Enda pane zvauri kuda

Hatifi Takakanganwa Kukwaziswa Kwatakaitwa

Hatifi Takakanganwa Kukwaziswa Kwatakaitwa

Unozeza kupinda musangano weZvapupu zvaJehovha nekuti hauzivi kuti vanhu vanenge varipo vachakuona sei here? Kana zvakadaro, uchakurudzirwa nezvakaitika kuna Steve Gerdes.