Enda pane zvauri kuda

Jesu

Jesu Ndiani?

Jesu Aingovawo Zvake Munhu Akanaka Here?

Upenyu hwaJesu wekuNazareta hwakachinja upenyu hwevanhu vakawanda kudarika zvati zvamboitwa nemumwe munhu.

Jesu ndiMwari Wemasimbaose Here?

Jesu akati chii nezvechinzvimbo chake kana achienzaniswa naMwari?

Nei Jesu Achinzi Mwanakomana waMwari?

Kana Mwari asina kubereka Jesu semaberekero anoita vanhu, sei zvichinzi Jesu Mwanakomana waMwari?

Jesu Ndiye Mesiya Anotaurwa Muuprofita Here?

Kunogona kunge kuine vamwe vanaMesiya here?

Ndiani Anopesana naKristu?

Ari kuuya here, kana kuti atoripo?

Ndiani Kana Kuti Chii Chinonzi Shoko raMwari?

Sekushandiswa kwarinoitwa muBhaibheri, shoko racho rine zvimwewo zvarinoreva.

Ngirozi Huru Inonzi Mikaeri Ndiani?

Anozivikanwawo nerimwe zita, raungangodaro uchitoziva nezvaro.

Upenyu hwaJesu Panyika

Jesu Akaberekwa Riini?

Ona kuti sei Krisimasi ichipembererwa musi wa25 December.

Mhandara Mariya—Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvake?

Vamwe vanoti Mariya akanga asina chivi paakabereka Jesu. Bhaibheri rinotsigira here dzidziso iyoyo?

“Varume Vatatu Vakachenjera” Vaiva Vanaani? Vakatevera “Nyeredzi” yeBhetrehema Here?

Mashoko akawanda anoshandiswa panguva yeKrisimasi haawaniki muBhaibheri.

Nyanzvi Dzakadzidza Dzinobvuma Here Kuti Jesu Akamborarama?

Ona kuti vanobvuma here kuti Jesu akamborarama kana kuti kwete.

Bhaibheri Rine Mashoko Akarurama Nezveupenyu hwaJesu Here?

Funga nezveumboo huri mumabhuku eEvhangeri uye muzvinyorwa zvokutanga-tanga.

Jesu Aitaridzika Sei?

Bhaibheri rinogona kutibatsira kuziva kuti Jesu akanga akaita sei.

Jesu Aiva Akaroora Here? Aiva Nevakoma, Vanun’una Nehanzvadzi Here?

Sezvo Bhaibheri risina zvarinotaura nezvokuroora kana kusaroora kwaJesu, tingaziva sei chokwadi nezvenyaya iyi?

Nhoroondo Dzine Chokuita naJesu Dzakanyorwa Riini?

Pakatora nguva yakareba sei kubva pakafa Jesu kusvika pakanyorwa Evhangeri?

Kufa Uye Kumuka kwaJesu

Jesu Akafirei?

Kana rufu rwake ruchitibatsira, runonyatsotibatsira sei?

Jesu Akafira Pamuchinjikwa Here?

Vakawanda vanoti muchinjikwa ndicho chiratidzo chevaKristu. Tinofanira kuushandisa pakunamata here?

Jesu Akaputirwa Nejira Riri kuTurin Here Paakavigwa?

Zvinhu zvitatu izvi zvinotibatsira kuwana mhinduro nezvejira iri.

Paakamutswa, Jesu Aiva Nemuviri Wenyama Here?

Bhaibheri rinoti Jesu ‘akaitwa mupenyu mumudzimu,’ saka sei vadzidzi vake vaikwanisa kumuona nekumubata paakamutswa?

Basa raJesu Muchinangwa chaMwari

Jesu Anoponesa Sei?

Nei tichida kuti Jesu ateterere nekuda kwedu? Kutenda muna Jesu ndiko chete here kunoita kuti tiponeswe?

Kungotenda Muna Jesu Ndiko Kwega Kunodiwa Kuti Munhu Aponeswe Here?

Bhaibheri rinotaura nezvevanhu vaitenda muna Jesu asi vasingazoponeswi. Nemhaka yei?

Chibayiro chaJesu ‘Chinodzikinura Sei Vazhinji’?

Rudzikinuro runoita sei kuti tinunurwe pachivi?

Sei Uchifanira Kunyengetera Nomuzita raJesu?

Ona kuti kunyengetera nomuzita raJesu kunoratidza sei kuti munhu unokudza Baba, uye sei kuita izvozvo kuchiratidza kukudza Jesu.

Kuuya kwaKristu Kunorevei?

Achaonekwa paanodzoka here?