Enda pane zvauri kuda

Bonde

Bonde harina kuipa, asi tinofanira kudzora zvishuwo zvedu zvebonde. Ungaita sei izvi munyika ino ine vanhu vanongofunga zvebonde?

Harassment and Assault

Ndingakurira Sei Dambudziko Rokushungurudzwa Panyaya Dzepabonde?

Ona kuti chii chinonzi kushungurudzwa panyaya dzepabonde uye kuti unofanira kuitei kana ukashungurudzwa.

Zvinotaurwa Nevezera Rako Nezvekushungurudzwa Panyaya Dzepabonde

Inzwa zvinotaurwa nevechiduku vashanu nezvekushungurudzwa uye zvaungaita kana uchinge washungurudzwa.

Kushungurudzwa Panyaya Dzepabonde—Chikamu 1: Ungaitei Kuti Usashungurudzwa?

Zvinhu 3 zvinogona kukubatsira kuti usashungurudzwa panyaya dzepabonde.

The Bible’s View

Ndingatsanangurira Sei Vamwe Zvandinotenda Panyaya Dzebonde?

Kana ukabvunzwa kuti: ‘Hauna mukomana?’ unogona here kutsanangura zvaunotenda uchishandisa Bhaibheri?

Ungatsanangurira Sei Vamwe Zvaunotenda Panyaya Dzebonde?

Iripo nguva yokuti unotofanira kutsanangura zvaunotenda. Shandisa pepa rezvandakaronga kuita kuti unyore zvikonzero uye magwaro zvinotsigira zvaunotenda.

Kuita Bonde Nemumuromo Kunganzi Kuita Bonde Here?

Munhu anenge aita bonde nemumuromo angabva umhandara kana kuti ujaya here?

Ungochani Hwakaipa Here?

Bhaibheri rinodzidzisa kuti ngochani vanhu vakaipa here? MuKristu anogona here kufadza Mwari iye achinzwa kuda vamwe vanhurume kana kuti vamwe vanhukadzi?

Kutsanangurira Vamwe Zvaunotenda Panyaya Yeungochani

Kutaura nyaya dzakaoma hakusi nyore. Pepa rino richakubatsira kuti uzive zvekutaura panyaya yeungochani.

Ndiri Mukomana Asi Ndinonzwa Ndichida Vakomana—Zvinoreva Here Kuti Ndiri Ngochani?

Zvakaipa here kunzwa uchida mukomana iwe uri mukomana? Woitei?

Maintaining Virtue

Ungaita Sei Kuti Usabvume Kufurirwa Kuita Zvebonde?

Ona dzimwe nhema nechokwadi panyaya yebonde. Nyaya ino ichakubatsira kuti uite zvisarudzo zvakanaka.

Ndingaita Sei Kana Ndikamanikidzwa Kurara Nemunhu Wandisina Kuroorana Naye?

Mazano matatu emumagwaro anogona kukubatsira kurwisa muedzo.

Ndingaita Sei Kuti Ndisaramba Ndichingofunga Bonde?

Ungaita sei kana ukatanga kufunga zvebonde?

Kuita Chitsidzo Chokusaita Zvepabonde Usati Waroora Kana Kuroorwa Kunobatsira Here?

Zvitsidzo izvozvo zvinokubatsira here kuti urege kuita zvepabonde kusvikira wazoroora kana kuti kuroorwa?

Iva Nechokwadi Chekuti Kuzvibata Kwakanaka

Pepa iri rinogona kukubatsira kuti usarudze nekuchenjera, kunyange ukafurirwa kuti uite zvaunoziva kuti hazvina kunaka.

Zvii Zvandinofanira Kuziva Nezvekutumira Mameseji Anonyadzisira?

Pane vanhu vanoita kuti ude kutumira mameseji anonyadzisira here? Kuzviita kwakaipirei? Ingori nzira yokutamba kworudo isingakuvadzi here?

Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipirei?

Kuona zvinonyadzisira kwakafanana papi nokusvuta fodya?

Kukunda Muedzo Wokuona Zvinonyadzisira

Nei kuita kuti kombiyuta isavhure dzimwe nzvimbo dzepaIndaneti kusina kukwana?

Ndoita Sei Kana Ndisingachakwanisi Kurega Kuona Zvinonyadzisira?

Bhaibheri rinogona kukubatsira kunzwisisa zvinorehwa nokuona zvinonyadzisira

Ngwarira Kuti Usava Nezvido Zvakaipa

Ita basa iri, uye ita sokunge uri kuona zvaiitika panyaya yaDhavhidhi naBhati-shebha. Tinodzidzei?

Ndingakunda Sei Miedzo?

Inzwa zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kukunda miedzo.

Zvatingaita Kuti Tikunde Miedzo

Josefa paakaedzwa kuti aite upombwe, chii chakamubatsira kuti asakundwa nemuedzo?