2024 “Zivisa Mashoko Akanaka!” Purogiramu yeGungano

Chishanu

Purogiramu yemusi weChishanu yakavakirwa pana Ruka 2:10—“Mashoko akanaka emufaro mukuru uchava nevanhu vese.”

Mugovera

Purogiramu yemusi weMugovera yakavakirwa pana Pisarema 96:2—“Zuva nezuva zivisai mashoko akanaka ekuponesa kwake.”

Svondo

Purogiramu yemusi weSvondo yakavakirwa pana Mateu 24:14—“. . . mugumo wozosvika.”

Mashoko Kune Vachapinda Gungano

Mashoko achabatsira vanhu vachapinda gungano.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NEZVEDU

Pinda Gungano ra2024 rinoti “Zivisa Mashoko Akanaka!”

Tinokukoka nemwoyo wese kuti upinde gungano remazuva matatu richaitwa neZvapupu zvaJehovha gore rino.

MAGUNGANO

Uri Kukokwa: 2024 “Zivisa Mashoko Akanaka!” Gungano reZvapupu zvaJehovha

Tiri kukukoka kugungano regore rino remazuva matatu richaitwa neZvapupu zvaJehovha.

MAGUNGANO

Nzwisa yeDhirama: Chiedza Chechokwadi Chinovhenekera Nyika

Ona nzwisa yeVhidhiyo 1 yeMashoko Akanaka Akataurwa naJesu. Vhidhiyo iyi icharatidzwa pagungano remunharaunda ra2024.