Enda pane zvauri kuda

Uri Kukokwa: 2024 “Zivisa Mashoko Akanaka!” Gungano reZvapupu zvaJehovha

Uri Kukokwa: 2024 “Zivisa Mashoko Akanaka!” Gungano reZvapupu zvaJehovha

Tinogara tichinzwa mashoko ezvinhu zvisingafadzi uye zvakaipa zviri kuitika, uye izvozvo zvinogona kuita kuti tiore mwoyo uye tishaye tariro. Mashoko akanaka anogona kuita kuti tive netariro yekuti zvinhu zvichanaka mune ramangwana!