MUKAI! May 2014 | Chandinoraramira Chii?—Zvikonzero Zvitatu Zvokuti Urambe Uchirarama

Iwe pachako kana mumwe munhu waunoziva akambofunga here nezvokuzviuraya? Ukaziva chikonzero chokuti urarame, hauzofungi kuzviuraya.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Zvaungaita Kana Watsiurwa

Ungabatsirwa sei nokutsiurwa zvinorwadza?

NYAYA IRI PAKAVHA

Chandinoraramira Chii?

Chii chinoita kuti munhu ade kuzviuraya?

NYAYA IRI PAKAVHA

Nokuti Zvinhu Zvinochinja

Kunyange kana dambudziko rako rikasapera, pane zvaunogona kuchinja.

NYAYA IRI PAKAVHA

Nokuti Rubatsiro Rwuripo

Zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kuti urambe uchirarama.

NYAYA IRI PAKAVHA

Nokuti Tariro Iripo

Kuva netariro kunobatsira kuti ukunde matambudziko aunosangana nawo.

INTERVIEW

“Ndinonyatsobvuma Kuti Musiki Ariko”

Frédéric Dumoulin akaodzwa mwoyo nezvaiitika mumachechi akapedzisira ava kuti hakuna Mwari. Kudzidza kwaakaita Bhaibheri uye kuongorora masikirwo akaitwa zvinhu kwakamubatsira sei kuti abvume kuti Musiki ariko?

Misodzi Yako Ine Zvakawanda Zvainoreva

Kuchema kwatinoita kunotisiyanisa nemhuka. Pakudini?

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Kana Usisina Mufaro Muwanano Yenyu

Mava kunzwa sokuti muri mujeri here? Zvinhu zvishanu zvinogona kubatsira wanano yenyu.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Mari

Mari ndiyo mudzi wezvakaipa zvose here?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ndiri Munhu Anovimbwa Naye Here?

Vamwe vana vanopiwa rusununguko rwakakura kudarika vamwe. Sei zvichisiyana?

Ndingaita Sei Kana Vabereki Vangu Vava Kuda Kurambana?

Ungaita sei kuti usaramba uchishushikana uye uine chigumbu?

Zvinotaurwa Nevechiduku Nezvechimiro

Nei kuva nemuviri wakanaka riri dambudziko rakakura kune vechiduku? Vangabatsirwa sei?

Mosesi Anokurira kuIjipiti

Sei Mosesi akaiswa naamai vake muRwizi rwaNire? Dzidza zvakawanda nezvake, mhuri yake uye mwanasikana waFarao.