Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Tsamba Yekutanga kuvaTesaronika

Zvitsauko

1 2 3 4 5

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Kwaziso (1)

    • Kuonga kutenda kwevaTesaronika (2-10)

  • 2

    • Ushumiri hwaPauro muTesaronika (1-12)

    • VaTesaronika vanogamuchira shoko raMwari (13-16)

    • Pauro anoshuva kuona vaTesaronika (17-20)

  • 3

    • Kumirira kwakaita Pauro ari muAtene achinetseka (1-5)

    • Mashoko anonyaradza anouya naTimoti (6-10)

    • Kunyengeterera vaTesaronika (11-13)

  • 4

    • Yambiro pamusoro peupombwe (1-8)

    • Wedzerai kudanana (9-12)

      • ‘Siyanai nenyaya dzisinei nemi’ (11)

    • Vaya vakafa muna Kristu ndivo vachatanga kumuka (13-18)

  • 5

    • Kuuya kwezuva raJehovha (1-5)

      • “Kwava nerunyararo uye hapana chichatiwana!” (3)

    • Rambai makamuka, pfungwa dzenyu ngadzinyatsoshanda (6-11)

    • Kurudziro (12-24)

    • Kwaziso yekupedzisira (25-28)