Enda pane zvauri kuda

Kutsungirira Matambudziko

Kutambura

Kutambura—NdiMwari Ari Kutiranga Here?

Mwari anoshandisa urwere kana matambudziko kuranga vanhu nekuda kwezvivi zvavo here?

Ndingaita Sei Kuti Nditsungirire Matambudziko Angu?

Vechiduku vanotaura zvakavabatsira kutsungirira matambudziko.

Tariro Yechokwadi Yeramangwana Rakanaka

Nemhaka yei zvinhu zvinovimbiswa muBhaibheri zvakasiyana nezvinozvimbiswa nevanhu?

Nzwisa Yemakomborero Atichawana Mune Ramangwana

Ona zvichaitwa naJesu kuti vanhu vararame muparadhiso.

Ugandanga Huchazombopera Here?

Kutya uye ugandanga zvisati zvabviswa, pane zvinhu zviviri zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kubatsira vanhu kuti vanzwe zviri nani pavanenge vavhiringidzwa neugandanga.

Mwari Ane Hanya Nokutambura Kwedu Here?

Vamwe vanhu havana chokwadi kana Mwari ariko pamusana pekutambura kwavanoona. Ona kubva muShoko rake Bhaibheri kuti Mwari anonzwa sei nokutambura kwedu.

Nei Mwari Achibvumira Kutambura?

Vanhu vakawanda vanobvunza kuti nei nyika yakazara kuvengana uye kutambura. Bhaibheri rinopa mhinduro inogutsa uye inonyaradza.

Sei Mwari Akasiya vaJudha Vachiurayiwa nevaNazi?

Vakawanda vanobvunza kuti sei Mwari achisiya vanhu vachitambura zvakanyanya kudaro iye aine rudo. Bhaibheri rinopa mhinduro dzinogutsa panyaya iyi!

Kutambura Kwava Pedyo Nokupera!

Mwari akavimbisa kubvisa zvose zvinokonzera kutambura. Achazviita sei uye rini?

Kufirwa

Paunofirwa Nehama Yako

Inzwa mazano anogona kukubatsira kuti usaramba uchinyanya kunetseka paunofirwa nehama yako.

Ungaitei Kana Wafirwa?

Ronaldo akafirwa nehama dzake 5 mota yavo payakaita tsaona makore 16 akapfuura. Kunyange zvichiri kumurwadza, akawana chinhu chakamunyaradza.

Zvaungaita Kuti Utsungirire Kana Wafirwa

Pane mazano ari kubatsira vakawanda vanenge vafirwa uye ari kuvanyaradza.

Pane Chekuraramira Here Kana Wafirwa?

Inzwa zvinhu 5 zvinogona kukubatsira kana wakafirwa.

Paunofirwa Nemubereki

Kufirwa nemubereki kunorwadza chaizvo. Mazano api angabatsira vana pavanenge vachishungurudzika?

Kurwadziwa Kunoita Vana Pavanofirwa

Bhaibheri rakabatsira sei vamwe vatatu pavakafirwa nemubereki?

Tinoziva Sei Kuti Vakafa Vachamuka?

Bhaibheri rinotipa zvikonzero zviviri zvinogutsa zvinoita kuti titende kuti vakafa vachamutswa.

Mazano Anonyatsobatsira Vakafirwa

Bhaibheri ndiro rinonyatsobatsira vaya vakafirwa.

Njodzi

Kusagadzikana Kwemamiriro Ekunze—Bhaibheri Rinogona Kukubatsira Here?

Bhaibheri rine mazano anogona kukubatsira njodzi isati yaitika, painenge ichiitika uye kana yapera.

Zvaungaita Nezvenjodzi Dzinongoitika Dzoga

Matanho api anobatsira aungatora pakugadzirira? Ukama naMwari hungakubatsira sei?

Kana Njodzi Ikaitika Zvii Zvatingaita?

Mazano aya anogona kuita kuti iwe nevamwe mupone.

Pane Chekuraramira Here Kana Pakaitika Njodzi?

Bhaibheri rine mazano anogona kukubatsira kana pakaitika njodzi.

Bhaibheri Rinotii Nezvenjodzi Dzinongoitika Dzega?

Ishamhu yaMwari here? Mwari anobatsira vanenge vawirwa nenjodzi here?