NHARIREYOMURINDI Nhamba 1 2020 | Kutsvaga Chokwadi

Bhaibheri rine mhinduro dzechokwadi pamibvunzo inokosha muupenyu.

Kutsvaga Chokwadi

Mazuva ano zvava kuoma kuti uwane mashoko echokwadi, asi pane zvaunogona kuita kuti uzive chokwadi nezvemibvunzo inokosha muupenyu.

Bhaibheri Rinotaura Chokwadi

Unogona kuvimba kuti zvinhu zvinotaurwa muBhaibheri ndezvechokwadi.

Chokwadi nezvaJehovha naJesu

Jehovha Mwari naJesu Kristu munhu mumwe chete here?

Chokwadi nezveUmambo hwaMwari

Bhaibheri rinotaura kuti Mambo weUmambo hwaMwari ndiani, kwahuri, chinangwa chahwo, vachatonga, uye vachatongwa.

Chokwadi Nezveramangwana

Simbisa tariro yako yekuti zvinotaurwa naMwari kuti zvichaitika panyika zvichazadzika.

Kuziva Chokwadi Kwakanakirei?

Kuziva chokwadi chiri muShoko raMwari kunobatsira pazvinhu zvakawanda.