Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raAmosi

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6 7 8 9

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Amosi anopiwa mashoko naJehovha (1, 2)

    • Kutongwa nemhaka yekupanduka kakawanda (3-15)

  • 2

    • Kutongwa nemhaka yekupanduka kakawanda (1-16)

  • 3

    • Kuzivisa mitongo yaMwari (1-8)

      • Mwari anozivisa zvakavanzika zvake (7)

    • Kutongwa kweSamariya (9-15)

  • 4

    • Shoko kumhou dzekuBhashani (1-3)

    • Jehovha anotsvinyira vaIsraeri nekunamata kwavo kwenhema (4, 5)

    • VaIsraeri vanorangwa asi havateereri (6-13)

      • “Gadzirira kusangana naMwari wako” (12)

      • ‘Mwari anoudza munhu pfungwa dzake’ (13)

  • 5

    • Israeri akaita semhandara yadonha (1-3)

    • Tsvagai Mwari, murambe muchirarama (4-17)

      • Vengai zvakaipa mude zvakanaka (15)

    • Zuva raJehovha richava nerima (18-27)

      • Zvibayiro zvevaIsraeri zvinorambwa (22)

  • 6

    • Vane nhamo vaya vasingatirimuki! (1-14)

      • Mibhedha yakagadzirwa nenyanga dzenzou; midziyo yewaini (4, 6)

  • 7

    • Zviratidzo zvekuti Israeri yava kuda kuparadzwa (1-9)

      • Mhashu (1-3), moto (4-6), tambo yekururamisa mudhuri (7-9)

    • Amosi anoudzwa kuti arege kuprofita (10-17)

  • 8

    • Chiratidzo chetswanda ine michero yemuzhizha (1-3)

    • Vadzvinyiriri vanotongwa (4-14)

      • Nzara yekushaya mashoko aMwari (11)

  • 9

    • Mitongo yaMwari haitiziki (1-10)

    • Dumba raDhavhidhi richamutswa (11-15)