Enda pane zvauri kuda

Denga

Denga

Chii Chinonzi Denga?

Sekushandiswa kwarinoitwa muBhaibheri, shoko racho rine zvinhu zvitatu zvarinoreva.

Ndivanaani Vanoenda Kudenga?

Vakawanda vanofunga kuti vanhu vese vakanaka vachaenda kudenga. Bhaibheri rinombodzidzisei chaizvo?

Chii Chinonzi Jerusarema Idzva?

Kuziva guta iri kunokubatsirei?

Mwari Ane Nzvimbo Yaanogara Here?

Bhaibheri rinotii nezvekunogara Mwari? Jesu ndiko kwaanogara here?

Ngirozi

Chii Chinonzi Ngirozi?

Ngirozi dzakawanda sei? Dzine mazita uye unhu hwakasiyana here?

Ngirozi Huru Inonzi Mikaeri Ndiani?

Anozivikanwawo nerimwe zita, raungangodaro uchitoziva nezvaro.

Dhiyabhorosi Uye Madhimoni

Dhiyabhorosi Munhu Chaiye Here?

Dhiyabhorosi munhu chaiye here kana kuti uipi huri muvanhu?

Mwari Ndiye Akasika Dhiyabhorosi Here?

Satani akabva kupi? Ona kuti nemhaka yei Jesu akataura kuti Dhiyabhorosi “haana kumira zvakasimba muchokwadi.“

Dhiyabhorosi Ane Chitarisiko Chakaita Sei?

Kufananidzwa kwaanoitwa nedhiragoni kana kuti neshumba muBhaibheri kunoratidza zvakaita chitarisiko chake here?

Dhiyabhorosi Anogarepi?

Bhaibheri rinoti Dhiyabhorosi akadzingwa kudenga. Satani aripi iye zvino?

Dhiyabhorosi Anogona Kutsausa Vanhu Here?

Dhiyabhorosi anotsausa sei vanhu, uye ungaitei kuti usabatwa nemisungo yake?

Dhiyabhorosi Ndiye Honzeri Yokutambura Kwose Here?

Bhaibheri rinoratidza kuti chii chinoita kuti vanhu vatambure.

Madhimoni Ariko Here Zvechokwadi?

Chii chinonzi madhimoni? Akabvepi?

Ndivanaani Vainzi vaNefirimu?

Bhaibheri rinovati “vaiva vanhu vaiva nesimba, vekare, vaiva nomukurumbira.” Chii chatinoziva nezvavo?