Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raHabhakuki

Zvitsauko

1 2 3

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Muprofita anochemera kubatsirwa (1-4)

      • ‘Kusvikira riini Jehovha?’ (2)

      • “Nei muchingosiya udzvinyiriri huripo?” (3)

    • Mwari acharanga achishandisa vaKadheya (5-11)

    • Muprofita anoteterera Jehovha (12-17)

      • ‘Mwari wangu, hamufi’ (12)

      • ‘Makachena zvekuti hamungaoni zvakaipa’ (13)

  • 2

    • ‘Ndicharamba ndakarinda kuti ndinzwe zvaanotaura’ (1)

    • Jehovha anopindura muprofita wacho (2-20)

      • ‘Ramba wakamirira chiratidzo chacho’ (3)

      • Vanhu vakarurama vachararama nekutendeka (4)

      • Matambudziko mashanu kuvaKadheya (6-20)

        • Nyika ichazara nekuziva Jehovha (14)

  • 3

    • Muprofita wacho anonyengetera kuna Jehovha kuti aratidze simba rake (1-19)

      • Mwari achaponesa vanhu vake vakazodzwa (13)

      • Kupembera nemufaro muna Jehovha pasinei nekuoma kwezvinhu (17, 18)