Enda pane zvauri kuda

Tsika Dzakaipa

Zviri nyore kuti tive netsika dzakaipa asi zvakaoma chaizvo kudzisiya! Chikamu chino chinotaura nezvedzimwe tsika dzakaipa uye zvaungaita kuti udzisiye, wotanga kuva netsika dzakanaka.

Kukurukura

Zvii Zvandingaita Kuti Ndirege Kuita Makuhwa?

Ukangoona pava kutaurwa zvakaipa nezvemumwe munhu, ibva watoona zvekuita!

Zvine Basa Here Kutaura Mashoko Akaora?

Chii chakaipira kutaura mashoko akaora?

Addictions

Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipirei?

Kuona zvinonyadzisira kwakafanana papi nokusvuta fodya?

Kukunda Muedzo Wokuona Zvinonyadzisira

Nei kuita kuti kombiyuta isavhure dzimwe nzvimbo dzepaIndaneti kusina kukwana?

Ndoita Sei Kana Ndisingachakwanisi Kurega Kuona Zvinonyadzisira?

Bhaibheri rinogona kukubatsira kunzwisisa zvinorehwa nokuona zvinonyadzisira

Ndingakunda Sei Miedzo?

Inzwa zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kukunda miedzo.

Time Management

Kuita Zvinhu Zvakawanda Panguva Imwe Chete Kwakanaka Here?

Unokwanisa kuita zvinhu zvakawanda panguva imwe chete uye zvese zvichinyatsobuda zvakanaka here?

Ungaita Sei Kuti Usaverengera Kuita Zvinhu?

Ona mazano anokubatsira kuti uone kuti ungaita sei kuti usaverengera kuita zvinhu!

Zvinotaurwa Nevechiduku Nezvekuverengera

Inzwa kuti vechiduku vanoti kudii nezvezvakaipira kuverengera uye zvakanakira kunyatsoshandisa nguva yako nokuchenjera.