Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Nzwisa Yemakomborero Atichawana Mune Ramangwana

Nzwisa Yemakomborero Atichawana Mune Ramangwana

Ona kuti ndehupi “upenyu chaihwo” hunotaurwa neBhaibheri, Mwari paachazadzisa vimbiso yake yekugutsa zvido zvezvinhu zvese zvipenyu. (1 Timoti 6:19; Pisarema 145:16) Chii chinoita kuti tikwanise kuwana upenyu ihwohwo?