Enda pane zvauri kuda

Foni

Kana uine foni kana zvimwe zvinhu, unogona kunge uchizvishandisa kwenguva yakareba usiri kutombozviona. Ungaitei kuti uzvishandise zvakanaka?

Electronic Devices

Zvii Zvandinofanira Kuziva nezvemaVideo Game?

Ane zvaakanakira uyewo zvaakaipira zvaunogona kunge usina kumbofunga nezvazvo.

Mavideo Game Andinofarira

Pepa iri richakubatsira kuongorora wosarudza mavideo game ako kuti usare neakanaka.

Mavideo Game: Ichokwadi Kuti Uri Kuhwinha Here?

Mavideo game anonakidza asi anoda kungwarirwa. Zvii zvaungaita kuti asakukanganisa?

Chii Chiri Kudzora Chimwe​—Ndiwe Here Kana Kuti Ifoni Yako?

Uri kugara munyika ine mafoni asi haafaniri kukudzora. Unoziva sei kana wava kungoti sika-sika nefoni yako? Kana uine dambudziko iroro, ndezvipi zvaungaita kuti urigadzirise?

Zvii Zvaunofanira Kuziva Nezvokutumira Mameseji?

Kutumira mameseji kunogona kukanganisa ushamwari hwako kana kuti mukurumbira wako. Ona kuti zvinofamba sei.

Kubaya-baya Foni Pane Vamwe Kuremekedza Here?

Zvakaipa here kumboverenga meseji yapinda pafoni paunenge uchitaura nemumwe wako? Ko kuramba uchipisa nyaya nomumwe wako worega kutarisa meseji kwakaipa here?

Zvinotaurwa Nevechiduku Nezvemafoni

Vechiduku vakawanda vanoona zvakavaomera kuti vararame vasina foni. Ndezvipi zvakanakira uye zvakaipira kuva nefoni?

Social Media

Chenjerera Pakushandisa Social-Network

Nakidzwa nokushandisa social-network asi pane zvaunofanira kuchenjerera paunenge uchiishandisa.

Kuva Neshamwari Dzakawanda paSocial Media Kune Basa Here?

Vamwe vanhu vanoisa upenyu hwavo pangozi nekuda kuti vafarirwe nevanhu. Zvine basa here kuva neshamwari dzakawanda pasocial media?

Ndingaita Sei Kana Vabereki Vangu Vasingandibvumidze Kushandisa Social Media?

Ichokwadi here kuti munhu wese anoshandisa social media? Ungaita sei kana vabereki vako vasingakubvumidze kuishandisa?

Kushandisa Social Media Kuri Kundikanganisa Here?

Social media inopinda muropa. Mazano aya anogona kukubatsira.

Chii Chandinofanira Kuziva Nezvekuisa Mapikicha paSocial Network?

Kuisa mapikicha aunofarira kunoita kuti zvive nyore kuti hama neshamwari dzako dzizive zvinenge zvichiitika kwauri, asi pane zvaunofanira kuziva.

Kuisa Mapikicha paSocial Network

Ona zvingakubatsira usati waisa mapikicha.

Ndoita Sei Kana Ndichishungurudzwa Nevamwe Paindaneti?

Zvaunofanira kuziva, uye zvaunogona kuita kuti uzvidzivirire.

Zvaungaita Kuti Usashungurudzwa Paindaneti

Pepa rino richakubatsira kuziva zvakanakira uye zvakaipira nzira dzaunogona kushandisa kuti usashungurudzwa paindaneti.

Hidden Dangers

Kuita Zvinhu Zvakawanda Panguva Imwe Chete Kwakanaka Here?

Unokwanisa kuita zvinhu zvakawanda panguva imwe chete uye zvese zvichinyatsobuda zvakanaka here?

Ndingaita Sei Kuti Pfungwa Dzangu Dzirambe Dziri Pachinhu Chimwe Chete?

Ndepapi paunogona kutadziswa kuisa pfungwa dzako pachinhu chimwe chete nezvinhu zvakadai semafoni uye zvii zvaungaita kuti usavhiringidzwa.

Chenjerera Mashoko Enhema

Usangobvuma zvese zvaunonzwa kana zvaunoverenga. Dzidza kuti ungaongorora sei mashoko kuti uzive kuti ndeechokwadi here.

Zvii Zvandinofanira Kuziva Nezvekutumira Mameseji Anonyadzisira?

Pane vanhu vanoita kuti ude kutumira mameseji anonyadzisira here? Kuzviita kwakaipirei? Ingori nzira yokutamba kworudo isingakuvadzi here?