Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raNehemiya

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Shoko rinobva kuJerusarema (1-3)

    • Munyengetero waNehemiya (4-11)

  • 2

    • Nehemiya anotumwa kuJerusarema (1-10)

    • Nehemiya anoongorora masvingo eguta (11-20)

  • 3

    • Kuvakazve masvingo (1-32)

  • 4

    • Basa rinoenderera mberi pasinei nekupikiswa (1-14)

    • Kuvaka kunoenderera mberi, vashandi vaine zvombo (15-23)

  • 5

    • Nehemiya anomisa kubiridzira (1-13)

    • Nehemiya haana kuremedza vanhu (14-19)

  • 6

    • Basa rekuvakazve rinoramba richipikiswa (1-14)

    • Rusvingo runopera mumazuva 52 (15-19)

  • 7

    • Magedhi eguta nevachengeti vemagedhi (1-4)

    • Vanhu vakadzoka kubva kuutapwa (5-69)

      • Vashandi vepatemberi (46-56)

      • Vanakomana vevashandi vaSoromoni (57-60)

    • Mipiro yekutsigira basa (70-73)

  • 8

    • Mutemo unoverengwa uye unotsanangurirwa vanhu (1-12)

    • Mutambo Wematumba unochengetwa (13-18)

  • 9

    • Vanhu vanoreurura chivi chavo (1-38)

      • Jehovha, Mwari anokanganwira (17)

  • 10

    • Vanhu vanobvuma kutevedzera Mutemo (1-39)

      • “Hatisi kuzoregeredza imba yaMwari wedu” (39)

  • 11

    • Vanhu vanouyazve muJerusarema (1-36)

  • 12

    • Vapristi nevaRevhi (1-26)

    • Kukumikidzwa kwerusvingo (27-43)

    • Kutsigira basa repatemberi (44-47)

  • 13

    • Nehemiya anoenderera mberi nekugadzirisa zvinhu (1-31)

      • Chegumi chinofanira kupiwa (10-13)

      • Sabata harifaniri kusvibiswa (15-22)

      • Kuroorerana nemamwe marudzi kunorambwa (23-28)