Enda pane zvauri kuda

Bhaibheri Harinyepi Parinotaura Nyaya Dzakaitika Kare

Nzvimbo dzemuBhaibheri

Zvinyorwa Zvekare Zvinoratidza Kwaigara Dzinza raManase

Zvimedu zvehari zvakawanikwa kuSamariya zvinoratidza kuti zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi.

Kuparara kweNinivhi

Asiriya payakanga yava umambo hune simba, muprofita waMwari akataura chimwe chinhu chaisatarisirwa kuti chaizoitika.

Waizviziva Here?—July 2015

Bhaibheri rinoti dzimwe nzvimbo dzaiva muNyika Yakapikirwa dzaiva nemasango. Ichocho chingava ichokwadi here kana tichitarisa kuparadzwa kwaitwa miti ikoko mazuva ano?

Waizviziva Here?—April 2013

Nei Ninivhi yekare yainzi “guta rokuteura ropa”? VaJudha vaiisirei karusvingo kanodzivirira pamatenga edzimba dzavo?

Vanhu vemuBhaibheri

Waizviziva Here?​—March 2020

Uchapupu hupi husiri muBhaibheri hunoratidza kuti vaIsraeri vaiva varanda muIjipiti?

Zita remuBhaibheri Pachirongo Chekare

Zvimedu zvechirongo chine makore 3 000 zvakafukunurwa muna 2012 zvakafadza vatsvakurudzi. Chii chainyanya kukosha pachirongo ichi?

Zvakawanikwa Paicherwa Matongo Zvinoratidza Kuti Mambo Dhavhidhi Akamborarama Zvechokwadi

Vamwe vanoti Dhavhidhi haana kumbobvira avako, dzingoriwo ngano. Chii chakawanikwa nevanochera matongo?

Waizviziva Here?—February 2020

Zvakawanikwa pakuchera matongo zvinoratidza sei kuti Bheshazari wekuBhabhironi akamborarama uye akambotonga saMambo?

Humwe Umboo Hwevanochera Matongo

Unogona kunge usingazive kuti Tatenai aiva ani, asi pane zvatinodzidza nezvake pane zvakawanikwa nevanochera matongo.

Johani Mubhabhatidzi Aivako Zvechokwadi Here?

Munyori wenhoroondo Josephus aiona Johani Mubhabhatidzi semunhu chaiye. Saka nesuo ndozvatinoita.

Jesu Aivako Zvechokwadi Here?

Vaongorori vemazuva ano uye vekare vanotiwo kudii nezvenyaya iyi?

Bhaibheri Rine Mashoko Akarurama Nezveupenyu hwaJesu Here?

Funga nezveumboo huri mumabhuku eEvhangeri uye muzvinyorwa zvokutanga-tanga.

Aiva Wemhuri yekwaKayafasi

Kuonekwa kwakaitwa bhokisi remapfupa aMiriam kunopa uchapupu hwokuti Bhaibheri rinotaura nezvevanhu chaivo vaibva kumhuri dzaitovapo.

Waizviziva Here?—November 2015

Nei Josefa akagera ndebvu asati aona Farao? Bhaibheri parinotaura kuti baba vaTimoti vaiva “muGiriki,” zvinoreva here kuti vaibva kuGirisi?

Waizviziva Here?—May 2015

Zvakawanikwa pakuchera matongo zvinotsigira zvinotaurwa neBhaibheri here? Shumba dzakapedzisira kuwanika riini muParestina?

Zviitiko zvemuBhaibheri

Nyaya yeMafashamo Emunguva yaNoa Yakaitika Zvechokwadi Here?

Bhaibheri rinoti Mwari akamboparadza vanhu vakaipa nemafashamo. Chii chinoratidza kuti zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi?

Mitauro Yedu Yakabva pa“Rusvingo rweBhabheri” Here?

Chii chinonzi Rusvingo rweBhabheri? Mitauro yevanhu yakabva kupi?

Waizviziva Here?—June 2022

VaRoma vaibvumira here kuti munhu wavainge vauraya padanda sezvavakaita Jesu avigwe zvakanaka?

