Enda pane zvauri kuda

Basa Uye Mari

Basa

Nyika Yazara Nematambudziko—Chengetedza Zvinhu Zvako

Kugara uchichengetedza mari yako kuchaita kuti zvisanyanya kukuomera panouya dambudziko.

Zvekushanda Nesimba Ndezvekare Here?

Vamwe vanhu vanofunga kuti kushanda nesimba kunonyadzisa. Asi kune vamwewo vanotofarira kushanda nesimba. Chii chakavabatsira kuti vafarire basa ravo?

Basa Ranyanya Kukuwandira Here?

Zvinhu 4 zvingakubatsira kuti usanyanya kuremerwa nebasa.

Zvekuita Zviri Kukuwandira Here?

Vanhu vakawanda vanoomerwa nekuita zvese zvinodiwa kumba nekubasa. Chii chiri kuita kuti zvidaro? Zvingagadziriswa sei?

Maonero Aunoita Mari

Mari Ndiyo Mudzi Wezvinhu Zvese Zvakaipa Here?

Mashoko anowanzotaurwa ekuti “mari ndiyo mudzi wezvinhu zvese zvakaipa” mashoko anotorwa muBhaibheri asi pachisiyiwa rimwe shoko.

Bhaibheri Rinokubatsira—Kushandisa Mari Zvakanaka

Mazano emuBhaibheri anogona kukubatsira here kuti ushandise mari yako zvakanaka?

Bhaibheri Rinoti Chii Nezvemari?

Mari ndiyo mudzi wezvakaipa zvose here?

Kuona Mari Neziso Rakanaka

Kuzviongorora uchishandisa mibvunzo minomwe kunogona kukubatsira kuti uzive kana maonero aunoita mari akanganisika.

Nzira Yekuwana Mufaro—Kugutsikana Uye Kuva Nerupo

Vakawanda vanoti mufaro unobva pakuva nepfuma. Asi ichokwadi here kuti pfuma ndiyo inoita kuti munhu afare? Ongororo dzakaitwa dzinoratidzei?

Dzidzo Uye Mari Zvinoita Kuti Uve Neramangwana Rakanaka Here?

Vakawanda vakaona kuti dzidzo yepamusoro uye mari hazviiti kuti vave neupenyu hwavanoshuvira.

Pachazombova Nehurumende Inoita Kuti Vanhu Vese Vawane Zvavanoda Pakurarama Here?

Pane hurumende inokwanisa kuita kuti zvinhu zviri panyika zvishandiswe zvakanaka, zvichiita kuti pasava neurombo uye vanhu vese vawane zvavanoda.

Zvinhu Zvitatu Zvisingakwanisi Kutengwa Nemari

Kana tiine mari tinogona kutenga zvatinoda asi zvinhu zvinoita kuti unyanya kugutsikana hazvikwanisi kutengwa nemari.

Kuzvidya Mwoyo Nenyaya Dzemari

Mumwe murume akakwanisa kuriritira mhuri yake kunyange mitengo yezvinhu zvekurarama nazvo yainge yapfuura mabhiriyoni akawanda.

Ndakawana Pfuma Chaiyo

Murume akanga aine mari uye akabudirira akawana sei chimwe chinhu chinokosha kupfuura mari?

Kushandisa Mari Zvakanaka

Zvaungaita Kuti Urarame Kana Uine Mari Shoma

Munhu anogona kunetseka kana ava kuwana mari shoma, asi mazano ari muBhaibheri anogona kumubatsira kuti akwanise kurarama nekamari ikako kashoma.

Vechiduku Vanotaura Nezvokushandisa Mari

Inzwa mazano nezvokushandisa mari zvakanaka, kuisevha, uye kusanyanya kuida.

Matambudziko Emari Uye Zvikwereti​—Bhaibheri Rinogona Kubatsira Here?

Mufaro hautengwi nemari, asi mazano mana anodzidziswa neBhaibheri anogona kukubatsira pakushandisa mari.

Zvaungaita Kuti Urarame—Zvinoenderana Nehomwe Yako

Dzidza kuti kushandisa mazano eBhaibheri kungakubatsira sei pamashandisiro aungaita mari yako uye kuti usaita zvikwereti zvisina basa.

Ndingaita Sei Kuti Ndishandise Mari Yangu Zvakanaka?

Wakambopinda mushopu kuti ungoona kuti munei asi wobva wazobuda watotenga chinhu chinodhura here? Kana wakambozviita, nyaya ino ichakubatsira.

Paunenge Wava Kufanira Kudzoka Kumba

Wakambobva here pamba uchiedza kuzviraramira asi ndokuzoomerwa neupenyu? Shandisa mazano aya kuti ukwanise kuzviriritira zvakare.

Zvamungaita Kana Mune Chikwereti

Vakaroorana vangaita sei kana zvichiita sokuti vari kutadza kubhadhara chikwereti?

Ndinofanira Kukwereta Mari Here?

Zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kukubatsira kusarudza.

Kurarama Neurombo

Tariro Kune Vasina Pekugara Uye Varombo

Mazano eBhaibheri anogona kukubatsira panyaya dzemari uye kuti usanyanye kunetseka mupfungwa.

Zvinotaurwa neBhaibheri Nezveurombo

Vanhu vari muurombo hwakanyanyisa vanogona kufara here?

Urombo Huchazombopera Here Panyika?

Ndiani anogona kupedza urombo?

Vanotambura

Tarisa uone kuti Mwari ane hanya nevanhu vanotambura.

Kuenda Kunze Kwenyika​—Uchitsvaka Upenyu Huri Nani

Kuenda kune imwe nyika kunobva kwatoita kuti mhuri yako iwane upenyu huri nani here?