Enda pane zvauri kuda

Nyaya Dzichangobva Kubudiswa Papeji Yekutanga

 

Mashoko Enhema Azara Kwese Kwese!

Ungazvidzivirira sei?

 

Zvinhu 12 Zviri Kubatsira Mhuri Kuti Dzifare

Verenga unzwe zvinhu zvacho mumagazini ino yeMukai!

 

Ndezvipi Zvakanaka, Uye Ndezvipi Zvakaipa?

Ungaziva sei? Pane here chingakubatsira kuti uzive?

 

Kusvuta Kwakaipa Here?

Mubvunzo uyu ungapindurwa sei iro Bhaibheri risingatauri nezvekusvuta?

Kutsvaga Chokwadi

Bhaibheri rine mhinduro dzechokwadi pamibvunzo inokosha muupenyu.

Ivai Nenguva Yakawanda Muri Pamwe Chete

Murume nemudzimai vanogona kutadza kunyatsokurukura kunyange pavanenge vari vese. Vangaitei kuti vashandise nguva yavo zvakanaka pavanenge vari vese?

Shanduro yeBhaibheri Yaifungidzirwa Kuti Yakarasika Yakawanika

Ona nhoroondo inonakidza yeshanduro yeBhaibheri inokosha chaizvo yaifungidzirwa kuti yakarasika yakazowanika papera makore anopfuura 200.

Ramba Kufurirwa!

Zvinhu 4 zvinogona kukubatsira kuti usafurirwa nevamwe.

Mwari Ane Hanya Nevanhukadzi Here?

Mhinduro yacho inogona kukubatsira kuti uve nerugare paunobatwa zvisina kunaka kana kuti paunosarurwa nemhaka yekuti uri munhukadzi.

 

Ndingaita Sei Kuti Ndifare Muupenyu?

Kosi yekudzidza Bhaibheri yatinoitisa inogona kukubatsira uye haibhadhariswi.

 

Kurwisana Kuchapera Riini? Bhaibheri Rinoti Kudii?

Hondo dzava kuda kupera. Bhaibheri rinotaura kuti zvichaitika sei.

Batsira Vamwe Kuti Usanyanya Kusurukirwa

Mazano ari muBhaibheri anogona kukubatsira.

 

Ngwarira Mashoko Enhema

Nhau dzenhema, mashoko enhema uye mashoko ekuchera vamwe zvazara uye zvinogona kukukanganisa.

Ugandanga Huchazombopera Here?

Bhaibheri rinotipa tariro yekuti kudii?

 

Zvinorevei Kuva ‘muSamariya Akanaka’?

Inzwa kwakabva mashoko aya uye zvaanoreva.

Bhaibheri Rinoti Chii nezveIsita?

Ona kwakatangira zvinhu zvishanu zvine chokuita nemhemberero yeisita.

Batsirwa Nechibayiro chaJesu

Ona zvinhu zviviri zvinokosha zvaungaita.