Enda pane zvauri kuda

Nhoroondo Dzekare Uye Bhaibheri

Bhaibheri rakasiyana nemamwe mabhuku pakuchengetedzwa kwarakaitwa, kushandurwa kwaro, uye kuwanikwa kwaro nevanhu vakawanda. Pane zvitsva zviri kuwanikwa zvinonyatsoratidza kuti zviri muBhaibheri ndezvechokwadi. Pasinei nekuti uri wechitendero chipi, uchaona kuti Bhaibheri rakasiyana nemamwe mabhuku.

NHARIREYOMURINDI

‘Uchachera Mhangura Mumakomo’

Zvichangobva kuwanikwa nevanochera matongo zvinoratidza kuti mhangura yaishandiswa munguva dzinotaurwa muBhaibheri.

NHARIREYOMURINDI

‘Uchachera Mhangura Mumakomo’

Zvichangobva kuwanikwa nevanochera matongo zvinoratidza kuti mhangura yaishandiswa munguva dzinotaurwa muBhaibheri.

Bhaibheri Harinyepi Parinotaura Nyaya Dzakaitika Kare

Mabhuku Nezvimwewo

Bhaibheri—Rinombotaura Nezvei?

Chii chinonyanya kutaurwa nezvacho muBhaibheri?