Enda pane zvauri kuda

Ndakatanga Kufara Muupenyu

Ndakatanga Kufara Muupenyu

Sergey akakura achifunga kuti haabatsiri. Akakumbira Mwari kuti amubatsire kuti upenyu hwake huve nechinangwa, uye munyengetero wake wakapindurwa pasati patombopfuura maawa maviri.