Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku Rechipiri reMadzimambo

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Eriya anoprofita nezvekufa kwaAhaziya (1-18)

  • 2

    • Eriya anotakurwa mudutu (1-18)

      • Erisha anotora nguo yebasa yaEriya (13, 14)

    • Erisha anonatsa mvura yeJeriko (19-22)

    • Mabheya anouraya vana vadiki kuBheteri (23-25)

  • 3

    • Jehoramu, mambo weIsraeri (1-3)

    • Moabhi inopandukira Israeri (4-25)

    • Moabhi inokundwa (26, 27)

  • 4

    • Erisha anoita kuti mafuta echirikadzi awande (1-7)

    • Mukadzi wekuShunemi anogamuchira vaeni zvakanaka (8-16)

    • Mukadzi anopiwa mwanakomana; mwana wacho anofa (17-31)

    • Erisha anomutsa mwana anga afa (32-37)

    • Erisha anoita kuti zvekudya zvidyike (38-41)

    • Erisha anoita kuti zvingwa zviwande (42-44)

  • 5

    • Naamani anorapwa maperembudzi naErisha (1-19)

    • Gehazi ane makaro anorohwa nemaperembudzi (20-27)

  • 6

    • Erisha anoita kuti demo riyangarare (1-7)

    • Erisha nevaSiriya (8-23)

      • Maziso emushandi waErisha anosvinudzwa (16, 17)

      • VaSiriya vanopofumadzwa pfungwa (18, 19)

    • Samariya inokombwa; muguta racho munoita nzara (24-33)

  • 7

    • Erisha anoprofita nezvekupera kwenzara (1, 2)

    • Zvekudya zvinowanikwa mumusasa wasiyiwa nevaSiriya (3-15)

    • Uprofita hwaErisha hunozadziswa (16-20)

  • 8

    • Mukadzi wekuShunemi anodzorerwa munda wake (1-6)

    • Erisha, Bheni-hadhadhi, naHazaeri (7-15)

    • Jehoramu, mambo weJudha (16-24)

    • Ahaziya, mambo weJudha (25-29)

  • 9

    • Jehu anozodzwa kuva mambo weIsraeri (1-13)

    • Jehu anouraya Jehoramu naAhaziya (14-29)

    • Jezebheri anourayiwa; anodyiwa nembwa (30-37)

  • 10

    • Jehu anouraya vanhu veimba yaAhabhi (1-17)

      • Jehonadhabhi anobatana naJehu (15-17)

    • Vanamati vaBhaari vanourayiwa naJehu (18-27)

    • Pfupiso yekutonga kwaJehu (28-36)

  • 11

    • Atariya anobvuta chigaro (1-3)

    • Jehoashi anoitwa mambo pachivande (4-12)

    • Atariya anourayiwa (13-16)

    • Jehoyadha anogadzirisa zvinhu (17-21)

  • 12

    • Jehoashi, mambo weJudha (1-3)

    • Jehoashi anogadziridza temberi (4-16)

    • Siriya inouya kuzorwisa (17, 18)

    • Jehoashi anourayiwa (19-21)

  • 13

    • Jehoahazi, mambo weIsraeri (1-9)

    • Jehoashi, mambo weIsraeri (10-13)

    • Erisha anoedza Jehoashi kuti aone kuzvipira kwake (14-19)

    • Kufa kwaErisha; mapfupa ake anomutsa munhu (20, 21)

    • Uprofita hwaErisha hwekupedzisira hunozadziswa (22-25)

  • 14

    • Amaziya, mambo weJudha (1-6)

    • Hondo nevaEdhomu uye nevaIsraeri (7-14)

    • Kufa kwaJehoashi weIsraeri (15, 16)

    • Kufa kwaAmaziya (17-22)

    • Jerobhoamu Wechipiri, mambo weIsraeri (23-29)

  • 15

    • Azariya, mambo weJudha (1-7)

    • Madzimambo eIsraeri ekupedzisira: Zekariya (8-12), Sharumu (13-16), Menahemu (17-22), Pekahiya (23-26), Peka (27-31)

    • Jotamu, mambo weJudha (32-38)

  • 16

    • Ahazi, mambo weJudha (1-6)

    • Ahazi anotenga vaAsiriya (7-9)

    • Ahazi anogadzira atari yakafanana neyevahedheni (10-18)

    • Kufa kwaAhazi (19, 20)

  • 17

    • Hoshea, mambo weIsraeri (1-4)

    • VaIsraeri vanokundwa (5, 6)

    • VaIsraeri vanotapwa nekuti vakasiya Mwari (7-23)

    • Vekune dzimwe nyika vanounzwa mumaguta eSamariya (24-26)

    • Kunamata kwevaSamariya kwakavhengana (27-41)

  • 18

    • Hezekiya, mambo weJudha (1-8)

    • Kudzokororwa kwenyaya yekukundwa kwevaIsraeri (9-12)

    • Saniheribhi anopinda muJudha nechisimba (13-18)

    • MuRabhisheki anoshora Jehovha (19-37)

  • 19

    • Hezekiya anotsvaga kubatsirwa naMwari achishandisa Isaya (1-7)

    • Saniheribhi anotyisidzira Jerusarema (8-13)

    • Munyengetero waHezekiya (14-19)

    • Isaya anozivisa mhinduro yaMwari (20-34)

    • Ngirozi inouraya vaAsiriya 185 000 (35-37)

  • 20

    • Kurwara kwaHezekiya uye kupora kwake (1-11)

    • Nhume dzakabva kuBhabhironi (12-19)

    • Kufa kwaHezekiya (20, 21)

  • 21

    • Manase, mambo weJudha; kudeura ropa kwaakaita (1-18)

      • Jerusarema richaparadzwa (12-15)

    • Amone, mambo weJudha (19-26)

  • 22

    • Josiya, mambo weJudha (1, 2)

    • Mirayiridzo yekugadziridza temberi (3-7)

    • Bhuku reMutemo rinowanikwa (8-13)

    • Uprofita hwaHuridha hwedambudziko (14-20)

  • 23

    • Josiya anogadzirisa zvinhu (1-20)

    • Paseka inochengetwa (21-23)

    • Zvimwe zvinogadziriswa naJosiya (24-27)

    • Kufa kwaJosiya (28-30)

    • Jehoahazi, mambo weJudha (31-33)

    • Jehoyakimu, mambo weJudha (34-37)

  • 24

    • Kupanduka kwaJehoyakimu uye kufa kwake (1-7)

    • Jehoyakini, mambo weJudha (8, 9)

    • Vanhu vekutanga kuendeswa kuBhabhironi (10-17)

    • Zedhekiya, mambo weJudha; kupanduka kwake (18-20)

  • 25

    • Nebhukadhinezari anokomba Jerusarema (1-7)

    • Jerusarema netemberi yaro zvinoparadzwa; vamwe vanhu vanoendeswa kuBhabhironi (8-21)

    • Gedhariya anoitwa gavhuna (22-24)

    • Gedhariya anourayiwa; vanhu vanotizira kuIjipiti (25, 26)

    • Jehoyakini anosunungurwa kuBhabhironi (27-30)