Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raMariro

Zvitsauko

1 2 3 4 5

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Jerusarema rinofananidzwa nechirikadzi

      • Ragara pasi uye rasiyiwa riri rega (1)

      • Zvivi zvikuru zveZiyoni (8, 9)

      • Ziyoni rinorambwa naMwari (12-15)

      • Ziyoni harina munyaradzi (17)

  • 2

    • Jehovha anotsamwira Jerusarema

      • Hapana kunzwirwa tsitsi (2)

      • Jehovha aita semuvengi kwariri (5)

      • Kuchema Ziyoni (11-13)

      • Vanhu vanopfuura vachishora guta raimbova nerunako (15)

      • Vavengi vanofarira kuparara kweZiyoni (17)

  • 3

    • Jeremiya anotaura zviri pamwoyo pake uye zvaanotarisira

      • “Ndichamirira” (21)

      • Tsitsi dzaMwari itsva mangwanani ega ega (22, 23)

      • Mwari akanaka kune vaya vanotarisira kwaari (25)

      • Zvakanaka kuti vadiki vatakure joko (27)

      • Mwari anozvivharidzira negore kuti pasava neanouya kwaari (43, 44)

  • 4

    • Kutambura pamusana pekukombwa kweJerusarema

      • Nzara (4, 5, 9)

      • Vakadzi vanobika vana vavo (10)

      • Jehovha adurura kutsamwa kwake kukuru (11)

  • 5

    • Vanhu vanonyengeterera kudzoswa

      • “Yeukai zvakatiwira” (1)

      • ‘Tine nhamo; takatadza’ (16)

      • “Haiwa Jehovha, tidzosei kwamuri” (21)

      • “Itai kuti mazuva edu ave matsva” (21)