Enda pane zvauri kuda

Kuva Neunhu hwechiKristu

Zvaungaita Kuti Uve Munhu Akanaka

Nzira Yekuwana Mufaro—Kugutsikana Uye Kuva Nerupo

Vakawanda vanoti mufaro unobva pakuva nepfuma. Asi ichokwadi here kuti pfuma ndiyo inoita kuti munhu afare? Ongororo dzakaitwa dzinoratidzei?

Zvakanakira Kupa

Ukabatsira vamwe uchafara uye ivo vachafarawo. Kupa kunosimbisa ushamwari. Ungaita sei kuti uve munhu anopa achifara?

Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvekutenda Zvaunoitirwa?

Kuita izvi kune zvazvakanakira. Ungaita sei kuti ukwanise kuzviita?

Kuva Munhu Munyoro​—Kunoratidza Uchenjeri

Hazvisi nyore kuti urambe wakadzikama paunobatwa zvisina kunaka, asi Bhaibheri rinokurudzira vaKristu kuti vave vanhu vanyoro. Chii chingakubatsira kuti uve neunhu uhwu hwechiKristu?

Nzira Yekuwana Mufaro—Kuregerera

Munhu anogara akagumbuka haana mufaro uye anotokanganisa utano hwake.

Kutendeseka Kwakanakirei?

Vamwe vachitaura zvakaitika kwavari zvinoratidza kuti kutendeseka kunobatsira.

Pane Chichiri Kunzi Chakanaka Kana Kuti Chakaipa Here?

Ngationei zvikonzero zviviri nei tichifanira kukoshesa zvinotaurwa naMwari.

Kugarisana Nevamwe

Rusarura​—⁠Ratidza Rudo

Kuratidza vamwe rudo kunoita kuti tisavasarura. Verenga unzwe dzimwe nzira dzekuratidza nadzo rudo.

Nzira Yekuwana Mufaro—Mufaro

Kudiwa kana kuti kuda vamwe kunoita kuti munhu afare.

Mazano Acho Achiri Kubatsira Munhu Wose—Rudo

Rudo runonyanya kutaurwa nezvarwo muBhaibheri harusi rwokudanana kwomurume nomudzimai.

Mwari Anoda Kuti Tive Nemutsa

Zvine basa here kuti uitire vanhu vose mutsa? Mwari anoona sei unhu uhwu?

Shamwari Yechokwadi Yakaita Sei?

Vakawanda vanoda shamwari dzechokwadi. Ungava sei shamwari yechokwadi kune vamwe? Nyaya ino inotaura mazano 4 anobatsira anowanikwa muBhaibheri.

Kanganwira Nemwoyo Wose

Kuda kwatinoita kuregerera kunoreva here kuti zvatakaitirwa zvinenge zvisina kutirwadza kana kuti tinenge tichiona sekuti hatina kutadzirwa?

Zvaungaita Kuti Udzore Hasha

Hasha dzinogona kukanganisa utano hwako, uye kunyepedzera kuita seusina kugumbuka kunokuvadzawo. Saka ungaitei kana mumwe wako akakugumbura?