Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

JW LIBRARY

Kana uchishandisa Windows 8 kana Windows Phone 8

Kana uchishandisa Windows 8 kana Windows Phone 8

JW Library App ndeyepamutemo uye yakagadzirwa neZvapupu zvaJehovha. Ine maBhaibheri akasiyana-siyana uye mabhuku anobatsira pakudzidza Bhaibheri.

 

 

Zvitsva Zvavapo

February 2024 (Version 14.2)

  • Kana uri muplaylist, unokwanisa kushandisa pakanzi Trim kuridza chikamu chidiki chaunenge uchida kuona kana vhidhiyo yacho yakareba.

September 2023 (Version 14.1)

  • Wava kukwanisa kunzwa mashoko eChinese neeJapanese nemavara epinyin nefurigana achiverengwa, kana aripo.

July 2023 (Version 14)

  • Gadzira maplaylist emavhidhiyo, zvekuteerera zvakarekodhwa uye mapikicha. Kana uchida kuashandisa, kuwedzera kana kubvisa zvimwe zvinhu ipapo enda pakanzi Personal Study.

  • Iye zvino, kana ukanyora manotsi pamibvunzo iri mundima dzekudzidza kana kuti pamashoko ekutsanangura mapikicha, manotsi acho anobuda akatevedzana sezvakangoita ndima dzacho uye mapikicha acho.

  • Foni, tablet kana kombiyuta yako inofanira kunge iine Windows 10 Version 1903 zvichikwira kuti JW Library ishande zvakanaka.

 

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

Tanga Kushandisa JW Library​—Windows

Dzidza mashandisiro aungaita JW Library paWindows.

Kudhaunirodha Uye Kushandisa maBhaibheri​—Windows

Dzidza kuti ungadhaunirodha uye ungashandisa sei maBhaibheri paJW Library app pafoni kana tablet inoshandisa Windows.

Kudhaunirodha Uye Kushandisa Mabhuku​—Windows

Dzidza kuti ungadhaunirodha uye ungashandisa sei mabhuku neJW Library app pafoni kana tablet inoshandisa Windows.

Kumaka Paunenge Uchida Kuzodzoka (maBookmark)​—Windows

Dzidza kushandisa kwaungaita mabookmark paJW Library pafoni kana tablet inoshandisa Windows.

Zvinhu Zvawambovhura​—Windows

Dzidza kuti ungawana sei zvinhu zvawambovhura paJW Library app yepafoni kana tablet inoshandisa Windows.

Unoda Kuti Mashoko Abude Akaita Sei?​—Windows

Dzidza kuti ungaita sei kuti mashoko abude sezvaunoda paunenge uchishandisa JW Library app pafoni kana tablet inoshandisa Windows.

Tsvaga Zvauri Kuda muBhaibheri Kana Kuti Mune Rimwe Bhuku​—Windows

Dzidza kuti ungatsvaga sei zvaunenge uchida muBhaibheri kana kuti mune rimwe bhuku kana kuti kutsvaga imwe nyaya muInsight on the Scriptures paJW Library nefoni kana kuti tablet inoshandisa Windows.

Kumaka Mashoko​—Windows

Dzidza kuti unomaka sei mashoko paJW Library app pafoni kana tablet inoshandisa Windows.

Kuisa JW Library Kana Usingakwanisi Kuenda paApp Store—Windows

Kana uri kutadza kuisa JW Library pafoni, kombiyuta kana tablet rako reWindows uchishandisa Microsoft Store, unogona kuiisa uchishandisa faira reJW Library Windows.

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW Library (Windows)

Wana mhinduro dzemibvunzo inonyanya kubvunzwa.