Mufananidzo wekuEgypt Unotsigira Zvinotaurwa muBhaibheri

Verenga unzwe kuti mufananidzo wekuEgypt uri kuKarnak unotsigira sei zvinotaurwa neBhaibheri.

Zvinotaurwa neBhaibheri Nezveupenyu hwevaJudha kuBhabhironi Ndezvechokwadi Here?

Vaongorori vanobvumirana here nezvinotaurwa neBhaibheri nezvemararamiro aizenge achiita nhapwa dzechiJudha muBhabhironi?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi—November 2015

Uchapupu hupi huripo hwekuti guta rekare reJeriko harina kukombwa kwenguva yakareba kuti rizokundwa?

Waizviziva Here?​— October 2012

Pane uchapupu here hwokuti vaKristu vakatiza muJudhiya Jerusarema risati raparadzwa muna 70 C.E.? Ndivanaani vainzi “vanakomana vevaprofita”?

Mararamiro Aiita Vanhu vemuBhaibheri

Mhando Yengoro Yaishandiswa Nemukuru Mukuru wekuItiopiya

Mukuru mukuru wekuItiopiya aiva mungoro yakaita sei paakaonana naFiripi?

Kugadzirwa Kwaiitwa Zvidhinha Kare Kunoratidza Kuti Zvinotaurwa neBhaibheri Ndezvechokwadi

Zvidhinha zvakawanikwa mumatongo eBhabhironi uye nzira dzaishandiswa pakugadzira zvidhinha zvacho zvinoratidza sei kuti zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi?

Waizviziva Here?—June 2022

Vanhu vepanguva inotaurwa muBhaibheri vaiziva sei paitanga gore uye mwedzi?

Zvidhindo Zvekare Zvaiva Zvakaita Sei?

Nei zvidhindo zvekare zvaikosha uye madzimambo nevatongi vaizvishandisa sei?

‘Uchachera Mhangura Mumakomo’

Zvichangobva kuwanikwa nevanochera matongo zvinoratidza kuti mhangura yaishandiswa munguva dzinotaurwa muBhaibheri.

Zvokupoda-poda Munguva Dzinotaurwa muBhaibheri

Vakadzi vemunguva dzinotaurwa muBhaibheri vaishandisei pakupoda-poda?

Waizviziva Here?​—October 2017

Itsika ipi yaiitwa nevaJudha yakaita kuti Jesu ashore nyaya yekuita mhiko?

Waizviziva Here?​—Nharireyomurindi Nhamba 5 2017

Jesu aituka here paakafananidza vanhu vasiri vaJudha ‘neimbwa duku’?

Waizviziva Here?—June 2017

Nei Jesu akataura kuti vanhu vaitengesa mhuka mutemberi vaiva “makororo”?

Waizviziva Here?—October 2016

Umambo hweRoma hwaipa rusununguko rwakakura sei kuvatungamiriri vechiJudha vaiva muJudhiya panguva yevaKristu vekutanga? Uye ndezvechokwadi here kuti kare munhu aigona kutodyara masora mumunda wemumwe munhu?

Waizviziva Here?—December 2015

Ndizvo here kuti vaJudha vakauya kuJerusarema paPendekosti yemugore ra33 C.E. vaibva ‘kumarudzi ose evanhu vari pasi pedenga’?

Waizviziva Here?—March 2015

Kodzero yemuapostora Pauro yekuva chizvarwa cheRoma yakamubatsira sei? Vafudzi vaibhadharwa sei munguva inotaurwa muBhaibheri?

Waizviziva Here?—May 2014

Nei vaJudha vakakumbira kuti Pirato aite kuti Jesu atyorwe makumbo? Dhavhidhi akanyatsouraya Goriyati nechipfuramabwe here?

Waizviziva Here?—February 2014

Arosi yaishandiswa munguva dzinotaurwa muBhaibheri yaiva chii? Ndezvipi zvinopiwa zvaigamuchirwa patemberi muJerusarema?

Waizviziva Here?—January 2014

Mipiro yepatemberi yaiunganidzwa sei munguva yaJesu? Munyori weBhaibheri anonzi Ruka akanyora nhoroondo dzakarurama here?