Enda pane zvauri kuda

Kutambura

Nei Vanhu Vachitambura Kudai?

Kutambura Kwatiri Kuita Kunokonzerwa naMwari Here?

Munhu wose anogona kusangana nematambudziko kunyange vaya vanonamata Mwari. Nemhaka yei?

Dhiyabhorosi Ndiye Honzeri Yokutambura Kwose Here?

Bhaibheri rinoratidza kuti chii chinoita kuti vanhu vatambure.

Bhaibheri Rinotii Nezvenjodzi Dzinongoitika Dzega?

Ishamhu yaMwari here? Mwari anobatsira vanenge vawirwa nenjodzi here?

Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvezvirwere?

Vamwe vanoti Mwari ari kushandisa zvirwere kuti arange vanhu mazuva ano. Asi handizvo zvinodzidziswa neBhaibheri.

Sei Mwari Akasiya vaJudha Vachiurayiwa nevaNazi?

Vakawanda vanobvunza kuti sei Mwari achisiya vanhu vachitambura zvakanyanya kudaro iye aine rudo. Bhaibheri rinopa mhinduro dzinogutsa panyaya iyi!

Sei Pasi Rose Pasina Rugare?

Vanhu vakundikana kuita kuti pasi rose pave nerugare. Ona zvikonzero zvakasiyana-siyana.

Kutsungirira Matambudziko

Unogona Kuwana Mashoko Anonyaradza muBhaibheri

Mavhesi eBhaibheri akanyaradza akawanda vari kusangana nematambudziko uye vari kushungurudzika.

Bhaibheri Rinogona Kundibatsira Here Kana Ndakaora Mwoyo?

Pane zvinhu zvitatu zvatinopiwa naMwari zvinotibatsira patinenge takaora mwoyo.

Bhaibheri Rinogona Kubatsira Sei Vanhu Vanofunga Kuzviuraya?

Bhaibheri ringabatsira sei munhu ane pfungwa dzekuda kuzviuraya?

Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Here Kana Uine Dambudziko Reutano?

Hongu! Ona zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kana uine dambudziko reutano.

Bhaibheri Rinotii Nezvekuuraya Munhu Anenge Arwarisa?

Ko kana munhu wacho anyanyisa kurwara? Munhu anofanira kuedza kurebesa upenyu hwake here achitoona hake kuti hapasisina upenyu?

Kutambura Kuchapera

Umambo hwaMwari Huchaitei?

Ona zvichaitika kana Umambo hwaMwari hwava kutonga pasi pano.

Ndingawanepi Tariro?

Pane chinhu chinogona kuita kuti uvandudze upenyu hwako iye zvino uye wova netariro yeramangwana.