Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Tsamba Yekutanga Kuna Timoti

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Kwaziso (1, 2)

    • Kuyambirwa nezvevadzidzisi venhema (3-11)

    • Pauro anoratidzwa nyasha (12-16)

    • Mambo asingagumi (17)

    • ‘Irwa hondo yakanaka’ (18-20)

  • 2

    • Kunyengeterera vanhu vakasiyana-siyana (1-7)

      • Mwari mumwe chete, murevereri mumwe chete (5)

      • Rudzikinuro runoenzanirana nevanhu vese (6)

    • Kurayirwa kwevarume nevakadzi (8-15)

      • Kupfeka zvinoratidza kuva nemwero (9, 10)

  • 3

    • Zvinotarisirwa kuti munhu akodzere kuva mutariri (1-7)

    • Zvinotarisirwa kuti munhu akodzere kuva mushumiri weungano (8-13)

    • Chakavanzika chitsvene chekuzvipira kuna Mwari (14-16)

  • 4

    • Kuyambirwa nezvedzidziso dzemadhimoni (1-5)

    • Kuva mushumiri waKristu akanaka (6-10)

      • Kusimbisa muviri kuchienzaniswa nekuzvipira kuna Mwari (8)

    • Chenjerera madzidzisiro ako (11-16)

  • 5

    • Kubata zvakanaka vakuru nevadiki (1, 2)

    • Kubatsira chirikadzi (3-16)

      • Kuriritira mhuri (8)

    • Kudzai vakuru vanoshanda nesimba (17-25)

      • ‘Waini shomanana nekuda kwemudumbu mako’ (23)

  • 6

    • Varanda vanofanira kukudza vanatenzi vavo (1, 2)

    • Vadzidzisi venhema uye kuda mari (3-10)

    • Kurayirwa kwemunhu waMwari (11-16)

    • Pfuma pamabasa akanaka (17-19)

    • Chengetedza zvakaiswa mumaoko ako (20, 21)