Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

JW LIBRARY

Zvaunogona Kuita Paunenge Uchiona Mavhidhiyo Kana Kuteerera Zvimwe Zvakarekodhwa

Zvaunogona Kuita Paunenge Uchiona Mavhidhiyo Kana Kuteerera Zvimwe Zvakarekodhwa

Paunenge uchiona vhidhiyo kana kuteerera zvimwe zvinhu zvakarekodhwa pane zviratidzo zvinobuda pascreen zvaunogona kushandisa kuita zvinhu zvakadai sekumisa vhidhiyo nezvimwewo. Asi pane zvimwe zvinhu zvaunogona kuita usingashandisi zviratidzo izvozvo. (Asi kuti ukwanise kuita izvozvo paunenge uchiteerera mimhanzi nezvimwewo zvisiri mavhidhiyo, unofanira kuita kuti chauri kuridza chacho chizadze screen rese.)

 Kana Usingashandisi Keyboard

 Kana Uchishandisa Keyboard

 Kana Usingashandisi Keyboard

Kana usingashandisi keyboard, unogona kuita zvinhu zvinotevera:

Kana Uchida Kuita Zvinhu Zvinotevera

Zvaunoita Pascreen

Kuridza kana Kumisa

Baya pascreen nezvigunwe zviviri panguva imwe chete

Kudzoka kumashure nemasekondi 5

Baya kaviri nechekuruboshwe kwescreen uchikurumidza

Kuenda kumberi nemasekondi 15

Baya kaviri nechekurudyi kwescreen uchikurumidza

Kudzokera pachinhu chiri pamashure pechauri kuridza

Tsvaira pascreen uchienda kurudyi

Kuenda pachinhu chiri kumberi kwechauri kuridza

Tsvaira pascreen uchienda kuruboshwe

Kuwedzera kumhanya kwechauri kuridza

Tsvaira pascreen uchienda kumusoro

Kuderedza kumhanya kwechauri kuridza

Tsvaira pascreen uchidzika pasi

 Kana Uchishandisa Keyboard

Kana uchishandisa keyboard, unogona kuita zvinhu zvinotevera:

Kana Uchida Kuita Zvinhu Zvinotevera

Windows

macOS

Kuridza kana Kumisa

Space Bar

Space Bar

Kudzoka kumashure nemasekondi 5

Left Arrow

Left Arrow

Kuenda kumberi nemasekondi 15

Right Arrow

Right Arrow

Kudzokera pachinhu chiri pamashure pechauri kuridza

Ctrl+Left Arrow

Command-Left Arrow

Kuenda pachinhu chiri kumberi kwechauri kuridza

Ctrl+Right Arrow

Command-Right Arrow

Kuwedzera vhoriyumu

Up Arrow

Up Arrow

Kudzikisa vhoriyumu

Down Arrow

Down Arrow

Kuwedzera kumhanya kwechauri kuridza

Ctrl+Up Arrow

Command-Up Arrow

Kuderedza kumhanya kwechauri kuridza

Ctrl+Down Arrow

Command-Down Arrow

Kudzima chauri kuridza

Esc

Esc

Kudzokera pachinhu chiri pamashure pechauri kuridza

Page Up

Function-Up Arrow

Kuenda pachinhu chiri pamberi pechauri kuridza

Page Down

Function-Down Arrow