Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raJoeri

Zvitsauko

1 2 3

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Dambudziko rakakura remhashu (1-14)

    • “Zuva raJehovha rava pedyo” (15-20)

      • Muprofita wacho anochema kuna Jehovha (19, 20)

  • 2

    • Zuva raJehovha uye uto rake guru (1-11)

    • Vanhu vanoudzwa kuti vadzoke kuna Jehovha (12-17)

      • “Bvarurai mwoyo yenyu” (13)

    • Jehovha anopindura vanhu vake (18-32)

      • “Ndichadurura mweya wangu” (28)

      • Zvishamiso kudenga nepanyika (30)

      • Vaya vanodana zita raJehovha vachaponeswa (32)

  • 3

    • Jehovha anotonga marudzi ese (1-17)

      • Bani raJehoshafati (2, 12)

      • Bani rekutongwa (14)

      • Jehovha ndiye rusvingo rwevaIsraeri (16)

    • Jehovha anokomborera vanhu vake (18-21)