Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raDhanieri

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Jerusarema rinokombwa nevaBhabhironi (1, 2)

    • Kudzidziswa kwenhapwa dzechidiki dzeimba yeumambo (3-5)

    • Kutenda kwevaHebheru vana kunoedzwa (6-21)

  • 2

    • Mambo Nebhukadhinezari anorota hope dzinomunetsa (1-4)

    • Varume vese vakachenjera vanotadza kududzira hope dzacho (5-13)

    • Dhanieri anokumbira kubatsirwa naMwari (14-18)

    • Mwari anorumbidzwa nekuzivisa zvakavanzika (19-23)

    • Dhanieri anoudza mambo hope dzacho (24-35)

    • Kududzirwa kwehope dzacho (36-45)

      • Dombo rinomiririra umambo rinopwanya chifananidzo (44, 45)

    • Dhanieri anokudzwa namambo (46-49)

  • 3

    • Chifananidzo chegoridhe chaMambo Nebhukadhinezari (1-7)

      • Anorayira kuti chifananidzo chacho chinamatwe (4-6)

    • VaHebheru vatatu vanopiwa mhosva yekuramba kuteerera (8-18)

      • “Hatisi kuzoshumira vanamwari venyu” (18)

    • Kukandwa muchoto chemoto (19-23)

    • Chishamiso chekununurwa mumoto (24-27)

    • Mambo anorumbidza Mwari wevaHebheru (28-30)

  • 4

    • Mambo Nebhukadhinezari anobvuma kuti Mwari ndiMambo (1-3)

    • Hope dzamambo dzemuti (4-18)

      • Nguva nomwe dzichapfuura chigutsa chacho chakadaro (16)

      • Mwari ndiye Mutongi wevanhu (17)

    • Dhanieri anodudzira hope dzacho (19-27)

    • Hope dzacho dzinotanga kuzadziswa pana mambo (28-36)

      • Mambo anorasika pfungwa kwenguva nomwe (32, 33)

    • Mambo anorumbidza Mwari wedenga (37)

  • 5

    • Mabiko aMambo Bheshazari (1-4)

    • Pamadziro panonyorwa (5-12)

    • Dhanieri anonzi adudzire mashoko acho (13-25)

    • Kududzirwa kwacho: Bhabhironi richakundwa (26-31)

  • 6

    • Vakuru vakuru vePezhiya vanorukira Dhanieri zano (1-9)

    • Dhanieri anoramba achinyengetera (10-15)

    • Dhanieri anokandwa mugomba reshumba (16-24)

    • Mambo Dhariyasi anokudza Mwari waDhanieri (25-28)

  • 7

    • Chiratidzo chemhuka ina (1-8)

      • Kubuda kwenyanga diki inozvikudza (8)

    • Wemazuva Mazhinji anotungamirira dare (9-14)

      • Mwanakomana wemunhu anopiwa umambo (13, 14)

    • Dhanieri anoziviswa kududzirwa kwehope (15-28)

      • Mhuka ina dzinomiririra madzimambo mana (17)

      • Vatsvene vachagamuchira umambo (18)

      • Pachamuka nyanga gumi kana kuti madzimambo (24)

  • 8

    • Chiratidzo chegondohwe nenhongo (1-14)

      • Nyanga diki inozvikwidziridza (9-12)

      • Kusvikira papera manheru nemangwanani 2 300 (14)

    • Gabrieri anodudzira chiratidzo chacho (15-27)

      • Kududzirwa kwegondohwe nenhongo (20, 21)

      • Mambo anotyisa kutarisa anomuka (23-25)

  • 9

    • Munyengetero waDhanieri wekureurura (1-19)

      • Makore 70 ekuva dongo (2)

    • Gabrieri anouya kuna Dhanieri (20-23)

    • Makore 70 euprofita (24-27)

      • Mesiya achauya papera mavhiki 69 (25)

      • Mesiya achaurayiwa (26)

      • Guta nenzvimbo tsvene zvichaparadzwa (26)

  • 10

    • Dhanieri anoshanyirwa nemutumwa waMwari (1-21)

      • Mikaeri anobatsira ngirozi (13)

  • 11

    • Madzimambo ePezhiya neGirisi (1-4)

    • Madzimambo ekumaodzanyemba neekuchamhembe (5-45)

      • Pachamuka mudzvinyiriri (20)

      • Mutungamiriri wesungano achaputswa (22)

      • Mwari wenhare anokudzwa (38)

      • Kusundidzirana kwamambo wekumaodzanyemba namambo wekuchamhembe (40)

      • Mashoko anovhiringidza achabva kumabvazuva nekuchamhembe (44)

  • 12

    • ‘Nguva yekuguma’ uye painenge yapfuura (1-13)

      • Mikaeri achasimuka (1)

      • Vane njere vachapenya (3)

      • Zivo yechokwadi ichawanda (4)

      • Dhanieri achamukira mugove wake (13)