Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku Rechipiri raSamueri

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Dhavhidhi anonzwa nezvekufa kwaSauro (1-16)

    • Dhavhidhi anoimba rwiyo rwekuchema Sauro naJonatani (17-27)

  • 2

    • Dhavhidhi, mambo weJudha (1-7)

    • Ishi-bhosheti, mambo weIsraeri (8-11)

    • Kurwisana kweimba yaDhavhidhi neimba yaSauro (12-32)

  • 3

    • Imba yaDhavhidhi inowedzera kuva nesimba (1)

    • Vanakomana vaDhavhidhi (2-5)

    • Abhineri anotanga kutsigira Dhavhidhi (6-21)

    • Joabhi anouraya Abhineri (22-30)

    • Dhavhidhi anochema Abhineri (31-39)

  • 4

    • Ishi-bhosheti anourayiwa (1-8)

    • Dhavhidhi anoita kuti mhondi dzacho dziurayiwe (9-12)

  • 5

    • Dhavhidhi anoitwa mambo wevaIsraeri vese (1-5)

    • Jerusarema rinotorwa (6-16)

      • Ziyoni, Guta raDhavhidhi (7)

    • Dhavhidhi anokunda vaFiristiya (17-25)

  • 6

    • Areka inounzwa kuJerusarema (1-23)

      • Uza anobata Areka uye anourayiwa (6-8)

      • Mikari anoshora Dhavhidhi (16, 20-23)

  • 7

    • Dhavhidhi haasi iye achavaka temberi (1-7)

    • Sungano yeumambo naDhavhidhi (8-17)

    • Munyengetero waDhavhidhi achitenda (18-29)

  • 8

    • Kukunda kwaDhavhidhi (1-14)

    • Umambo hwaDhavhidhi (15-18)

  • 9

    • Dhavhidhi anoratidza rudo rusingachinji kuna Mefibhosheti (1-13)

  • 10

    • Kukunda vaAmoni nevaSiriya (1-19)

  • 11

    • Dhavhidhi anoita upombwe naBhati-shebha (1-13)

    • Dhavhidhi anoronga kuti Uriya aurayiwe (14-25)

    • Dhavhidhi anotora Bhati-shebha kuti ave mudzimai wake (26, 27)

  • 12

    • Natani anotsiura Dhavhidhi (1-15a)

    • Mwanakomana waBhati-shebha anofa (15b-23)

    • Bhati-shebha anobereka Soromoni (24, 25)

    • Guta revaAmoni rinonzi Rabha rinotorwa (26-31)

  • 13

    • Amnoni anobata Tamari chibharo (1-22)

    • Absaromu anouraya Amnoni (23-33)

    • Absaromu anotizira kuGeshuri (34-39)

  • 14

    • Joabhi nemukadzi wekuTekoa (1-17)

    • Dhavhidhi anoziva zvakanga zvarongwa naJoabhi (18-20)

    • Absaromu anobvumirwa kudzoka (21-33)

  • 15

    • Absaromu anoruka zano uye anopanduka (1-12)

    • Dhavhidhi anotiza muJerusarema (13-30)

    • Ahitoferi anobatana naAbsaromu (31)

    • Hushai anotumwa kunovhiringidza mazano aAhitoferi (32-37)

  • 16

    • Zibha anochera Mefibhosheti (1-4)

    • Shimei anotuka Dhavhidhi (5-14)

    • Absaromu anogamuchira Hushai (15-19)

    • Zano raAhitoferi (20-23)

  • 17

    • Hushai anovhiringidza zano raAhitoferi (1-14)

    • Dhavhidhi anonyeverwa; anotiza Absaromu (15-29)

      • Bhazirai nevamwe vanouya nezvinhu zvekushandisa (27-29)

  • 18

    • Absaromu anokundwa uye anofa (1-18)

    • Dhavhidhi anoudzwa nezvekufa kwaAbsaromu (19-33)

  • 19

    • Dhavhidhi anochema Absaromu (1-4)

    • Joabhi anotsiura Dhavhidhi (5-8a)

    • Dhavhidhi anodzokera kuJerusarema (8b-15)

    • Shimei anokumbira ruregerero (16-23)

    • Mefibhosheti anoonekwa kuti haana mhosva (24-30)

    • Bhazirai anokudzwa (31-40)

    • Madzinza anotadza kuwirirana (41-43)

  • 20

    • Kupanduka kwaShebha; Joabhi anouraya Amasa (1-13)

    • Shebha anoteverwa uye anodimburwa musoro (14-22)

    • Umambo hwaDhavhidhi (23-26)

  • 21

    • Mhosva yeimba yaSauro kuvaGibhiyoni inotsiviwa (1-14)

    • Hondo nevaFiristiya (15-22)

  • 22

    • Dhavhidhi anorumbidza Mwari nekumununura kwaakaita (1-51)

      • “Jehovha ndiye ibwe rangu” (2)

      • Jehovha akavimbika kune vakavimbika (26)

  • 23

    • Mashoko ekupedzisira aDhavhidhi (1-7)

    • Zvakaitwa nevarwi vaDhavhidhi vaiva nesimba (8-39)

  • 24

    • Chivi chaDhavhidhi chekuverenga vanhu (1-14)

    • Denda rinouraya vanhu 70 000 (15-17)

    • Dhavhidhi anovaka atari (18-25)

      • Hapana zvibayiro zvinopiwa pasina mutengo (24)