Enda pane zvauri kuda

Nzwisa yeDhirama: Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 1—Chiedza Chechokwadi Chinovhenekera Nyika

Nzwisa yeDhirama: Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 1—Chiedza Chechokwadi Chinovhenekera Nyika

Jehovha anotaura maponesero aachaita vanhu. Ngirozi yakaudza Zekariya naErizabheti avo vakanga vachembera kuti vaizova nemwana uye mwana wacho aizova muprofita. Josefa naMariya vaizorera Mesiya uye vaizodzivirira Jesu achiri mudiki pavanhu vaida kumuuraya.