-49)

    • Kuvigwa kwaJesu (50-56)

  • 24

    • Jesu anomutswa (1-12)

    • Vari mumugwagwa vachienda kuEmausi (13-35)

    • Jesu anozviratidza kuvadzidzi (36-49)

    • Jesu anokwira kudenga (50-53)