Basa Redu Rokubudisa Mabhuku

DZIMWE NYAYA

Kubudiswa kweShanduro yeNyika Itsva Yakadzokororwa muchiSpanish

Shoko rimwe chete muchiSpanish rinogona kureva zvakasiyana-siyana zvichienderana nenzvimbo. Vashanduri vaigona sei kubudisa Bhaibheri rinonzwisiswa nevaverengi vechiSpanish pasi rese?

DZIMWE NYAYA

Kubudiswa kweShanduro yeNyika Itsva Yakadzokororwa muchiSpanish

Shoko rimwe chete muchiSpanish rinogona kureva zvakasiyana-siyana zvichienderana nenzvimbo. Vashanduri vaigona sei kubudisa Bhaibheri rinonzwisiswa nevaverengi vechiSpanish pasi rese?

Shoko raMwari Riri Kuita Kuti Zviso Zvavo Zvipenye Nemufaro

Bhuku raMateu rakabudiswa muMutauro Wemasaini wekuJapan. Ona kuti zvinofadza sei kuva neBhaibheri mumutauro waunonyatsonzwisisa.

‘Kuva Nezvese Zvinodiwa Pakuita Mabasa Ese Akanaka’!

Shanduro Yenyika Itsva iri nyore kuverenga, uye yakashandurwa zvakarurama. Ine mamepu ane mavara akasiyana-siyana, tsanangudzo dzemashoko emuBhaibheri uye mashoko ekuwedzera.

Mashoko Akanaka muAndes

Vanhu vechiQuechua vari muPeru vari kubatsirwa kuswedera pedyo naJehovha nemabhuku edu uye Shanduro yeNyika Itsva iri mumutauro wavo.

Kushandura Mumutauro Wemasaini

Zvapupu zvaJehovha zviri kushandura mabhuku mumitauro yemasaini inopfuura 90. Zvese izvi vanozviitirei?

“Kana Firimu Chairo Harisviki Apa”

Vanhu vanonzwa sei pamagungano pavanoona mavhidhiyo anobudiswa neZvapupu zvaJehovha mumutauro wavo? Mavhidhiyo aya anoiswa sei mumitauro yakawanda?

Kugadzira Vhidhiyo yeMutauro Wemasaini wekuQuebec

Nei zvichikosha kuti mabhuku abudiswe mumutauro unonzi LSQ?

Kuita Kuti Vanhu Vade Chokwadi Uye Vachiremekedze

Chero munhu anoverenga mabhuku edu kana kuona mavhidhiyo edu anonyatsoona kuti zvaanotaura zvakanyatsotsvakurudzwa uye zvakarurama.

Kutora Mapikicha Ekuisa Mumabhuku Edu

Mapikicha atinozoisa mumabhuku edu ayo anoenderana nenyaya inenge ichitaurwa, anotorwa sei?

Kuendesa Mabhuku Anotsanangura Bhaibheri Kwakasiyana-siyana muCongo

Mwedzi nemwedzi Zvapupu zvinofamba madaro akareba kuti zviendese maBhaibheri nemabhuku anotsanangura Bhaibheri kuvanhu vanogara kwakasiyana-siyana muDRC.

“Bhuku Rakashandurwa Neunyanzvi” muchiEstonian

KuEstonia, muna 2014 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene yakasarudzwa kuti ipinde mumakwikwi ekuzowana mubayiro weLanguage Deed of the Year Award.

Bhaibheri Risingatengeswi Rakarekodhwa Richiverengwa Nevanhu Vakasiyana-siyana

Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva yakadzokororwa ya2013 riri kurekodhwa richiverengwa nevanhu vakasiyana-siyana.

Mapikicha—Madiro Anoita Vana Mavhidhiyo

Inzwa zvimwe zvinotaurwa nevana nezvemakatuni ane zvidzidzo zvemuBhaibheri aKuda naSarudzai anonzi Iva Shamwari yaJehovha.

Kuparidza Mashoko Akanaka Mumitauro yokuIreland Uye kuBritain

Zvapupu zvaJehovha zviri kuedza chaizvo kuparidzira vanhu vanotaura chiScottish Gaelic, chiIrish, nechiWelsh. Vanhu vanotaura mitauro iyi vari kuzvifarira here?

Vhidhiyo: “Dai Risipo, Handizivi Kuti Ndaizoita Sei”

Tarisa unzwe nyaya yomurume asingaoni akabatsirwa neBhaibheri reBraille

Kuona Shoko raMwari Mumutauro Wangu

Tarisa uone kuti Bhaibheri remutauro wemasaini wokuAmerica riri kubatsira sei vabereki vari matsi asi vana vavo vasiri matsi.